Kkkkkkk zvaiwana ngwarati muroora adzikamiswa manje! MaTables have been turned! Apa murume akutorwa naasahwira
@edgarmangwiro915825 күн бұрын
Munotivaraidza plus muno actor zvinoitika mu real life
@giftnyanhowo53729 күн бұрын
Thnk u so much hama
@graciousmangei774029 күн бұрын
Zvese bhoo but kunonoka kupakura maziso anenge aneta nekutarisa pa KZhead 🎉🎉🎉🎉
@IrineMasese-pp3ro29 күн бұрын
@IrineMasese-pp3ro ipapo I'm with you 💯 mkoma Danny and team zvimwe zvese bhoo but pakunonoka kutipakurira chete otherwise we l❤❤❤❤ you all guys 😊😊🎉🎉🎉🎉.
@ShortCircuit0544529 күн бұрын
Yah ma episode enyu anozouya takangamwa patakagumira
@Rhambo48527 күн бұрын
Weldone tete ipai munhu nzwimbo yake anga anyanya kurasa mswe😂😂😂😂
@AshiaMufaranechisi28 күн бұрын
Tete did well. Anga achinyanya kuswaradza iye muroora uyo aahh.
@cynthia257028 күн бұрын
Kungoshaya hangu marriage asi Ndiri munu aribhooo eeeh 😂😂😂😊
@tonderaizinyengere789027 күн бұрын
Nyari Amedza fridge 😂😂kuita kucooler down 😂😂😂
@waynetakudzwanemasango169928 күн бұрын
Well done 👏 guys keep up the good work 👏. You are doing well. Keep entertaining us muno actor zviri real kuita kunge Hollywood levels chaiyo. Rambayi muchi kanda muchiti fadza
😂😂😂😂😂😂😂haaaa nhasi wagadzikwa mu dish Nyarie bva wati tonhoooo
@tatendahopekatungunde29 күн бұрын
Nyarie nhasi wazosvikira Tete vakadzikama but vazongodziya zvekut ini ndikutovatya
@user-ye3qc4ny6u27 күн бұрын
Good job Tete stand up for yourself
@supastar2528 күн бұрын
Zvaiwana ngwarati wati shoyoyo ka Nyarie kuda kutaurisa😅
@lindachitungo995028 күн бұрын
Nhasi Nyarie zvakuwanana 😂😂😂😂
@patienceshamu823528 күн бұрын
Vee's performance in this episode was truly remarkable, demonstrating her exceptional talent in conveying the complex emotions of her character. From the time she engaged in conversation on the phone with her friend, to the moment she walked alongside Nyarie, every aspect of her portrayal was filled with depth and authenticity. What stood out most was her ability to capture the inner conflict of a person torn by guilt. Each expression on her face spoke volumes, reflecting the turmoil of someone grappling with the weight of their actions. Particularly noteworthy was her subtle yet powerful avoidance of eye contact with Nyarie, a gesture that added layers of complexity to her character. She masterfully captured the essence of a woman entangled in a web of deceit and betrayal. Thank you.
@mudzariinnocent892928 күн бұрын
Asi you know her personally kkk
@sandrabeulah28 күн бұрын
True words fr sure she dd tht rile well
@graciousmangei774028 күн бұрын
@@graciousmangei7740 Thank you guys for entertaining us. When it come to you Gracious, and Nyarie, words are insufficient to describe your acting abilities. Your ability to embody characters with such authenticity truly leaves us in awe. There are moments when Nyarie's and your portrayals feel so genuine that it's easy to forget it's acting, which speaks volumes about your talents. Tete also shines in her role, executing her character with finesse. You bring a touch of reality that elevates the entire performance. Rambai makadaro.
Hallo family thank u fr the support enjoy this episode mashoko anovaka ndomadq so tht we do the best nxt episode
Respect
Thank you mkoma dan
chibaba ichi 😂😂😂😂@graciousmangei7740 you are the best
Ichokwadi here kuti hamuchashande mese naComic elder.
Episode 7 inouya rini
Ko cameraman haagone kugadzikana here,, chaari kumbotendererera chiiko
Nhasi Nyarie tete vakuratidza kuti ahuna kungwara 😂😂
Eheee ushamwari hwekufurirana kuitira vamwe utsinye, munopedzesera makuitirana utsinye hwacho pachenyu hezvo murume akuda kutorwa😪
Zveshuwa anogona kutorwa na sahwira wa nyarie ,zvekuti shahwira akazemberana na Tete chete Danny aenda
@@Rhambo485 taura hako, because tete vajamuka kkk but Nyari akangwara haatorerwi murume zvekumhanya
Hiiii nyari nhasi waiswa panzvimbo pako 😂😂 cant wait fo 7 itai muchirebesawo pls
Yaaah nhasi Tete mazopedzera Nyarie mamudimburira muromo wake now ave kuziva kuti makaosha not kukuendesai kumabhidhiri nekupengera fud. Well done guys mundigonera hangu 🔥🔥🔥🔥🔥
Always shining and smiling 😂 good combination
Go tete landlord 😂😂😂 nhasi Nyari awachiswa shem 🤦🏾♀️.
