Stories Behind Bars S2 Ep1: 36 YEARS FOR MURDER

2024 ж. 18 Нау.
37 446 Рет қаралды

Prison inmates narrates how they ended up in prison.

Пікірлер
  • Excellent interview thanks

    @mosesmatibini5566@mosesmatibini5566Ай бұрын
  • Kakomo excellent interviewing. Good job keep it up

    @nicoserima2101@nicoserima2101Ай бұрын
  • He got stabbed twice and still didn’t need hospitalisation. He stabbed another victim in the back that’s not self defence.

    @Shalom491@Shalom491Ай бұрын
  • Carlos i hear you...well done bro

    @tawandamusekiwa4012@tawandamusekiwa4012Ай бұрын
  • A lesson Tout dnt fyt for mahure

    @michaelmhlanga9367@michaelmhlanga9367Ай бұрын
  • please try to remove wind disturbances

    @tmaranz01@tmaranz01Ай бұрын
  • Makabaiwa nebanga paziso,mukabaiwa nebanga pachest,mukaramba muchibayawo,mukaenda kwamaisaziva ndokumukira mugame park kurara imomo kubva kuma 7 kusvika kuma4 kana kudyiwa nemhuka henyu,ko ropa rakaingobuda zvenyu asi baba imika.taurai munhu akanga akakuhwandisai kwete kugame park ummm kurwira shamwari yobva yatiza shame

    @Mimiemimzi3254@Mimiemimzi3254Ай бұрын
  • Anogona kuimba zvake n hopefully he has repented cz 2030 akutosvika

    @clotildachamhuna1448@clotildachamhuna1448Ай бұрын
  • If his story is true. 36 years is too much for self defence.

    @Nokutenda774@Nokutenda774Ай бұрын
    • l thick vkamupa just because vanhu two vkafa

      @user-gw6bi4fy7b@user-gw6bi4fy7bАй бұрын
    • The whole story is a pack of lies.

      @imath68@imath68Ай бұрын
    • So you were there ka urikuti self defence 😂😂

      @pridemurwira8397@pridemurwira8397Ай бұрын
    • @@pridemurwira8397 can you read? That’s why I said if his story is true yes it’s self defence. This is not first degree murder because pakarwiwa.

      @Nokutenda774@Nokutenda774Ай бұрын
    • @@Nokutenda774 there’s no if the story is true hun, it’s all lies & can’t u tell when he said I couldn’t run because I was drunk 🤷🏽‍♂️ then he went on to say I grabbed the knife off one of the guys 😃😃 how did he managed that when he’s drunk 😂😂

      @pridemurwira8397@pridemurwira8397Ай бұрын
  • Baba ivava vanonyepa zvinoti tuuu. One vakabayiwa nebanga vakabuda ropa zvekuti ndokumuka kurwisa vanhu two vasina kumbo collapse, avo ndokurara kubva na 7 to 4 ndokumuka kufamba kusvika ku village. Haaaaaaa handisati ndanzwa manyepo akadaro. Baba vanogona havo kunyepa. Thank you journalist. Wagona kunyatsovhunza zvakanaka. Kunyepera kuti ndanga ndakadhakwa munhu arasa rakawanda handiti all this time tingadai tanzwa kuti ndakamuka ndiri muchipatara ndakakomberedzwa nemapurisa.

    @kingsdaughtersaltoftheeart5194@kingsdaughtersaltoftheeart5194Ай бұрын
    • Kkkkk worse pakugona kutaura kubaya kwavakaita vanhu yet vakazopinda muvanhu vane chadzimira vasingasaziwe and kurara musango fake story

      @RudazTinman@RudazTinmanАй бұрын
    • Taura hoko unechadzimira wotipa rondedzero yakadai. Haiwa zimhondi iri.

      @kingsdaughtersaltoftheeart5194@kingsdaughtersaltoftheeart5194Ай бұрын
    • @@kingsdaughtersaltoftheeart5194 arunyepa kuzungaira

      @RudazTinman@RudazTinmanАй бұрын
    • Wataura chokwadi, vanonyepa zvisingaiti

      @Mka4315@Mka4315Ай бұрын
    • Zvinoita pane mumwe uya mokorokoza paTildah akarwira vapfana vake akadhakwa futi ,

      @trevortrevor1984@trevortrevor1984Ай бұрын
  • Vanhu 2 vakaurayiwa. Whether it is by mistake or selfdefense, upenfu hwemunhu hunokosha. This was a fight so aigona kuzvidzora that's why akapihwa makore akawanda

    @edsonmasilo2368@edsonmasilo2368Ай бұрын
    • Kuzvidzora kumunhu akabata banga imimika

      @apoloniamachona7055@apoloniamachona7055Ай бұрын
    • Vese vanouraya vanoti it was self-defence ,lm sure ma witness akatoona zvese zvakaitika

      @BeatriceHaruperi@BeatriceHaruperiАй бұрын
    • Magistrate vakashandisa ma feelings de man aifanira kupiwa 2yrs chete

      @jemitiasjemitias8027@jemitiasjemitias802727 күн бұрын
  • The background windy noise drowned the song😮😅😅

    @Shalom491@Shalom491Ай бұрын
  • background noize plz itai plan.

