Zvinoshamisa izvi!! Mwanasikana anobata chikomba chamai wake, Anoendesa nyaya kudare raMambo Mutasa

2024 ж. 20 Сәу.
45 062 Рет қаралды

Zvinoshamisa izvi!! Mwanasikana anobata chikomba chamai wake, Anoendesa nyaya kudare raMambo Mutasa

Пікірлер
  • maonero angu mwana ari right 💯 because hazvifadze mai vaite izvi vana vanodzidzei uye mwana wagona ku defender hupenyu hwaBaba wako

    @user-up5zj6rx6c@user-up5zj6rx6c13 күн бұрын
    • Dai vakadaidza vana sekuru kwete vana kubata chikomba chaamai

      @costachigwida4819@costachigwida481913 күн бұрын
  • Ndarwadziva nenyaya iyi musikana uyo mwana wasisi vangu Kerina takatokura tese sis vangu vakashaya 1999 ndabatikana babamukuru vangu vaMutamiswa he is down to earth

    @violetmarunze7248@violetmarunze724812 күн бұрын
    • Zviriko ,mapudzi anowira kusina hari kt asabikwe

      @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w11 күн бұрын
    • Imi ini ndaida hangu number dzemwana wenyu andiudzewo kuti wacho akura sei kwedu Kuna kudzi msasa asi ameno kuti ndiye kana ariye ndodakuudza vabereki vake auye kuno attender dare

      @user-gh6pi8vx4j@user-gh6pi8vx4j9 күн бұрын
    • The way I see this muskana uyu searikunyepa ...baba avo witness is not sure nehumboo hwake. Pluz baba avo varikuti wani vakavabvunza vakati havana munhu wavakabata but now vakuti ndakamhanyisawo munhu .....vanhu vanodzoka kubva kuvarume ndimi munotikanganisira ...madrama munomawanza .

      @prudencekubare1603@prudencekubare16037 күн бұрын
    • @@prudencekubare1603 🤣🤣🤣as long u are still alive never say never taura zvimwe not kutaura zvekubva kwemunhu kurume , akakuudza kt iwe uchafira ipapo ndianiko ,unogona uchida mrume wakoyo zvekudaro ozofa achingoti handichakuda ,wamwe wakarambwa wachena msoro ,sewe mark my words uchamafunga Mwari hawanwe chikokiyana ,usatukire munhu dambudziko rake ,ndiani asingade kugara mumba make

      @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w7 күн бұрын
    • @@user-oe9rw8os6w hatitorikoo kuvarume kwacho mufunge mainini I know macatcher mafeelings

      @prudencekubare1603@prudencekubare16037 күн бұрын
  • Mbuya ipfambi ngaibate hana katatu ichiti ndiri hure😂😂😂😂😂

    @ethelsawadye4023@ethelsawadye402313 күн бұрын
    • 🤣

      @marshallfumphanda3532@marshallfumphanda353212 күн бұрын
    • Kkkkkk hiwe

      @wendytarusenga8694@wendytarusenga869411 күн бұрын
    • Okay 😅😅😅

      @user-nz9ik3cc4z@user-nz9ik3cc4z6 күн бұрын
  • Hapana ngozi because ndi stepmother vake sako moda kt baba vake vazadziwe chirwere nehure risingagoni kuchengeta imba yaro ari right musikana uyu zvaskaita kuenda kwamambo

    @user-ly2wy9bc1p@user-ly2wy9bc1p13 күн бұрын
    • Mudhara akadyiswa uyo 😢

      @winniesithole3247@winniesithole324713 күн бұрын
    • Vanhu vacho awanyatsopatsanuri zve😂tetakut ndimai nyakutumbura

      @wadzanaichanga9813@wadzanaichanga981311 күн бұрын
  • Next time unanyora kt part 1 part 2 tizobatsirika ,ini ndanga ndatorasika coz ndakatanga kuona part 2 be4 part 1

