VAKUWASHA VEKU UK

2023 ж. 26 Шіл.
104 468 Рет қаралды

Пікірлер
  • Team racho harimbodzidze iri mumwe akazoenda kunobatsira ambhuya kuchera manyowa ambhuya kwakukwatisa mufushwa kuti vabikire mukuwasha sezvinoi mkwasha we mari ndobva asvika vakumubatira huku yakabva yakangwa pakupakura mkwasha wemanyowa nyama yehuku but akairamba akati ndipei zvangu mufushwa wamanga mandibikira Vabereki ngatidzidzei kuti hapana anoda kuvamurombo. Saka kana tawanawo mkwasha murombo ngatingovabatei zvinoita kuti vazvionewo sevanhu

    @witnesschoto2389@witnesschoto23899 ай бұрын
  • It was meant to be a comedy but it turns out to be a reality conveyed here. This is emotional i pray everyone watches all this. Thank you so much. Keep on doing this. Never look down upon someone simply because of richness

    @tawandachidakwa1467@tawandachidakwa14679 ай бұрын
    • On point

      @onlyksamanyanga9586@onlyksamanyanga95869 ай бұрын
    • WeUK wakagara pama chair, wekwaMurehwa wari pamagaba akapera paint

      @beatricekayiya9270@beatricekayiya92709 ай бұрын
    • The shameful thing is its not even reality.... Its just stereotyping kungoda kuvengesana vanhu

      @chiyenyumba7135@chiyenyumba71357 ай бұрын
    • Good project

      @davsonTadiwa-ql2ne@davsonTadiwa-ql2ne4 ай бұрын
  • I was preparing to laugh and I end up crying. This is exactly what happened to me recently 😭😭😭.To Comic elder the the sky is the limit.

    @lastborn6652@lastborn66529 ай бұрын
    • mainini shut up 😂

      @lyrics_4_you1710@lyrics_4_you17109 ай бұрын
  • I like comic elder already. He's the only person who understands that Noone shakes a hand whilst sitting down

    @productoftate@productoftate9 ай бұрын
    • 😂😂😂

      @takudzwamachona2164@takudzwamachona21649 ай бұрын
    • ❤ thanks elder

      @Khalifakush-vs5xg@Khalifakush-vs5xg9 ай бұрын
  • Elder is extra ordinary comedian ❤

    @tafloamusementspvtltd530@tafloamusementspvtltd5309 ай бұрын
    • 😂😂😂😂 ihhhhh

      @brightchari@brightchari9 ай бұрын
  • Ecclesiastes 9 vs 11-12 King James Version (KJV) I returned, and saw under the sun, that the race is not to the swift, nor the battle to the strong, neither yet bread to the wise, nor yet riches to men of understanding, nor yet favour to men of skill; but time and chance happeneth to them all. Well done Comic🔥❤️

    @sammy_erwin@sammy_erwin9 ай бұрын
    • Iwe hapasi pa chechi.Makaroiwa ne verse here ? Enda uparidze kumwe noti pano haaaa.i comedy iyi not pulpit

      @ktm9853@ktm98539 ай бұрын
    • Huh comic elder and crew you're the next big thing in comedy apa makapinda deep mumaissues anoitika mudzimba umu, i see you kept your word pawakataura kuti makuda kuwandira mucomedy inodzidzisa

      @decidephiri8510@decidephiri85109 ай бұрын
    • ​@@ktm9853but he is right though. If you really understood the meaning behind this ka hautaure izvi.

      @fiboh4633@fiboh46339 ай бұрын
    • @@ktm9853 the data is mine , as well as the phone so l post whatever l like 👍 . Handina wandatuka ini.

      @sammy_erwin@sammy_erwin9 ай бұрын
    • @@decidephiri8510 you got it right bro 👏

      @sammy_erwin@sammy_erwin9 ай бұрын
  • This reality 😢 ...asi kazvinji vanhu vanoshorwa kudai....at the end off journey mwarii anovakomborera❤

    @calvinobo9018@calvinobo90189 ай бұрын
  • Ndakahwa izwi richiti Elder mucharamba muchipisa this is extra ordinary love your art..