    @briangonese1352@briangonese1352Ай бұрын
  • Kunyepa kuripo zvako. Hanzi ndakabaiwa pa chest zvokuti chigunwe chaitobuda nekuseri. Kakuawazve paziso kaviri asi hatina kumbonzwa kuti vakapinda muchipatara. Zvisinei yadeuka yadeuka. Kana mabuda mondogadzirisa mhaka dzenyu nokuti yatove ngozi iyi.

    @godwinchiutsi9183@godwinchiutsi9183Ай бұрын
  • 36 years is too much hope this interview will help to reduce his sentence

    @muzivivincent5647@muzivivincent5647Ай бұрын
  • Inga zvakaoma hazvo , verry sorry baba, i hope makaripira mhosva dzenyu

    @peembano253@peembano253Ай бұрын
  • Kurwira here in this era! Chochorai baba

    @KennethMupfawi@KennethMupfawiАй бұрын
  • Why is Heading in English but the interview in a different language? 🤷‍♂️🤷‍♂️🤷‍♂️

    @MrJoeando@MrJoeandoАй бұрын
  • Zera renyu baba ndiro rekurwira pfambi hre?

    @frankmoyo7267@frankmoyo726727 күн бұрын
  • "Mr Bhebhe makadii" 🤣🤣🤣🤣 kamudhara kanonyepa aka

    @yanoswhisky-garlounge8113@yanoswhisky-garlounge8113Ай бұрын
    • 😅😅😅😅😅😅

      @user-qq4eo8cg6q@user-qq4eo8cg6qАй бұрын
    • 😂😂😂😂

      @tafarapaul@tafarapaul28 күн бұрын
  • Iti wakatiza, kwete kuenda.

    @maudenyamandi6239@maudenyamandi6239Ай бұрын
  • Nhai homie boy wanga wapindwa nei

    @mattipanyamuzinga8469@mattipanyamuzinga8469Ай бұрын
  • thank you for the interview,sad story ,should have got less years in a normal country for self defence if true story BUT MUKOMA NEXT TIME IF SOMEONE IS SINGING PLEASE LET THEM RELEASE THEIR EMOTIONS AND FINISH SINCE YOU ASKED THEM TO START AND ALSO ENCOURAGE AND COMPLIMENT THEM ,danko

    @takundanashepemhiwa8924@takundanashepemhiwa8924Ай бұрын
  • Baba vanonyepa ava. Hanzi akandibaya pachest zvekuti ndaiti ndikaisa chigumwe chaibuda kuseri. Chigunwe rudzii ichocho chakareba kudaro

    @iamtafara@iamtafaraАй бұрын
    • 😅😅😅😅😅 pano here

      @user-qq4eo8cg6q@user-qq4eo8cg6qАй бұрын
    • Kkkk ndafunga kuti zvimwe ndaresva kunzwa kk eish

      @user-bw4nr7br4j@user-bw4nr7br4j24 күн бұрын
  • 😢Umm 36 yrs is too much now he saved 18 he left with 18yrs

    @marlonrusvava9875@marlonrusvava9875Ай бұрын
  • Nhai bhundi ndimi ndimi maiwe muridzi wemusikana herr

    @user-eq1yp5xx3y@user-eq1yp5xx3yАй бұрын
  • Ane ngozi zvino dzichada kuripwa

    @user-mt7gj9qf3l@user-mt7gj9qf3lАй бұрын
  • Vakamubatirira

    @NestorMutimbanadzo-sk8fj@NestorMutimbanadzo-sk8fjАй бұрын
  • He can't even apologise regai agare mujere

    @deliwendlovu6954@deliwendlovu6954Ай бұрын
  • Picture quality yakadhakwa,musaipamhapa futi its bad

    @praisemasvinge9032@praisemasvinge903220 күн бұрын
  • Kubaiwa nebanga pachest, kucontinue nehondo , kurara na7 kumuka na4, kufamba kunosvika vega,, Haa zvemufirimu chaizvo SYLVESTER STALLON -JOHN RAMBO

    @catherinemurambiwa4203@catherinemurambiwa4203Ай бұрын
  • Mwana wangu wekutanga ndaka musiya ane 4 yrs.Saka waipa mwana ane 4 yrs $50 kuti anotenga mazepe 😅 aaaa iwe mdhara utikwanire

    @user-tb7yn5tn9j@user-tb7yn5tn9jАй бұрын
    • It was not US dollar in 2004

      @godwinchiutsi9183@godwinchiutsi9183Ай бұрын
    • @@godwinchiutsi9183 oook ndanzwisisa

      @user-tb7yn5tn9j@user-tb7yn5tn9jАй бұрын
    • Out of fear and desperation, it is very possible?

