@HeadmanChigodora

2024 ж. 23 Сәу.
62 268 Рет қаралды

Пікірлер
  • Murume uyo murikumubatirira imbotererai zvaari kutaura vanhu musaterera divi rimwe chete inyaya yakarongwa iyi iripachena Vachigodora pacherechenzei ipapo musati matongera zvirango

    @user-xn6ei2hf7x@user-xn6ei2hf7x10 күн бұрын
    • True vatarisa side one ko sei vasina kupa mtongo arikunzi akafanana remwana ndakupa baba avho mosva apa vatadza

      @ntombizodwasitotombe2857@ntombizodwasitotombe28579 күн бұрын
    • Exactly Headman chigodora and the team always pay attention to one side and gossip

      @esnathconstancemoyo3674@esnathconstancemoyo36749 күн бұрын
    • Tru vanhu ava vane jealous nababa ava hazvishamise iye arikuti akavaona vachikwidza trouse ari iye akanoita tsvina chero matauriro avo vanhu ava akuratidza kut nyaya yakarongwa

      @GraceDyorahuni-ww8vh@GraceDyorahuni-ww8vh9 күн бұрын
    • Headman you should not listen to one side . This man no one is listening his side .Headman must have done Whitch hunting .Duzvi wanaro pic . Why not take the pic to Tasvu munhu obatwa like what he usually does .Chigogora watadza kutonga but just Bulling ppl

      @gmahands2745@gmahands27458 күн бұрын
    • Ko semuporofita adii kuporofita achiona arikuita tsvina wacho.

      @SuperDubet@SuperDubet8 күн бұрын
  • Headman cgamunogona kuendesa varoyi kwatasvu chete kuti nyika ichene apa hamusi kuona here kuti vanhu ava they gang up against munhu uyu Haa musadaro guys

    @primrosemarimirashiry8460@primrosemarimirashiry846010 күн бұрын
    • Paita ruvengo APA hapana kujeka

      @UnityNyika@UnityNyika9 күн бұрын
    • Taurai henyu

      @leonamareya5424@leonamareya54249 күн бұрын
    • Naked truth

      @PoliteMuzenda-de8lv@PoliteMuzenda-de8lv8 күн бұрын
    • Baba varikuvengerea chiprofiti vanenge varikuona zviripasi pemvura vatadzisa vanhu mabasa avo so they ganged up against him

      @ellyzhou393@ellyzhou3937 күн бұрын
    • People should be concerned panyaya dzeutano, cholera is deadly, iye murume uyu nemhaka yei he is not concerned netsvina iyi, there's no gang up there

      @kudakwashenyanhanda2353@kudakwashenyanhanda23535 күн бұрын
  • Headman Chigodora pliz munotonga zvatinofara nazvo but varume avapaita ruvengo chete apa sekuona kwangu

    @abomavheraabomavhera590@abomavheraabomavhera59010 күн бұрын
  • Headman Chigodora vari too emotional. Havagone kutonga vanotora ma sides ende vanotyisidzira vasungwa ende kuenda nemhepo. Ngava tarisewo vamwe vatongi. He should go for a chieftain ship refresher course. Otherwise iye nema subordinates ake vane rough and cheeky

    @enjulampofu4101@enjulampofu41019 күн бұрын
  • Vanhu kurongera munhu, hutsinye chaiwo Headman go back padrawing board mutarisise both sides cz member of 7 team iyo ine nharo, hatred chaiyo

    @user-un6yj2ew8f@user-un6yj2ew8f10 күн бұрын
  • H.man Chigodorra,l think inyaya dzekuitirana shanje

    @princematica5952@princematica595210 күн бұрын
  • Uuumm headman apa mabatirira baba avo apa mukadzi wake ari kuti akarohwa but mangonyarara itai sabasa please

    @VictorKambeni-et1zl@VictorKambeni-et1zl10 күн бұрын
    • Inga ataura Head Chigodora kuti tofamba nenyaya yamhan'arwa . kana akarohwa anouya omhan'ara nyaya yake

      @mamoyopee8246@mamoyopee82469 күн бұрын
    • Nhasi vatadza apa

      @ntombizodwasitotombe2857@ntombizodwasitotombe28579 күн бұрын
    • Apa vashaisha nhasi