    @takudzwachihuri662@takudzwachihuri6629 ай бұрын
  • 🤣🤣🤣🤣 This one is a real comedian , I'm falling in love with his work

    @erickchaitezvi2803@erickchaitezvi28039 ай бұрын
    • Team UK nyararai🤣

      @pheshoshore1305@pheshoshore13059 ай бұрын
  • 7:36 Hanzi mune zvamakataura panhamo musafunge handina kuzvinzwa😂😂😂

    @takuchrischiyanike28@takuchrischiyanike289 ай бұрын
  • I'm feeling the heat of my 2 Zim brothers 😂😂😂😂😂😂

    @TinasheMakichi-ci7uo@TinasheMakichi-ci7uo9 ай бұрын
  • well done guys dzidziso yakakura yamapakura nhasi

    @honestdzafunwa@honestdzafunwa9 ай бұрын
  • Comic elder ha munogona bro Im a proud supporter i've watched all 61 videos on this channel keep the fire burning

    @kingsleycruise1372@kingsleycruise13729 ай бұрын
  • Muuye ne Epsode 2 Comic Elder❤ Gadzirisai nyika sekutamba😂😂

    @georgekumanda6252@georgekumanda62529 ай бұрын
  • 🔥🔥🔥zvidzidzo izvi. Keep up the good work comic and friends

    @tapiwamukonowenzou9762@tapiwamukonowenzou97629 ай бұрын
  • I'll not let my wife or tsano or any of their family members call me mkwasha weku UK or treat me better than the others, no way.

    @tafarapaul@tafarapaul9 ай бұрын
  • Comic with that real life statement 🥺❤️about chances of making it out

    @lesley2384@lesley23849 ай бұрын
    • Yaa zvinoitika for real

      @patiencepawaka2516@patiencepawaka25169 ай бұрын
  • Ka system kekudzikisira vakwasha vekumusha ka iki . This is a real one💥💥

    @evidencemadhume9926@evidencemadhume99269 ай бұрын
  • 😂😂😂😂 Comic Elder yes once again you make my day Aiwa. The fact that in society if you don’t have money people look down upon you is so sad. Truly a reminder to people like me who was once in such a situation but now they send messages saying they love me because I’m better off it’s so pitiful. You should do one where the roles are reversed because as I was watching with my wife she kept on saying team UK has no money. That would be nice.

    @nyashandoro6006@nyashandoro60069 ай бұрын
  • i always thought ndewe ma jokes chete but apa he showed hes the goat😂😂

    @ellar_gmusic@ellar_gmusic9 ай бұрын
  • Team UK sarai muchiita basa handi murivakwash kkk muromb munhu veduwe kk kana usin chaunacho unowandir kubasa rorwadza😢

    @sherrymapolisa2571@sherrymapolisa25719 ай бұрын
  • This is reality zvakatomboitika ndripo zvakadai

    @owenmubayiwa6929@owenmubayiwa69299 ай бұрын
    • Tese Kani ini ndainzi uyai muzotsvaira nekubika pamoto.nekuenda kutsime ndimi matozvijaira ummm zvakandipa shungu ndikati haisi life iyi 😭😭😭

      @dadiraimukandi5556@dadiraimukandi55569 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • Let's push to 20k❤

    @worldsecret545@worldsecret5459 ай бұрын
  • Vakuwasha vekwaMurehwa vakagariswa pazvigaba 🤣🤣

    @tanzagowe128@tanzagowe1289 ай бұрын
    • 😂😂 coz Havana mari😂

      @mushipetv8184@mushipetv81849 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • You're the best guys but pakuzo advertiser mukuru apo let's hope makawana something😢

    @iangodwin282@iangodwin2829 ай бұрын
  • Chero kuvaroora zvriko ngatibatei vanhu zvakafanana munhu wese akakosha vatezvara mashaisha

    @moerblessingsvimoni1722@moerblessingsvimoni17229 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • A preacher of reality thru comedy.ndabatikana ...good works bro👍👍

    @aceecalvinofficial5962@aceecalvinofficial59629 ай бұрын
  • I always like your videos before i even watch them🤣🤣Keep up the good work

    @talentmutyavaviri2667@talentmutyavaviri26679 ай бұрын
  • Less akomana hanzi tsano imi mogara muharare takasiyanei vapinda hardy tsano😊

    @gratianopaulkariwo-pt6ku@gratianopaulkariwo-pt6ku9 ай бұрын
  • Great work, real life issues, kana usina bag $$ in our culture hauna value, zvakajeka .....