    @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w12 күн бұрын
    • Thus true

      @nikkimasuku8042@nikkimasuku804211 күн бұрын
    • True. Same here ndatanga kuona imwe yacho ndatozobatanidza ma dots kuona kuti ino I part yeiya

      @michaelint23@michaelint239 күн бұрын
    • Exactly

      @user-qn4us3eg9z@user-qn4us3eg9z4 күн бұрын
  • Mukadzi anobika doro mukomboni igarinya manje. Atouya akadhakwa

    @tmaktmak1464@tmaktmak146413 күн бұрын
  • Vakadyiswa kkkkkk vanhukadzi inhubu

    @EvidencePraise@EvidencePraise13 күн бұрын
    • Exactly

      @ethelsawadye4023@ethelsawadye402313 күн бұрын
  • Murume wesutu idzungayirwa. I hope ahana kupiwa chirwere

    @mamzo38@mamzo3812 күн бұрын
    • Akajisiwa mdara we suit uyo ndokubva atozungaira big time

      @thomaschiwomba3752@thomaschiwomba375212 күн бұрын
  • Mudhara uyu akadyiswa tsete chaiyo , nemumwe wedzvinyu

    @user-uc9cw9ii9h@user-uc9cw9ii9h13 күн бұрын
  • Uuuuu Mmmm zirume iri sooooo ndatya mishonga iriko ndatya zvangu

    @pellagiamukora426@pellagiamukora42612 күн бұрын
  • Missed yu our chief smarty 😂😂😂😂

    @it3788@it378813 күн бұрын
  • Voice re Masese mai renoriwadza Stairs zvishoma

    @gracejaravaza5897@gracejaravaza58976 күн бұрын
  • Amai vanonyadzisa ava.

    @eunamasanganise2674@eunamasanganise267413 күн бұрын
  • Mukadzi uyu ihure hombe ndachitotarisa futi imwe nyaya chief mutasa achidanana nemukadzi watete saka huu huu

    @user-nv1ln5wr9l@user-nv1ln5wr9l12 күн бұрын
  • Picture quality picture quality picture quality asi chii amana tenge tatodownloader content yenyu but zvatozotarisira kuwana hazvisi, improve guys

    @godfreyguzhumbwe7613@godfreyguzhumbwe76138 күн бұрын
  • Kutonga hako nyaya but ambuya nemukwasha bhoo coz mutorwa nemutorwa ngavaroorane hapana chekaukama apa tongai yababa nomwana nyakutumbura

    @simonjaricha3044@simonjaricha304410 күн бұрын
  • Baba awo vachapepuka pavanopihwa chirwere

    @felistasname9468@felistasname946813 күн бұрын
  • Picture quality boo chibhanda❤

    @PoliteMuzenda-de8lv@PoliteMuzenda-de8lv12 күн бұрын
  • Zvaanenge the same lady akadanana nemurume vatete .zvakaoma

    @lucyhundungu6322@lucyhundungu632212 күн бұрын
    • Ndatozvionawo imika

      @user-bz3py5gh7d@user-bz3py5gh7d11 күн бұрын
    • Eeee ndiye

      @raviropolitegudoshava3200@raviropolitegudoshava320011 күн бұрын
    • Ehe ndiye wekudanana neMukuwasha anotoda kudzikunurwa chaiko

      @Vongai-mi3up@Vongai-mi3up9 күн бұрын
  • Mudhara uyo akadyiswa

    @naisonuranda5695@naisonuranda569513 күн бұрын
  • Nyama ndogona kuiviga mumba haina makumbo ne brain munhu anonetsa kurinda haasi makudo kana tsoko Hure harina mugoni its in the blood.