      @oberttaruvinga2256@oberttaruvinga22569 күн бұрын
    • ​@@mamoyopee8246munhu kadzi iwe toda vanhu vanoremrkedza dei vari Mai vako vaka rohwa you never utter this munhu kadzi anoreme kedzwa

      @muchmuleya9651@muchmuleya96516 күн бұрын
  • Headman tazwa,,,,,,makashaisha kubvisa karanganda na chinyamunzore mujindwi........ Murume uyo haasikudiwa munharaunda planned and very organized issue,,,,kana mombe chena ichiparira parere nhema mai avo vakarohwa yadiii kubatwa ipapa

    @tatiratsawa7981@tatiratsawa798110 күн бұрын
    • Havasiriwo wakavadzinga

      @violamavhatu6434@violamavhatu643410 күн бұрын
    • @@violamavhatu6434saka ndiani dear l miss Chinyamunzore hangu

      @linnetgambura9943@linnetgambura994310 күн бұрын
    • Ko what happened to chinyamunzore weduwee that guy wainyatsonzwa kt dare riri kufamba alongside Alan wemagirazi. We miss him pliz

      @RueRue839@RueRue83910 күн бұрын
    • @@RueRue839 handitozive ndaimudira pakuisa order nekuona nyaya just replay ma old videos unzwe kunaka kunoita nyaya

      @tatiratsawa7981@tatiratsawa798110 күн бұрын
    • I support u

      @user-fw1xw1et4y@user-fw1xw1et4y10 күн бұрын
  • Haaa headman ndinosifollower ndichikupai Sando bt APA hamuna kutonga exbit yekuti baba Ava ndovarikuita tsvina ndeip

    @user-fw1xw1et4y@user-fw1xw1et4y10 күн бұрын
  • Munoripisa munhu without seeing kuti ichokwadi here vakakwanisa kutora dhodhi pic akamuona wacho akadii kumutora picture headman tongayi zvevaroyi zvimwe amuzvigoni matadza kutonga

    @princemuli6263@princemuli626310 күн бұрын
    • You are right, dare ratadza basa apa

      @tsimaso@tsimaso10 күн бұрын
    • Dare ratadza apa achigodora nama girazi mashandisa hudzvanyiriri

      @SibindiiHeshon@SibindiiHeshon9 күн бұрын
    • Apa hapana evidence yedhoti mumhu atoripiswa ..ummmm apa chigodora makoniwa ..zvinhu zvoda proof .vacharamba vachidhota voti ndiye.uyo because vanogona Kubika.nyaya.

      @pardonmoyo9534@pardonmoyo95348 күн бұрын
  • Ibvaipo murikubatira munhu imi. Ko ivo vanoona tsvina na 6 vanenge vachibva kupi kana kuenda kupi. Every Zimbabwean anekodzero yekugara kwaanoda zviripamutemo. Zimbabwe belongs to all Zimbabweans.

    @NTKwaJesu@NTKwaJesu10 күн бұрын
    • You cannot compaire bushu naHeadman,headman is more better than bushu,this man anogona kuyananisa vanhu good lecture

      @LewinNdangwa-en2ww@LewinNdangwa-en2ww7 күн бұрын
    • Apa hapana chavagona. Vanhu varikurwadziwa nedevelopment irikuitwa nemumwe.

      @NTKwaJesu@NTKwaJesuКүн бұрын
  • Headman dzosai mumwe wamagirazi mukomana uye kudare he's very intelligent

    @BIGJOESNGAVAITE@BIGJOESNGAVAITE10 күн бұрын
    • Ndamuzivawo uye chibaba

      @user-hg1qy1td2i@user-hg1qy1td2i10 күн бұрын
    • Sure ,andichamuoniwo .

      @gracengundu@gracengundu10 күн бұрын
    • Ngaadzoke sure

      @taliaxoxo8458@taliaxoxo845810 күн бұрын
    • Aripi murume uya

      @user-tp7cg8cc3h@user-tp7cg8cc3h10 күн бұрын
    • Akabata camera

      @castoncharamba1667@castoncharamba16679 күн бұрын
  • For the first time headman ne team rake vatadza kutonga apo oooo this man needs to go kurimwe dare .....people must know there's a big different between justice and revenge headman muchashandiswa se chirwiso mukarivara so zivai vanhu ...

