Iwe shamwari uchipano. uchahwa mashoko asina size newe, tadzingwa time dzakasiyana phuma. isa like kana wanakirwa nechi statement chekuvharisa ichi kkkkk kkkkk
@Chux482 жыл бұрын
Poacher guru ndimi zve vaVharazipi
@motivationalcentre68782 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣VaVharazipi Shona yenyu yarevei apa kkkkkk hanzi Chairman musanetsana naye igon'wani kana kuti datsunya .kkkkkkkkkkkk
@bonkieman2 жыл бұрын
Kkk chairman wakangofanana ne zhou iwe mutumbi mkuru chi brain chitoko
Iwe shamwari uchipano. uchahwa mashoko asina size newe, tadzingwa time dzakasiyana phuma. isa like kana wanakirwa nechi statement chekuvharisa ichi kkkkk kkkkk
Poacher guru ndimi zve vaVharazipi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣VaVharazipi Shona yenyu yarevei apa kkkkkk hanzi Chairman musanetsana naye igon'wani kana kuti datsunya .kkkkkkkkkkkk
Kkk chairman wakangofanana ne zhou iwe mutumbi mkuru chi brain chitoko
Nhasi ndoswera pano Mbuya handiendi .kkkk vz hanzi mask yanunira netsvina haa team makanyanya .vz shona yako uuum unofanira kuita nyanduri wekenyenye
Hanzi VaVharazipi kana mnhu aati aakude pamba pake iiibvaaa 😂😂🔥
ko matosiya kuredza here vakomana. haaaagh message modira imi.
Loving all the green around. Totenda Mwari nemvura.
Kunzwisisa nzwisisa kwa VZ ndewe kukumbira
Iwe ausi munhu wangu Uri Adamant mhani chibva pamba pevanhu mhani
hanzi naVz tadzingwa time dzakasiyana puma kkkk
Kkkkkkkk atanga kudzingwa ndiye anotanga kuenda
Hanzi tadzingwa time dzakasiyana phuma kkkkk hayaaa tainzwa message
Kkkkk andina kumbiti kundoredza kurwizi asi kumvura chete
Tadzigwa time dzakasiyana, puma!
Datsunya zvorevei
Violence iyoyo yakaipa😂😂😂😅
Kkkkk zvanzi mozvimbambashira
Chibage chiri mumunda umo paita varimi apo. Message delivered well
Masvingo hoye.im proud of you sabhuku and team
Vharazipi mabasa makuru chaiwo
Kkkkk hanzi tanzingwa time dzakasiyana🤣🤣🤣😂😂😂
Achanzwa zvisina size naye🤣🤣
Mbuya aJohn zvedi havadi corona shuwa 👌👌👌👌
Violence iyoyo inovuraya vanhu
vz and team kovana jojola varipiko
Datsumwa or gonwani 😂😂😂 new words
😂😂😂
@@samzana7513 team rorwara iri
🤣🤣🤣🤣 you never disappoint!
kzhead.info/sun/iJR-p7mMoHd3dnA/bejne.html
kkkkkk Vharazipi sahwira wajojola
Mbuya jonh na vharazipi ndigonzo nachin'ayi hazvitane kuburana😂😂😂
😂😂madzvingwa time dzakasiiyana Phuma😂😂🤣
Ko Mai Joni vachabvuma vharazipi riini
So good guys kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mbuya ndafunga kuti muri kuside kwaVharazipi nhasi
Vz Vz kuvhura nekuvhara .....
But sabhuku kungoshaya zvenyu 1milion followers but kutaura 🐠♨️♨️♨️
I love you Team Vharazipi...kip it up munondinakidza!
Vz vz I liked
Vz vz danda rechiredzo njanga remhunga kkkkkk
musvoti ndeupi uyu😀😂😂😂😂😂
Mwana wemuramba
Vanhu vanogonesa ava
ndatouya 😂😂😂😂
Violence iyoyo yakatoipa kkkkkkk
Datsunya kkkkkk Sabhuku VZ hamuperegwi
Number 20 ☺☺
Chivasiyai Chairman
Tadzingwa time dzakasiyana pumaaa🤣🤣🤣
Ndachema zvangu😂😂😂
Informative and humourous. Keep it up.
Datsunywa😂😂
Happy new year team #VZVZ
Kkkk madzinga mukomana kuti musare muchiriranaka
Uchazohwa mamwe mashoko asina size newe kkk
Vhayorenzi ndeyipi varazhipi😂😂😂
These guys are good kkk
mkadzi wasahwira wangu Jojola😅
You real actors
Goodwrk
Omicron violence
Tadzingwa tym dzakasiyana kkkkk
😁😁 Haaa Shona iyi ✊✊👌🏾😁
Team iri rogona kutouraya munhu nekuseka chete🤣🤣
Imi zvamakapfeka dhirezi risingakwani wani 🤣🤣🤣🤣
Datsunyaa kkkkkkkkk haaa sabhukuu munosasaa
Haaaa violence iyoyo yakaipa🤣🤣🤣🤣
KKKkkkk violence iyoyo yakaipa
Ndabva ndafunga MrPresident vachion bhora vakapfeka yavo mask .kudzidza hakuperi
It's been long. Ko malong drama aye sabhuku
Idatsunya chairman kkkkkkkkkk
Polona Valiant yanetsa iyi
Kuzogarapano a zuite
Musica day prise a zuite
Ini ndinayo iyi......
Kkkkkk datsunya kkkkkkk
Uchahwa mashoko asina size newe uye tadzingwa time dzakasiyana puma!!!
🤣🤣🤣🤣 violence yacho....
Thank your guys love you 💕 I
Omicron violence😂😂😂😂😂🔥🔥🔥
Kkkkkkkkkkkkkkkkk violence kkkkkkkkkkk
Muri zvibaba kkkkk
idatsunya
VZVZ team munogona but vara zipi mukadzi wabhururu???
Team vz vz?we love you
Datsunya
Datsunya😁
My bestentwrnainer
Haaaa 🤣🤣🤣🤣 phuma
kkkkkkk these guyz are good
🤣🤣🤣🤣vanhu vatatu ava vanogona havo
Violence 😂
Yaa
Misvoto kkkk
Kkkkkk
Kkkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkkkk
Kiki vayolensi
Misvoti
😂😂😂
Chairman vataura chokwadi apa
tadzingwa time dzakasiyana
😂🙂😀😃😄😁
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Gomwani kana kuti Datsunya🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Tried