    @markmax3112@markmax311213 күн бұрын
  • Sound sound very poor

    @mukombe15@mukombe1511 күн бұрын
  • Chief muridzi wemukazdi is already defending his wife. It means he is against the idea yekuyisa mukadzi wake kudare. Vana sandivo varidzi vemukadzi saka cannot stand as complainants in this case iye muridzi wacho wemukadzi aripo plus asiri kuda kuti nyaya itongwe according to the presentation yaita mudare. You should just have dismissed the case. Zviri pachena kuti baba avo vanotiziva zvinoitwa nemudzmai wavo and havasi kutofariri zvaitwa nevana vavo

    @romeodzangare9905@romeodzangare990513 күн бұрын
    • Zvevarume vakadyiswa tsete tombovada hre muZimbabwe apa muridzi wekudya bota hanzi akaudza mupurisa wamambo kut cerevita ndakarova asi zvinongonyadzisa kaa kuzvibvuma pachawunga 😂

      @SandileHopewellNdlovu@SandileHopewellNdlovu13 күн бұрын
    • Chief havasikutonga kti munhu akatora mudzimai wa baba ava chete as such by kutonga kti chihure havachide munyika mavo chinopondesa, kukuvadzisa, kuzadzana zvirwere huye kusvibisa nyika yavo chief Mutasa huye kubvisa kunyadziswa kwaitwa vana baba avo pamwe nedzinza rose. So nyaya ngaitongwe zvayo.

      @muzezuru@muzezuru13 күн бұрын
  • Baba awa wakadyiswa shame wanoda kubatsirwa

    @Winille-em1lv@Winille-em1lv12 күн бұрын
  • Chibanda please work on your video quality. Its a big downgrade from Karanganda. This was a good story but with your poor video quality you missed an opportunity to lure more viewers. Your sound and noise level is very controlled though, ipapo urikugona.

    @St-G2@St-G213 күн бұрын
    • I don't have enough equipments

      @manasschibanda@manasschibanda13 күн бұрын
    • @@manasschibandadon’t worry zvinoita chete

      @tmaktmak1464@tmaktmak146413 күн бұрын
    • ​@@manasschibandazvichaita chete nanaira unosvika

      @gloriamarvellousmutindivar5349@gloriamarvellousmutindivar534913 күн бұрын
  • Ko makadiiko kuenda nema fon vakatora mavedio

    @annamercytigere3038@annamercytigere30387 күн бұрын
  • Mai ndevechidiki murume akura

    @gracejaravaza5897@gracejaravaza58976 күн бұрын
  • Baba vakadyiswa madhoti chaiwo kkk. Rakapata. Ungagara kumusha mukadzi ari kumashabhini

    @percychuma8424@percychuma842413 күн бұрын
  • Hure remai

    @clemencetavashure5749@clemencetavashure574913 күн бұрын
  • Mimba yavakatira anai awo ngavaende nemwana uyeyo kuma DNA test

    @lovemorechinyadza6603@lovemorechinyadza660312 күн бұрын
  • Mwana haatongesi mubereki.

    @acmfirst5481@acmfirst54817 күн бұрын
  • True

    @simbisomadzivanyika3369@simbisomadzivanyika336913 күн бұрын
  • Kkkkkkk its porridge ndakasvusvura for me

    @user-fi6zn4lr8t@user-fi6zn4lr8t12 күн бұрын
  • Nyama ino gara mumba chief 😂😂😂

    @user-go3ht5wb5t@user-go3ht5wb5t9 күн бұрын
  • Quality yevedeo

    @melverchawasema4905@melverchawasema490513 күн бұрын
  • Mwana akabatwa àmai nechikomba arirayiti Baba añogona kupiwa zwirwere kaña kuurayiwa nechikomba waitabasa mwana musikaña ndarwadziwa nechiwure chechembere yanyadzisa nyika musadaro madzimai chieda unogara nechikomba ibvapamusha pemurume yeda unogara nechikomba

    @user-mb8ds1ub9g@user-mb8ds1ub9g13 күн бұрын
  • Chibanda ndeipi iyo ko karanganda yadifuti chichirikumbo itika