    @godwinmurari4420@godwinmurari442010 күн бұрын
  • Tinotenda nekuchengetedza hutano changamire asi APA mutongo wenyu hauna kukodzera nekuti hapana ,humbooo.vanhu vangani vanomuka nenguva idzodzo ,mambunyikidza kodzero dzemunhu.

    @user-go9hd9nq5y@user-go9hd9nq5y10 күн бұрын
  • Dzorai umwe uya wamagirazi headman he is very clever

    @MikelNyanyiwa@MikelNyanyiwa10 күн бұрын
  • Ndanga ndanonoka munotamba hre team Chigodora Tamare unofara hre . headman regayi tikwidze maoko👏👏👏 . Bhora mberi

    @LorraineMukoyi@LorraineMukoyi10 күн бұрын
  • Gross injustice. The man was deemed guilty and his side was never considered. Paitika mob justice apo one sided court

    @bladwickbuick1861@bladwickbuick18617 күн бұрын
  • Proof yavainayo yekuti tsvina yacho ndeyake ndeipi and also anganzi anofanira kuita mupurisa kwekuti ari kuita tsvina ndiyani zviriko here. He is captured

    @enjulampofu4101@enjulampofu41019 күн бұрын
  • Chigidora please dzosa murume uya waitaura zvakanyanya. Dare rako rafa

    @munyikwatapiwa2305@munyikwatapiwa230510 күн бұрын
  • Nyaya dzekuno dzakadhakwa rega tinoone hedu Mambo mutasa kuKaranganda

    @user-cv8ys8mw9u@user-cv8ys8mw9u10 күн бұрын
    • Mutasa ane Wisdom

      @emelychataika1084@emelychataika108410 күн бұрын
    • kwa chief Mutasa kurikufaya

      @cathrinetetiwa9173@cathrinetetiwa917310 күн бұрын
    • It's true

      @user-xs5im7dn2o@user-xs5im7dn2o10 күн бұрын
    • Kkkk vanhuwee kurikufaya here kwachief mutasa kkk

      @user-tp7cg8cc3h@user-tp7cg8cc3h10 күн бұрын
    • Chigodora adhakwa mazuvano

      @JessicaMukora@JessicaMukora10 күн бұрын
  • Munodarirei munhu mukuru wanavake wachoona baba wachitongwa zvemadhodhi headman chibvai pachigaro makubhohwa

    @stanleymadanha5708@stanleymadanha570810 күн бұрын
    • Zvichimboitirwei murume mukuru kuitira tsvina mumvura

      @NhereraYenyika@NhereraYenyika10 күн бұрын
    • Okay I c

      @stanleymadanha5708@stanleymadanha570810 күн бұрын
    • Headman muridhoti musamanikidza munhu

      @PoliteMuzenda-de8lv@PoliteMuzenda-de8lv8 күн бұрын
    • Ndiye akauya nenyaya yake yedhodhi

      @user-xg1zo4py4m@user-xg1zo4py4m8 күн бұрын
    • Ava varume vanoziva munhu wavituma kuitira dhodi mumvura vachirongera munhu,,vanoroya pane nyaya APA haisi hedhodhi chete iyi , ana baba ava inhubu idzo

      @muchmuleya9651@muchmuleya96516 күн бұрын
  • Those who stand for women rights need to stand for this woman. Pambunyikidzwaa right e evakadzi apa

    @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb9 күн бұрын
    • ummm kodzero yevakadzi iripapi apa munhu Ari kudhomoka uyo

      @lazaruschitsamba8394@lazaruschitsamba83949 күн бұрын
    • Unorwara kodzero dzeyi vakadzi muri vanana kunyarara kurinani

      @user-kz6xq9rt4y@user-kz6xq9rt4y3 күн бұрын
    • @@user-kz6xq9rt4y mwanana ndimai vako. Pfungwa dzakadhanganyika

      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb3 күн бұрын
  • Apa matadza kutonga.hah mambunyikidza munhu pasina humbowo hwakazara

    @lovemorengwenya7499@lovemorengwenya749910 күн бұрын
  • Nyaya ndeyekugadzirwa iyi vamuona Sey

    @TendaiMoyo-zl9ng@TendaiMoyo-zl9ng9 күн бұрын
  • John masangu usagadzira nyaya

    @user-zz8hv7wc5h@user-zz8hv7wc5h10 күн бұрын
  • Zvimwe zvinyaya sookaa, aaaa, kudzidza kwakanaka mufunge vanhu kungomakana zvisina direction, munowaneyi, tsvee kushandira mhuri

    @rosemarydzamara7857@rosemarydzamara785710 күн бұрын
    • True,H.man arikushandisua big time,these villagers are jealous.