    @carolinesachikunda1714@carolinesachikunda17149 ай бұрын
  • 😢this is Sad i want to work hard izvi handidi

    @mangomakundai6296@mangomakundai62969 ай бұрын
    • keep it up

      @fidelisjunior@fidelisjunior9 ай бұрын
    • Sheedzera ndaizviitwa izvi Kani 🤣🤣🤣🤣🤣

      @dadiraimukandi5556@dadiraimukandi55569 ай бұрын
    • We are working hard outside here trying everyday kudikitira kushaya hope the thing is hatifanane muhupenyu uye tovana pakasiyana . We love kubatsira pane vamwe but........😢 Kushanda kunodiwa

      @ibrahimmupeni7808@ibrahimmupeni78089 ай бұрын
    • I can feel yr pain in this comment😢

      @esinahladye4089@esinahladye40899 ай бұрын
    • 😂😂😂

      @geshemnash9058@geshemnash90586 ай бұрын
  • It's team UK for me 😂..... keep it up Comic Elder

    @blessedsithole5372@blessedsithole53729 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • Comic pastor yu r the next big superstar wakaipa wangu yu dsv all the flowers. Hats off for you my king

    @chadah24@chadah249 ай бұрын
  • UK on chairs Murehwa on migomo

    @ginaginabriii6429@ginaginabriii64299 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • 😢😢Chinonzi kushaya kuve murombo chinhu chakashata

    @rosemarymungwariri1874@rosemarymungwariri18749 ай бұрын
  • ndanzwa tsitsi 😢, this is real muma families ende zvinotozodzika down kuvana like kuti vana vekwa babamunini vanolinker wo ne vari affluent 😢😢

    @incognito7406@incognito74069 ай бұрын
  • This is real Mwari ndibatsireiwo ndibatsirewo hanzvadzi yangu 1 yandinayo isina cahinacho😢

    @thandekandlovu9516@thandekandlovu95169 ай бұрын
  • We can relate good content

    @evidencenyamatsanza7770@evidencenyamatsanza77709 ай бұрын
  • Good work Comic elder keep going 🎉

    @stelladeredzai7792@stelladeredzai77929 ай бұрын
  • Talented Elder 💥💥💥💥

    @Regismafuwe-is8lw@Regismafuwe-is8lw9 ай бұрын
  • i guess this one ichadzidzisa vanhu kungoonawo setakafanana not zvekuti unobva kuUK or kupi , great message mkoma lee🔥❤‍🔥

    @eriamumbamuchena3147@eriamumbamuchena31479 ай бұрын
  • Ragona team Murehwa risati ravepo team Uk vaivada vakuwasha vekwaMurehwa

    @user-zo5lb1pl3f@user-zo5lb1pl3f9 ай бұрын
  • Comic elder wakaipa wangu 😂😂😂❤

    @user-vp4mn7wk7o@user-vp4mn7wk7o5 ай бұрын
  • Its the stance for me comic elder pakunzi garai pasi imi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂maita kuzvininipisa 😅😅😅😅😅

    @sarudzaizvoma7569@sarudzaizvoma75699 ай бұрын
  • Guys munogona we need real issues like these in comedy keep doing.l-much love.Please may this be a series Vakwasha vane mari🏧

    @raphaelabasi779@raphaelabasi7797 ай бұрын
  • Yaa zviriko izvi but it's so painful mabatirwe anoitwa vamwe muma gatherings

    @josphiwemudede4140@josphiwemudede41409 ай бұрын
  • You guys are killing it, it's a comedy haro but zvinoitika izvi.