    @user-rp3tn4zh4s@user-rp3tn4zh4s13 күн бұрын
  • Saka karanganda ndeyekuvhurira vamwe nzira here baba tap's murikudi tipeyi rezere todakufamba nemi

    @user-rp3tn4zh4s@user-rp3tn4zh4s13 күн бұрын
    • Ba Taps vakarohwa fongo na Gucci. Vachadzoka havo

      @tmaktmak1464@tmaktmak146413 күн бұрын
  • Mwanasikana enda na baba vako vanorutsiswa vakapedzwa navo kare vakatoneta havo

    @beautysbongilesawana8776@beautysbongilesawana877613 күн бұрын
  • Baba vakadyiswa hvo shame

    @TatendaZingoni@TatendaZingoni9 күн бұрын
  • Baba makadyiswa shaame

    @maslinematare2823@maslinematare282313 күн бұрын
  • Plus you don't just focus on the speaker only but the other people including the chief and his aides

    @nelsonmayisiri525@nelsonmayisiri52512 күн бұрын
  • Mukadzi anomwa doro akangofanana nepamba pasina fence 😂😂😂😂

    @faithmarvis@faithmarvis13 күн бұрын
    • Kkkkk ndazoseka hnku chokwad hmunyepe

      @user-ul4ij1ro9w@user-ul4ij1ro9w12 күн бұрын
    • Hauna Mari shaaz kana wave nayo hauzvitauri izv

      @jaspernambala@jaspernambala12 күн бұрын
    • @@jaspernambala kumwa doro hazvirevi kuwana Mari kaaa chitori chirombe on the other hand

      @faithmarvis@faithmarvis12 күн бұрын
    • @@faithmarvis vanhu vakasiyana mawaniro uye behavior after alcohol that wy uri faith ini ndri nambala kuno namadam tonwatose beer but titori nezvishandwa zvisina vacho vane vakadzi vasinganwi

      @jaspernambala@jaspernambala12 күн бұрын
    • @@jaspernambala haiwa tatisati tasvika hedu Kuma resources chandataurira nyaya yedoro yanga ichinangana namai avo

      @faithmarvis@faithmarvis12 күн бұрын
  • Vanhu vakaona camera vanobva vaonererwa, nyaya haizonzwiki

    @TheChekas@TheChekas13 күн бұрын
  • Mwanasikana uyu namainini vake vagara havatowirirane and am sure she has been on a mission to get something she can use against mainini, ruvengo rwacho rwakaoma not defending what mainini did

    @felistuschauke5749@felistuschauke574910 күн бұрын
  • Under petticoat government. Vakazungaidzwa baba. Dororo, mukadzi une simba.

    @mukombe15@mukombe1511 күн бұрын
  • Baba avo Muridzi wemukadzi wakadyiswa Mushonga wakaipisisa Vatori murima wy vachitora nyaya yakadaro very simple like that uuuuuu Amai Vakaoma avo

    @user-kv4os3ne5c@user-kv4os3ne5c12 күн бұрын
  • Mdara ano nyebera kudzungaira he knows kuti madam yake inotemesa vanhu vese vaaisvika achibvunza ndoo pavangazo pupura zvinhu zvomudzimba dzavanhu zvino buda here

    @ChamuMasukume@ChamuMasukume11 күн бұрын
  • Stepmother zihure

    @elphuselvisnyangombe383@elphuselvisnyangombe38313 күн бұрын
  • Mother ndihule mkulukhulu 😢

    @ssam1430@ssam143013 күн бұрын
    • A professional hule 🤣🤣🤣

      @muzezuru@muzezuru13 күн бұрын
  • Vakadyiswa baba ava

    @pellagiatigere4642@pellagiatigere464213 күн бұрын
  • But Baba Svinurai kana muchida Chembere yenyu iyo asi kana musingaidi Siyai idyiwe hayo Bota nechikomba

    @user-kv4os3ne5c@user-kv4os3ne5c12 күн бұрын
  • Ndimai vake here kana ndimai nini mudzimai wababa

