kurora musikana ane 15 years, kwakuzomupa gumburo rema bond notes
2024 ж. 3 Мам.
5 328 Рет қаралды
kurora musikana ane 15 years, kwakuzomupa gumburo rema bond note-Chief Makoni's traditional court
kurora musikana ane 15 years, kwakuzomupa gumburo rema bond note-Chief Makoni's traditional court
Mukoma Zigo ndakuonayi lots of love 🎉🎉🎉🎉
Chokwadi imu nyaya ndeye mwanakomana. Chirikadzi vanoiwanepi. Tongai huchirikadzi hazvina kureruka. Saka moda mai ava vanoiwanepi . Mwana haasi pasi pe zera imiwee. Munodzvinyirira imi
Amwene ngavaripire mwana wavo vanoita sevanorara nevana
Mai ava havadi murora imharadzi
Mai itsotsi ava
Mbuya iyi ma1 ndiyo inotonga musha .
Nhema akatiza mwana wambuya ava kwete akaenda kunotsvaka
Katsano aka kakuda kuitawo hudyire aka
Tsano ngavati changanu changamu mhani 😢
Murikusvira asi kana yave nguva ye kuuya kudare hauchauya. Muri Mhata dze anhu vakwasha imi
Immmm bhoo hre language iyi?
@@frankmoyo7267 bho zvekuti.Vanobhowa vakwasha Ava
Tezvara makapusa munhu ndeanochangamuka
Haana kupusa ,he is standing for her sister ,akatopusa ka sis kake
150 a cow ahh