    @Ruquxxo@Ruquxxo8 ай бұрын
  • Lee you really know how to do your part😅😅😅😅😅

    @nyashamakumana@nyashamakumana9 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • Yeah, this is deep❤

    @Natie-Benn02@Natie-Benn029 ай бұрын
  • Kushaya mari hakusi right semukwashaa🤣

    @owensilingwani2609@owensilingwani26099 ай бұрын
  • Excellent regai team UK iite basa rese nonsense kushamisira mahara UK ndoo kumusha kwavo. Well done for standing up to their nonsense

    @huldahjay8495@huldahjay84959 ай бұрын
  • Isu atiite zvama group in Vharazipi voice 😂 , Elder thank you for educating the society

    @craigsaonga67@craigsaonga679 ай бұрын
  • Lee and team you're stars ⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐. You have what it takes to championship 💖💖💖💯 lots of love from Rapture

    @F-35raptor@F-35raptor7 ай бұрын
  • Mari yacho inoshandwa ku UK varikuita manual labour yavo ikoko...maybe baba ndivo vasina kubata vanhu vese zvakanaka. Team UK hapana chavatadza..

    @maxwelltaranhike9194@maxwelltaranhike91949 ай бұрын
  • Kuzoti team UK manje kakawanda aive atsamwa😭

    @michaelmasaiti255@michaelmasaiti2559 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • "Murombo Munhu haavigwi ari mupenyu....haisekwi mhanza gaisekwi"

    @zeviamurambiw6348@zeviamurambiw63489 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • 😂😂😂 team murehwa ratsikirirwa

    @jacksonrobert7447@jacksonrobert74479 ай бұрын
  • Great work💯

    @user-nw5yp7zm8e@user-nw5yp7zm8e9 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • Comic elder mabvriii, tese tirivakuwasha😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

    @simbaskimbo8407@simbaskimbo84079 ай бұрын
  • Good work and that is true that's e kibd of life we are living 😢😢😢

    @ttkayzproduction908@ttkayzproduction9089 ай бұрын
  • Mmmmmm guyz mazvifungasey izvi its a reality mufunge 😢😢😢

    @tapiwabilliard4212@tapiwabilliard42129 ай бұрын
  • Powerful Message here paSkit iri

    @lloydmuchena8096@lloydmuchena8096Ай бұрын
  • Team UK 😂😂😂 comic_Elder never disappoint.ndimi mune chimuti sofar

    @PamelaForoma-su1vm@PamelaForoma-su1vm9 ай бұрын
  • Anonzi comic elder uyoo muhombe . He's the best

    @ishmaelncube2090@ishmaelncube20909 ай бұрын
  • Team Murewa vagadzikwa pama bakt

    @memoryncube8391@memoryncube83919 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • 😂😂😂well done Comic nedzidziso vanhu vanokanganwa Kut vakwasha vakafanana

    @mercuryjack1502@mercuryjack15029 ай бұрын
  • Comic elder keep it up brother.. munogona Shem

    @RUBYmater@RUBYmater3 ай бұрын
  • Haaaaaa ma1 ayo, ini I'll be Mkwasha weku UK😂😂😂😂😂😂

    @tafarapaul@tafarapaul9 ай бұрын
  • Comic apa wabaya dede nemukanwa keep it up

    @godwinmabwe7178@godwinmabwe71789 ай бұрын
  • Yeah varikumusha ndovanoita basa rese bt havaverengw vane mari ndivo vanokosheswa SAD SAD

    @Mamoyowekumasvingo@Mamoyowekumasvingo9 ай бұрын
  • Pakupedzisira vaita zvandanga ndichifunga chaizvo. Kungosimuka kwakusiyana nazvo.

    @trivedymukuze9970@trivedymukuze99709 ай бұрын
  • Goated🔥🔥

    @tinotendahareki2275@tinotendahareki22759 ай бұрын
  • Team uk muma chair ...vakwambo mabucket

    @amahle1835@amahle18354 ай бұрын
  • Sorry Ana baba ndakuita sendakukudzoserai kumashure😂

    @kudzai2891@kudzai28919 ай бұрын
    • Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi

      @Moreloveskits@Moreloveskits9 ай бұрын
  • comic elder you are preaching good.