    @evylinemunjeri7106@evylinemunjeri710611 күн бұрын
  • If it was her real mom l don’t think she was gonna tell lol

    @natashayakubu7996@natashayakubu799611 күн бұрын
  • kudzie msasa or masasi muchatifumura imi 🤣🤣

    @thekudzie99@thekudzie9912 күн бұрын
    • Iwe uri kudzi ani

      @user-gh6pi8vx4j@user-gh6pi8vx4j9 күн бұрын
  • Zvakamboitika panyika dzeii

    @juniorfreedom8775@juniorfreedom877513 күн бұрын
  • Baba vakabikwa ava zvinotyisa

    @pellagiamukora426@pellagiamukora42612 күн бұрын
  • Baba vane sutu avo vanogona kuzvisunga vakabatikana shame Mai avo vakadyisa murume mwana musikana iwe fambisa baba vako varutsiswe vachapihwa zvirwere nehure iro

    @annanyamugudza1327@annanyamugudza132712 күн бұрын
  • Mbuya iyi vane nhamo vanoti Mai kana nyere dzacho nekukura ikoko

    @annanyamugudza1327@annanyamugudza132712 күн бұрын
  • Vatapi venhau vawandisa 😅😅😅. Baba ava hakusi kupusa. Kusasa mukadzi. Saka ndovane mhosva. Kana kupusiswa

    @sqrd3536@sqrd353613 күн бұрын
  • Hapana ngozi inoitika apa mwana wasisi vangu akasungirwa chii

    @violetmarunze7248@violetmarunze724812 күн бұрын
  • Pfeee Chibanda pa ManicaBridge 😂😂

    @simbarashelloydgonye@simbarashelloydgonye13 күн бұрын
    • 😂😂😂😂😂😂

      @PreciousMutenda-zk9rb@PreciousMutenda-zk9rb13 күн бұрын
  • Munengewo hure hure imi

    @user-zg9mg4ye6w@user-zg9mg4ye6w12 күн бұрын
  • Baba akandwiswa shame.mwana sikana hana chambotadza

    @mesiMutepfa@mesiMutepfa11 күн бұрын
  • Titambire shumba manga Marowa

    @patiencemaunga3679@patiencemaunga367913 күн бұрын
  • Please improve video quality n sound.

    @innocentmthawonga8356@innocentmthawonga835613 күн бұрын
    • The quality is right. Maybe its your device. The sound is perfect.

      @nicholasfungurani9677@nicholasfungurani967713 күн бұрын
  • Anofanira kumhangara ndibaba kwete mwana, ko kana vaviri vakawirirana iwe mwana unopinda papi

    @morganmahlaba6154@morganmahlaba615413 күн бұрын
    • Iwe zvinobhohwa kuitirwa mumaziso mako apo arimukadzi wababa vako

      @user-rp1kl9he1e@user-rp1kl9he1e13 күн бұрын
    • Shamwari zvanzi baba vane situation yavanayo,zvichireva kuti munhu anokwanisa kumirira baba iwavo mwana wavo iyo amhan'ara

      @Goelrusape@Goelrusape13 күн бұрын
    • Aaah if ngazvichibuda hazvo pachenaka kti vakawiriranazve mudare ramambo😂😂😂 piri zvikomba zvikaponerana pamba ipa huye mudzimai iyeyu akaponderwa mumusha mababa ava vana ava havapinde busy ere kuripa ngozi ere??? Ko zita ririkusvibiswa handi remhuri yose ere??? Varikunyadziswa ndibaba chete ere???

      @muzezuru@muzezuru13 күн бұрын
    • ​@@muzezurutaura hako

      @gloriamarvellousmutindivar5349@gloriamarvellousmutindivar534913 күн бұрын
  • Mai ava ipfambi kuhura nemukwasha

    @elphuselvisnyangombe383@elphuselvisnyangombe38313 күн бұрын
  • Camera man don't be visible muchitora ma videos please.