      @princematica5952@princematica595210 күн бұрын
    • Sabhuku ngavazive mutemo avo. Mwana akaita mwana before mutemo wapasiswa. Mai akarohwa avo ngaanomhangara nyaya yavo

      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb9 күн бұрын
    • Mai akarohwa awo endai kupolice those jealous community members need to be arrested. Report your case.

      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb9 күн бұрын
  • Pakuzoti ivhu ndera President haaa ndopokana napo

    @user-pj8nb3ko5c@user-pj8nb3ko5c10 күн бұрын
    • They must say it to remain in their positions and to get cars and money!!

      @rascocky6366@rascocky636610 күн бұрын
    • @@user-xj5ut5rx2p True but that's not the REAL reason. The land NEVER belonged to a Chief/King but to each individual family/person. The White colonial power started the system/policy of not issuing title deeds to "rural" land owners and to most Black "urban" dwellers so they could evict them at will. This is why there was friction between Blacks and colonialists, resulting is several wars. Zanupoof kept the same White racists laws, with the aim of forcing people to vote for it. In deed this is exactly what happens. with area where zanupoof loses in an election getting punished. It's a VERY CRUEL system which these Chiefs and headmen support.

      @rascocky6366@rascocky63669 күн бұрын
    • Nyika yamwari vanhu voita yavo

      @PoliteMuzenda-de8lv@PoliteMuzenda-de8lv8 күн бұрын
  • Ndane nguva ndichiteedza nyaya dzaHeadman Chigodora ,asi iyi nyaya ndaona senge isina kutongwa mushe ,SaMbiriri awo pane zvawari kuwengerwa I think Chiporofita chawo ,asi zvedhodhi handina hangu kuzvitenda ,Kane long sleeve t-shirt Ako ndiko kakaitira mutsime 😂😂😂

    @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w10 күн бұрын
    • Idzo dhodhi dzakaita

      @TafadzwaMutsaru@TafadzwaMutsaru10 күн бұрын
  • Madzibaba. Dai maenda ku Canaan. Ndokwamunonoita izvozvo. Kwete pavanhu

    @antoniodomingo7433@antoniodomingo743310 күн бұрын
    • 😂😂😂😂😂ende ndaseka.kwamadzibaba lshu 😂😂

      @eljayjay7884@eljayjay788410 күн бұрын
    • 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

      @blessingmashandureblessing9650@blessingmashandureblessing965010 күн бұрын
    • 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

      @user-jd2hg8qo8n@user-jd2hg8qo8n10 күн бұрын
    • 😂😂😂😂

      @TeclaFrankson-lh6zh@TeclaFrankson-lh6zh10 күн бұрын
    • 😂😂😂😂😂

      @roseramsey2250@roseramsey225010 күн бұрын
  • Headman tarisai maside ese apa ndaona matonga nedemo. Vanhu vanorongera munhu apa marasiswa apo Chief. Matonga mbodza nhasi apa.

    @TapiwaChihwayi-uv3ho@TapiwaChihwayi-uv3ho10 күн бұрын
  • Ko vakomana vaye vamwe ainyora uye nemumwe uye vadare vakaenda kupiko , they are very intelligent and know to guide the headman

    @abilitymatopi6654@abilitymatopi665410 күн бұрын
    • Pamwe zvakavhiringana. Remember pakange paine vasikana waya vainyora. Allen in now incharge 😂

      @mildredmharira8764@mildredmharira876410 күн бұрын
  • ndaimbona kunge vanotonga nyaya chaizvo asi headman chigodoro nedare renyu murikudzvanyirira vanhu. ipai mukana kune vamwe vataure divi ravo.murikungoripisa vanhu zvenhema imi. imboendai kune mamwe madzishe mudzidze matongerwo enyaya

    @collinchitsinde7170@collinchitsinde7170Күн бұрын
  • 😂😂😂😂Zvemapirofita muchazvirega zvenyu🙌🏾🙌🏾

    @misheckchidota6663@misheckchidota666310 күн бұрын
    • Kkkkk vachazvirega vaona madhodhi kkkkkk

      @user-vh1yy3nm4c@user-vh1yy3nm4c10 күн бұрын
  • Headman ngavakurudzire vanhu kuvaka matoilets ndoo kuti dambudziko rekumamira pese pese riite shoma. Looks like vanhu ava havana matoilets

    @lazieharsh@lazieharsh10 күн бұрын
    • Kumamirra pesse pesse ate murwizi here?

