USATAURE KWAUSINA KUSWERA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 36 PROMO #theclosurednashow #tinashemugabe
2024 ж. 1 Мам.
12 499 Рет қаралды
Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 36 ZVISHAVANE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: instagram.com/theclosurednash
...
Facebook: facebook.com/theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZhead Channel: kzhead.info/tools/n2d-FKT.html...
Imbodza chete bota iri harina kukwata,hokoyo
Pari kuuya VAR apa 😂😂😂😂😂😂😂😂
Mr mugabe Sekuru vekupa Muzukuru nhumbu vakazosungwa her
Vakadzi soo iuu 0% chte 2day ndochii ichocho chinenge ngozi kkkkkkkkkk😂😂😂
Imi woye nyaya dzeBota vanhu wanopedzisira wawa maenemies yoh
Ya”ll 99,9999999% congrats girl.
Ikaita 99 Haa tinoshamisika.
VaMugabe nhaka muchationesa zvimwe zvinhu imi..Mirai muone
Nhasi pano panopisa one day here vakadzi tisadaro😂😂
DNA abva ati ranga ranyanyonaka sei zvekubva mafufutirwa pasina mazuva maviri,😂😂😂😂ndaona panzi excluded
Hapana kumira zvakanaka. Tichanzwiririra zvedu ne 2 days here.
Rinenge raiva bota rema oats anemukaka nedovi 😅😅😅
@@SandileHopewellNdlovu 🤣🤣🤣🤣
😅😅 Iye mnhu ngaadzidze kutaura kwaaswera chaiko
Muchinyanya varume kungodanana nemunhu makutomhanyira kubota hamugoniwo kutora nzira isiri yekungofamba nesalt muhomwe here
Kkkk mugoti wacho wakaribika sei botarooo ayeee 2dys ere
Heyi, misha yakasenga veduwee, kunyange ikaita 99,99% ungagara sei ne munhu asina respect kudai, vabereki ngavaraire vana veduwee😢😢
Irikuuya rinhi nha
Bota family Ahooyiii😂😂😂
0% is coming
99.99 %iwe
😂😂😂😂😂
0000
😂pakadai hapadi kunyenama
Uuuuum ndachema zvangu umwe anonyura but zviriko kkkkkk even 1day 😮😂😂
Re Monday rakaita mbodza aah zvinhu zvacho toribika sei kuti rinyatsoibva anhu wee
Haaaa rotoda aunty rhodha 😂😂😂
Tonight 😂😂😂
Kamuchacha aka kanonyepesa mmmmmmmm koo kungonyarara nhayi
ndeyanhasi hre iyi
Zero cheteapa 😂😂😂 takachimirira
Kana baba vati Dec mai voti Jan zvinenge zvava nemamwe maoenero futi
Mhama vanenge cc Va Panashe 😂
Apo hoyoooo
Apa izero chaiyo apa😂
Ini l did it one time and pregnant only that first time
Kkkk bota family
After 2 days hre veduwe
😂😂😂😂😂😂 pachapisa pano nhasi
Probability is 0% apa nyangwe zvidii
Finished yuwiii 0%.is.coming.😅
Pakashata
Zero chaiyo
Kune umwe mukadzi waunotoona kuti Hama yangu yakaroora muroyi chaiye munhu penga asi kana uri pavanhu dzikamawo vanhu vanofanirwa kukushaiwira pauri kungozvipawo 1 minute yokungodzikamawo
Pachaita spiritual husband apo😂
😂😂😂Porridge nebota zvinhu zvakasiyana hanty 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂 saka mujolo urikutonga hey hey 😢😢😢😢😢 haaaa vana vese kudzinga kwavo , aaaaaaaaaaa
Ranga rakanyanyodiko bota iroro haa mimwe mubvunzo so kkkkk
Kkkk mkoma mgabe ka 😂😂😂😂 2days rangeranyanyo ita sei 😂😂😂😂😂😂
2 days
Pamwe pacho unopererwa
Dai kusina ma DNA vaida kunyura vakawanda varume 😂😂😂😂
. pane nyaya apa
Bota iri harina ibva rakadyiwa kumwe ndovaridzi vemwana kwete uyu
Pane chichaenda nechimwe
Bota family pano panonzi pano
Vanhukadzi vanonyepera kungwarisa zozvovazvimbira kana chokwadi chobuda apa
Raiva nesugar yakawandisa bota
Iyika 0%chaiyooo
The probability is 0%
0%😂😂😂😂
Var yati no penalty 0%
0.0000 %
Probably 0%😂😂😂
0 iri
0% straight
The probability of paternity is 0%😮
Kwaaaa
😂😂😂😂huye bodo bota richanetsa iri
Bota iri harina kuvira chte
0%
Kkkkk.sey uchionera chikard senio 😂
The probability is o.oo %
Ne-attitude yaAmai avo pakabuda 99.9% murume arikuona moto
Fake bota hakuna bota rakadai
moto unenge waita mushoma uasha dzanyanya