Haaa Nyarie nhas unopinda mugumbeze ne bhutsu iwe😂😂😂😂😂😂
Well done guys sando dzenyu motivaraidza zvechokwadi
Very good picture quality
First comment well done gyx ramba muchiti pakurira 🎉🎉🎉
Waaaal ichoooo
Nhasi Nyari agonekwa, dzungu too much 😂😅 Keep on pushing guys you're always giving the best.
Kunyaradzwa kwaChauruka Nyari rambaka uchipopotera Mai Tata kkkkkk shiri yabvuta rekeni
@@IrineMasese-pp3ro kkkkkkk shuwa
Tete to the fullest,you have gained a follower Dan🎉
Well done guys. Haaa mogona imwi
Well done guys .This is another level. Keep it up
Hakuna chinhu chinonzi shamwari Nyarie murume akutorongerwa 😂😂
Well done guys ❤❤❤munondigonera
Well done tete nekuisa Nyarie panzvimbo yake iii anozvinyanya 😂😂😂
Haaa hakuna chinonzi shamwari paupenyu sure Nyari huya uone
Hakuna shem
Zvakuwana nhasi Nyari wanga wavanyanyira vatete 😂😂😂😂
😂😂Nyarie wazodzikamiswa na tete kaaa nhasi
Nyarie murume anoenda neshamwari 😂😂😂😂
Kkkkkkk zvaiwana ngwarati muroora adzikamiswa manje! MaTables have been turned! Apa murume akutorwa naasahwira
Munotivaraidza plus muno actor zvinoitika mu real life
Thnk u so much hama
Zvese bhoo but kunonoka kupakura maziso anenge aneta nekutarisa pa KZhead 🎉🎉🎉🎉
@IrineMasese-pp3ro ipapo I'm with you 💯 mkoma Danny and team zvimwe zvese bhoo but pakunonoka kutipakurira chete otherwise we l❤❤❤❤ you all guys 😊😊🎉🎉🎉🎉.
Yah ma episode enyu anozouya takangamwa patakagumira
Weldone tete ipai munhu nzwimbo yake anga anyanya kurasa mswe😂😂😂😂
Tete did well. Anga achinyanya kuswaradza iye muroora uyo aahh.
Kungoshaya hangu marriage asi Ndiri munu aribhooo eeeh 😂😂😂😊
Nyari Amedza fridge 😂😂kuita kucooler down 😂😂😂
Well done 👏 guys keep up the good work 👏. You are doing well. Keep entertaining us muno actor zviri real kuita kunge Hollywood levels chaiyo. Rambayi muchi kanda muchiti fadza
Tete vanogona zvisingaite🔥🔥🔥😂😂😂
Hoyooh kutonhodzwa kwachawuruka nhasi wasangana nazvo kaNyarie wanga wakuenderera semupendero wepitcot kkkkkkk soon murum arikuend naVee
Kutonhodzwa Kwa chauruka Nyarie 😂😂😂😂😂
Zvazomuwanawo Nyari😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂haaaa nhasi wagadzikwa mu dish Nyarie bva wati tonhoooo
Nyarie nhasi wazosvikira Tete vakadzikama but vazongodziya zvekut ini ndikutovatya
Good job Tete stand up for yourself
Zvaiwana ngwarati wati shoyoyo ka Nyarie kuda kutaurisa😅
Nhasi Nyarie zvakuwanana 😂😂😂😂
Vee's performance in this episode was truly remarkable, demonstrating her exceptional talent in conveying the complex emotions of her character. From the time she engaged in conversation on the phone with her friend, to the moment she walked alongside Nyarie, every aspect of her portrayal was filled with depth and authenticity. What stood out most was her ability to capture the inner conflict of a person torn by guilt. Each expression on her face spoke volumes, reflecting the turmoil of someone grappling with the weight of their actions. Particularly noteworthy was her subtle yet powerful avoidance of eye contact with Nyarie, a gesture that added layers of complexity to her character. She masterfully captured the essence of a woman entangled in a web of deceit and betrayal. Thank you.
Asi you know her personally kkk
True words fr sure she dd tht rile well
@@graciousmangei7740 Thank you guys for entertaining us. When it come to you Gracious, and Nyarie, words are insufficient to describe your acting abilities. Your ability to embody characters with such authenticity truly leaves us in awe. There are moments when Nyarie's and your portrayals feel so genuine that it's easy to forget it's acting, which speaks volumes about your talents. Tete also shines in her role, executing her character with finesse. You bring a touch of reality that elevates the entire performance. Rambai makadaro.