    @MinisterTatendaHaitsvimoyo@MinisterTatendaHaitsvimoyo4 ай бұрын
  • Pane a big lesson apa

    @lovemoredambikwa@lovemoredambikwa9 ай бұрын
  • Hnzi ndovanozowundura huku nekutakura huni kuma pardon😂

    @pablokikk7054@pablokikk70549 ай бұрын
  • Good work

    @tinashe.nopeya7769@tinashe.nopeya77699 ай бұрын
  • First time kuona Comic vachidzosera vanhu kumashure kuti vanyatsotaura ma facts😂

    @kudakwashezvandasara1277@kudakwashezvandasara12779 ай бұрын
    • That's true man🤣🤣🤣

      @michaelmasaiti255@michaelmasaiti2559 ай бұрын
  • Iiiii veduwe vamwe pabucket amana😂😂😂

    @moerblessingsvimoni1722@moerblessingsvimoni17229 ай бұрын
  • Ndizvozvinotipa shungu dzekushanda Mmmmm lee soo iiii 😢😢😢😢

    @normanjames9502@normanjames95029 ай бұрын
  • these guys i respect hanqu kkkkklol ....these is my fifth time watching this ..this is super comedy

    @mcdypfendel9214@mcdypfendel92149 ай бұрын
  • Kkkkk mondifungisa kure ini kana nhamo.chaiyo ndanga ndisingaudzwi hanzi aneiko.anozotouya wonetsa nekuda Mari yekudzokeresa futi zvakandipa shungu Kani.zvekutarisirwa pasi izvi

    @dadiraimukandi5556@dadiraimukandi55569 ай бұрын
  • Keep going Comic Elder 😂😂😂

    @advicedamu6599@advicedamu65999 ай бұрын
  • Vakwasha kuvhiya huku😂😂😂

    @TKMedia1525@TKMedia15259 ай бұрын
  • Garai pasi baba vangu😂😂😂U a good keep it up

    @gamuchiraichigwida1264@gamuchiraichigwida12649 ай бұрын
  • Huh lee Imwe mbeu aah😂😂❤

    @darlingtonsango3770@darlingtonsango37709 ай бұрын
  • 😂😂😂zvazorasikira papi?..keep up the good work, Elder

    @mannierichie@mannierichie9 ай бұрын
  • Baba Gamu taurai 😂😂😂. For the first time I support Comic 😂😂

    @memoryd5233@memoryd52339 ай бұрын
  • Yaaaah zvinorwadza guys

    @ezrakuzivakwashe8940@ezrakuzivakwashe89409 ай бұрын
  • (chakanyanya ichi guyz well done) I wish if I could put a voice note on the comment section, I gut nothing against the rich but murombo munhu so "Get Rich or Die Trying"

    @romeochongore6643@romeochongore66433 ай бұрын
  • Too emotional this one, maDeepisa Comic Elder kkkkkk.

    @tinayechidukwana3587@tinayechidukwana35879 ай бұрын
  • Tipei part 2

    @bridgetmawere4673@bridgetmawere46739 ай бұрын
  • The best comedians ever❤

    @TendaiJenniferKufakunesu-wl6gx@TendaiJenniferKufakunesu-wl6gx5 ай бұрын
  • Kkk huh nhasi ndaseka ....hanzi garai pasi baGamu😂😂😂

    @SenatorKnori2308@SenatorKnori23089 ай бұрын
  • Apa Magona team nice lesson yacho

    @OniMupunga@OniMupunga9 ай бұрын
  • Mufanh wekumaraini kwedu comic elder

    @user-vj7zb3qt9l@user-vj7zb3qt9l9 ай бұрын
  • Thanks for protesting

    @josephmugara2105@josephmugara21059 ай бұрын
  • Good acting but true zvinoita izvi tongoti zviri kutoitika wena but Uk 🇬🇧 ndezve zita chete guys

    @roberttgwena9047@roberttgwena90479 ай бұрын
  • Good work famo 🔥👏🏼 you’re improving in every video

    @cleo_skales@cleo_skales9 ай бұрын
    • 😂😂😂😂😂 combo iyi inondiputitsa hangu.

      @takudzwakudzichikore1878@takudzwakudzichikore18789 ай бұрын
KZhead