    @godwinchiutsi9183@godwinchiutsi918312 күн бұрын
  • Karanganda yaenda kupi

    @JochuaCollenChinhacata-up2ou@JochuaCollenChinhacata-up2ou13 күн бұрын
  • Akazviparira ngozi pachivanhu chedu

    @wadzanaichanga9813@wadzanaichanga981312 күн бұрын
    • Apana ngozi ndi step mother ka ava akatogona nokuti baba vake vano urayiswa ne pfambi iyi

      @evylinemunjeri7106@evylinemunjeri710611 күн бұрын
  • Mwana wekutanga iyeye endai kuDNA😂

    @user-yr5su6ul3k@user-yr5su6ul3k13 күн бұрын
  • Kana tazogara hedu mungaite senge makagona kufumura mai venyu apa uri munhukadzi uchenjere kuti uchaita ngozi namai vako inini hangu talking to my experience kune mumwe akazviita kwedu kumusha akarevera mai vake. Iye ndokuzonzwaro nemwana wake kuti mai vane chikomba kwakutorambwawo apa aive agere sei hake careful amai imi.

    @kudzanaipedzisa4170@kudzanaipedzisa417013 күн бұрын
    • Ndi step mother havana basa avo

      @mesiMutepfa@mesiMutepfa11 күн бұрын
  • Ndipoo mushonga wawakapa murume wako mmmm

    @ChristyMilly-zp4op@ChristyMilly-zp4op12 күн бұрын
  • Igirlfriend yababa vake iyo

    @mzee5533@mzee553312 күн бұрын
  • At Kudzi ava ndimainini hamuna kubata nyaya mwana uyo yakakura tese Mai vake vakashaya 1999 ava ndimainini

    @violetmarunze7248@violetmarunze724812 күн бұрын
    • Aika inga ritori drama

      @shamainetimarizeni5429@shamainetimarizeni542911 күн бұрын
    • Ndipeiwo number yake or zita rake ndrikuda kunzwisisa kuti kudzi uyu ndeupi

      @user-gh6pi8vx4j@user-gh6pi8vx4j9 күн бұрын
    • Nhai violet kana uchizivawo macontacts emusikana uyo ndipewo ndrikuda kunzwisisa kuti kudzi ndeupi uyu kwedu Kuna kudzi asi uchiriwezera diki saka kana ariye ndoda kuudza maparents ake akwanise kuattender dare

      @user-gh6pi8vx4j@user-gh6pi8vx4j9 күн бұрын
  • Chembere dzichiri kutsikisa nhai vachirikuda mboro zvekudaro nhai

    @edwardkiraku-jk1hs@edwardkiraku-jk1hs13 күн бұрын
  • Zvemujolo surrender 😢

    @nathanchakazani6547@nathanchakazani654713 күн бұрын
  • Ngoxi iyo

    @kikikupara7265@kikikupara726513 күн бұрын
  • Chibanga tv help us the z poor quality photoshooting

    @user-yy2rm9hy9z@user-yy2rm9hy9z13 күн бұрын
  • Bota ndere vana vadiki, 3 4 years

    @pearcekanyoka2453@pearcekanyoka245313 күн бұрын
  • Cameraman wakadhakwa

    @samuelngirazi9636@samuelngirazi963613 күн бұрын
  • Vakadyiswa baba vakatoneta zvavo vana vari kurwadziwa chihure

    @pellagiatigere4642@pellagiatigere464213 күн бұрын
  • Stepmother vane ngozi yeiko

    @user-lp4si4wb4c@user-lp4si4wb4c13 күн бұрын
    • Havana havo

      @MaryMucheka@MaryMucheka13 күн бұрын
  • Ummmmmmm mwanasikana zvawaita izvi unozvimiririra here .nyaya dzamai dzinonetsa hama wanga usina right yekuendesa mai kudare zvawaita hazviite hama.