😂😂😂😂😂 Ko Nyari unotombodzikama nhasi tete vakusvavisa kkkkkk. Munogona gusy ❤❤❤❤❤❤
Nyarie nhasi wanyaradzwa wazvionaka vanhu vakanyarara vari very dangerous vatogona kunyarara dai wapindura nhasi wairohwa
yeah good content zvakunakidza manje and more lessons to the world
Yuuu hero basa imba haisi yenyu Tete Nyaaa
🔥🔥🔥🔥Dan The world
Brilliant!!
Unmmm shamwari yanga ichizvigadzirira cv veduwe
Kutonhodzwa kwachauruka😂😂
good twist guys.. story iyi inobata bata noyo nepfungwa
Shamwari idzi ndedzekungwarira,Wazodzikamiswa ka nhasi Nyari,chikafu chinopaa acids😂😂😂,ucharara mudining Marujata Nyari
Kkkkkk hiii usadaro mukadzi wangu plz kkkk
@@graciousmangei7740 takutosimbirira sanatete titsvagire mkoma Dan umwe mukadzi anyatsodzikama Nyari tione anochema nani😂😂
Finally Nyarie azorodzwa😂😂😂❤❤❤
Tables have turned for Nyarie😅😅😅
Episode manyama ,,well done tete Nyari anga anyanya
Kkkkk yaaaa
Zvaiwana 😂😂
Plus you are a good example house father
Nhasi tetez vajamuka Nyari atonhodzwa nhasi.
Shiri yabvuta rekeni zvayeni......
"Kungoshaya hangu marriage but ndrimunhu aribho " they say😅
Anenge akutoteya yoooo
Atokanda cv 😂😂😂😂
Uchamuwana, uchagogodzerwa😂
Tete munogona kutaura nyarie anga akuenderera
Wazvionaka kkkkk
Nyariie friend kunyepa to another level i surrender you but wakawumba full time Judas iscariot nyariee friend kikik
Fear woman Dan beware those buttocks woo friend yaNyarie Judas chaiye ❤❤❤ you guys keep pushing..smtimz friends arenot 2 be trusted 100%
Well done ❤❤❤
When we warn our wives about their so called friends vachiita nharo
Nice team work Kkkk haa makanyanya
Dany uri simbi yeBasa
Friend yakaoma iyi yanga yati ndikaudza murume wefriend ndiye achadiwa
Kkkkkkk it's the end for mi
Mr Dan my cousin....you are doing the best" even though i am always busy but i see a notification i should watch.
This friend of Nyarie ayiiiiiii 😅😅😅😅 love you guys I'm truly enjoying❤❤❤ following❤❤
Tete ndichinyerere . Uchenjere Nyari kana vachinyerere vojamuka
Kutonhodzwa kwachauruka wagonekwa Nyarie
Mafriends aya😂😂😂
Good moves
😂😂😂😂zvaiwana ngwarati ndiwe uchavata panze nyari
Iiii shamwari iyi bhoo here amana
Chapter iyi inonzi kutonhodzwa kwachauruka Thank u Dan and crew
Makariverenga mukaripedza here haaa bhuku riya raindiitira hsngu😅😅
murikugona team
Uyo anonzi ani uyoo arikuti Nyarie zvaari kuita zvakaipa ,I want to follow her on his page ,she is beautiful ❤️
Wakuda kukanganisa munhu wangu manje Godfrey kkkkk
Reply my message pliz
@@graciousmangei7740 haaaa mukoma Dani musadaro kkkk asi haana page rakewo kani ,I want to follow her
Vee
Tete magona Nyarie anga akuenderera
Yes yes nhasi gona awana gona wakewo
Nyarie kungwara kwapera 😂
Panonga pakaipa apo vatete nemuroora apa shamwari nekudivi kugarisana kwacho ihoihoi
Tete vazongopedza masports🤌🏽💪💪
Munogona baba zvirambe zvakadaro
Thnk u dear
Hoyooo🔥🔥🔥
Haaaaaa Nyarie ma1 ako atanga 😂😂😂😂😂😂
Shamwari idzi😢
To us who like before watching🍷👏
Rambai muchitipa mutakunanzva
Asi friend ari Ku recorder Nyarie Here apo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Tete vaakupisa magetsi kkk
Dan Grego hoyoooo🎉🎉🎉
Chinoitisa ma acids
kutonhodzwa kwachauruka
Nhasi tete vavharisa❤
Apa mukungoda kutiti tiri mabishu isu taona nipple rakanaka kudai 😅😅😅
nyaru ucharooya😢😢😢😢
Tete vakadzidza manje
Tete nhasi vakanda joker 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nhs zvamuwana Nyari
Nyarie Ma1 atanga
Kkkkk nyarie kundinyeya naVee murooraka
Haaaaa this is reality,,,zvinotoraramika izvi