      @libertymarimbe3060@libertymarimbe3060Ай бұрын
  • Dudzai Tirongo pakaipa

    @user-uq2ou1nb5j@user-uq2ou1nb5jАй бұрын
  • Ngozi dzevanhu 2 hanzvadxi kupika hako asi une nyaya yakakumirira

    @user-eq1yp5xx3y@user-eq1yp5xx3yАй бұрын
  • Saka kana munhu akabayiwa nebasa akabuda ropa anofanira kucollapsa..uyezve ayitadza nei kurara ne7 omuka kuma 4 nei cz anga akadhakwa uye amborwiswa saka anga akaneta zver. Chidzimira unogona kurara 2days musango

    @user-ut8rv4mb2t@user-ut8rv4mb2tАй бұрын
  • 36 is not normal for 1 murder plz 15 yrs k not 36 yooooo

    @freddyrukato1343@freddyrukato1343Ай бұрын
  • Now babanamai vake vakashayika arikujeri

    @user-gh6zm1mz3l@user-gh6zm1mz3lАй бұрын
  • Jeri rinopera hanzvadzi.

    @user-mi3bg3sd6o@user-mi3bg3sd6oАй бұрын
  • He is guilty

    @tauraijoseph4350@tauraijoseph435019 күн бұрын
  • Sorry blaz mwari achakutungamirira rambai muchinamata

    @CrispenNjini@CrispenNjiniАй бұрын
  • Kusaziva appeal process chete

    @User22-it2be@User22-it2be28 күн бұрын
  • Kuurairana mahure shuwa

    @user-rb8kq6yt8x@user-rb8kq6yt8xАй бұрын
  • Mdara vanowanza manyepo zvavo ava

    @PanasheMasakadza-yu7qh@PanasheMasakadza-yu7qh17 күн бұрын
  • Hanzi mumba mangu makanga maitwa bvungurubvangara kkkkkkkk

    @frankmoyo7267@frankmoyo726727 күн бұрын
  • 18years so far half way. All is well. He will be fine

    @LoveOfSouthernAfrica@LoveOfSouthernAfricaАй бұрын
    • Calender re ku Jeri 20 days

      @user-wi5ho6kh7w@user-wi5ho6kh7wАй бұрын
  • Tisataure mazita

    @markmujee1103@markmujee1103Ай бұрын
  • Mmmm bamunini vangu munununa wemurume wasisi vangu

    @user-gh6zm1mz3l@user-gh6zm1mz3lАй бұрын
  • Inhema dzenyu

    @shuvaichamunorwa4687@shuvaichamunorwa4687Ай бұрын
  • Zvakaoma apa vakupikira nyaya yefriend

    @user-fs6lo4tz9v@user-fs6lo4tz9v19 күн бұрын
  • Ummmh baba vane chipo chekuimba

    @rudzichief6207@rudzichief620729 күн бұрын
  • Anonyepa uyu

    @sabi88184@sabi88184Ай бұрын
  • Bhebhe musikana wako wawakarwira achiri mupenyu here anoshanya kujere here kunokuona

    @nicolatande5780@nicolatande5780Ай бұрын
    • It was not his girlfriend, it was his friend's girlfriend.

      @frankmoyo7267@frankmoyo726727 күн бұрын
  • Commandoo stubbed twice but haana kurasa blood achingorwa kusvika kuyedze haa baba ma judge haasi madununu.... Eye witness yotiza futi 😂😂

    @STEPHENGARAWENI-lv7gj@STEPHENGARAWENI-lv7gjАй бұрын
  • Vane mabhama

    @advocatekangira2157@advocatekangira2157Ай бұрын
  • Ndarwadziwa ini zvanku mkoma Carlos why do you laugh or offend someone aripakupikira mhosva dzaakadza ....infact chero mukawona story isiri kuadder up dnt show that person kty mukuonera ..mungazogarisane here nemunhu abva kujeri

    @SharonZulu-xi8jo@SharonZulu-xi8joАй бұрын
    • I agree with you

      @marvellousmeki608@marvellousmeki60824 күн бұрын
  • The story is not adding up

    @lindadause2921@lindadause2921Ай бұрын
    • Yeah thought as much 😊 he couldn’t run coz he was drunk so I wonder where he got the strength to grab the knife off the other person 🤷🏽‍♂️

      @pridemurwira8397@pridemurwira8397Ай бұрын
  • Ko kubvunzao makore aakatongerwa

    @abishaihanalyst8100@abishaihanalyst8100Ай бұрын
    • Open yo ears

      @michaelmhlanga9367@michaelmhlanga9367Ай бұрын
    • Ataurwa wani kunzi 36 years

      @EdmoreKucherera-nw3rg@EdmoreKucherera-nw3rgАй бұрын
    • 😂😂😂Tenga data unzwe interview yese

      @ashleymihane9541@ashleymihane9541Ай бұрын
    • Inga ndozvitori pa headline

      @selinalembani9816@selinalembani9816Ай бұрын
  • Ko kuzoziva macentimetres ebanga.

    @maudenyamandi6239@maudenyamandi6239Ай бұрын
    • 😅😅😅😅😅😅😅mondiitisa rubayo imwi😅😅😅😅

      @user-qq4eo8cg6q@user-qq4eo8cg6qАй бұрын
  • Haaa kuhwira mahure kufa brain chaiko

    @user-rb8kq6yt8x@user-rb8kq6yt8xАй бұрын
KZhead