    @user-bf1hd6uk1d@user-bf1hd6uk1d13 күн бұрын
    • Stepmother vane ngozi here 😂😂😂

      @gloriamarvellousmutindivar5349@gloriamarvellousmutindivar534913 күн бұрын
    • Haasi mai wake ndistep mother

      @user-yr5su6ul3k@user-yr5su6ul3k13 күн бұрын
  • Chikomba chamai ndibaba!

    @Nayr_1111@Nayr_111113 күн бұрын
    • Yes

      @St-G2@St-G213 күн бұрын
  • Video quality is very poor.

    @user-su9sf7rn7e@user-su9sf7rn7e13 күн бұрын
    • Kasi ifitimu here rauri kuda kuti riite quality

      @TakomborerwaKunaka@TakomborerwaKunaka13 күн бұрын
  • Ko Karanganda haachaite futi kwaChief Mutasa? Aaa weduwe.

    @mineatdjk@mineatdjk13 күн бұрын
    • Anga ambori Kuma positori ukuromba😅

      @Gonawapotera1@Gonawapotera113 күн бұрын
    • @@Gonawapotera1 ho ok 😃 hopefully he will cone back

      @mineatdjk@mineatdjk13 күн бұрын
  • Mutasa on this warasika because muridzi wemukadzi ndiye ane right yekudare.Mwanasikana nemukuwasha are fighting a losing battle.Ko kana vakawirirana.Couples have a right to make own decisions.Mwanasikana is a case 9f settling scores na stepmother.From the looks itori mhunzamusha.Mukuwasha akam oita witness yechihure cha ambuya kupi ikoko! Waiting for the outcome!!!

    @fortula.tichwagoramuog8784@fortula.tichwagoramuog878413 күн бұрын
    • Chitori chimwe chikomba chake mukwasha watch next video

      @Gonawapotera1@Gonawapotera113 күн бұрын
  • Unozvitsvagira ngozi nezvisina bsa unoendesa mai kudare iwe nxaa

    @user-kl8hq3qe8t@user-kl8hq3qe8t13 күн бұрын
    • Haaa vanhu ngavaite kwazvo ngozi inoripwa iyi haisi yekuuraya munhu. Mwanasikana ari ryt to stand for her father varikugara kumusha mainini vari mu town nezvikomba. Ngavaende kuzvikomba out of her father's house . Hatidi kujaidza vanhukadzi ku temba ne Ngozi

      @markmax3112@markmax311213 күн бұрын
    • Havasi Mai vake ava ndi stepmother kana kukwatura ndokwatura

      @PriscaRazerera-tb9tt@PriscaRazerera-tb9tt13 күн бұрын
    • Kuti ndimai wake here

      @Ashley-up6xy@Ashley-up6xy13 күн бұрын
    • @@Ashley-up6xy nhy bvunzawo vakangofanana na mai vemu sendraini ava ndovakiya pasina kana chinondiwana ungabve kwese uko kuzodyisa baba vangu kt vapuse uvahurire nxaaaaa baba vakatovharika ka avo

      @PriscaRazerera-tb9tt@PriscaRazerera-tb9tt13 күн бұрын
    • Havasi mai vake avo ihure ra baba vake

      @user-in1ie9mf1k@user-in1ie9mf1k13 күн бұрын
  • Baba vakadyiswa awo. Anoda kubatsirwa nekurutsiswa

    @nhewas@nhewas13 күн бұрын
  • Idzo mhete dzinongoratidza zvawari mai awa

    @user-yr5su6ul3k@user-yr5su6ul3k13 күн бұрын
  • Nemio munazvoo Mungazvida er. Kuti baba wenyu wagariswe kumusha Iiimii kwanai kusara mukomboni ere xha Baba wakarwara wana.ndoowanotambura kujorera madhodi xha Zvinobhowa Achitosheedzwa kuremekefzwa k mhai

    @MiriamChiwarakata@MiriamChiwarakata13 күн бұрын
KZhead