      @princematica5952@princematica595210 күн бұрын
    • Munhu asati avaka musha toilet ndiyo inotanga

      @ladyvee21@ladyvee219 күн бұрын
  • Headman Chigodora soko murehwa ndakwidza maoko 👏👏👏 uyo murume arikukanganisa vanhu awo munharaunda nechiporofita chake so they planned for him haana mhosva madzibaba uyo dambudziko rake arikuvhiringa nhubu munharaunda neminamato chete so havasikumuda

    @TawandaMataranyika-lu1by@TawandaMataranyika-lu1by8 күн бұрын
    • Mapedza varoyi vanzwa nekufumurwa

      @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha69178 күн бұрын
    • @@tambudzaimuzhuzha6917 Ndosaka varikuwenga vaMbiriri havana mhosva

      @TawandaMataranyika-lu1by@TawandaMataranyika-lu1by8 күн бұрын
    • Huye tsvina iri mufoni ingave evidence here veduwee kunge ine name tag pashaikwa uchenjeri panyaya iyi

      @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha69178 күн бұрын
    • Varume Ava Hava nyare Kurongera munhu ,

      @muchmuleya9651@muchmuleya96516 күн бұрын
  • Munhu kana amhan'arirwa doesn't mean kt ane mhosva, anekodzero yekunzwikwawo. Ndasvotwa fani

    @LindaKaringa-uk2bi@LindaKaringa-uk2bi8 күн бұрын
  • Vachigodora ndange ndichidzidza dzimwe nyaya musatsigira vauya nayo itsvagisisei Murume uyo nyaya chaiyo haana kupara asi paita vanhu vasisa mudi panzvimbo iyeyo bcz kana tsvina yakaitirwa mumvura inoramba iri payaitirwa hr kana kuti ino kukurwa yoenda .tarisisai nyaya madzishe musati maigura

    @user-dy3oe3bj2n@user-dy3oe3bj2n9 күн бұрын
  • Ummm pane ruvengo element muissue iyi. Vakagona kupikicha tsvina vasingapikichi muiti achiita? Akaona akbvunzawo ere Kuti murikuitei if he did not have a phone yekupikichisa. Anditi imbwa inochairwe pachinyiro🙈😅

    @DrKays@DrKays10 күн бұрын
    • Murume abatirwa uyu vakamuvwnga

      @user-hg1qy1td2i@user-hg1qy1td2i10 күн бұрын
    • @@user-hg1qy1td2i seeing the injustice in the case I didn't even finish watching, he was proven guilty before the trial🤔

      @DrKays@DrKays10 күн бұрын
    • Nhay haaa nyaya haina kutongwa zvakanaka iyi

      @leonamareya5424@leonamareya54249 күн бұрын
    • Nhai akadiiii kutora pikicha kana kumudhedza kuti ndakuonaaaa aiwaaaa

      @ClarahNyakabau@ClarahNyakabau9 күн бұрын
  • Tamisa kirawa nekuda kwekuti mukuru wenyu Muporofita arikuitira dhodhi mumvura inonwa vanhu venharaunda❤❤ Headman chigodora ❤❤

    @treddahkatsadzura9323@treddahkatsadzura932310 күн бұрын
  • Chidare chine hudzvanyiriri ichi tevedzerai Chief Mutasa

    @user-up6uv7hg2n@user-up6uv7hg2n9 күн бұрын
    • taura zvako

      @tendaithomasmadiro3894@tendaithomasmadiro38946 күн бұрын
  • Unowanza hasha madzvanyirira munhu chigodora nyaya iyi waikonewa

    @user-sq7ms8iq2t@user-sq7ms8iq2t10 күн бұрын
  • Chigodora wakadzidza iwe and unenjere dzimwe nyaya idzi dzavekukuderedza plis dzidza vana vako sababa

    @user-vr6wi4bd2g@user-vr6wi4bd2g9 күн бұрын
  • Headman chigodora makudyira vanhu Mari dzawo kutonga hamugoni mese dhodho rinopinza munhu mujeri here musatonge makarerekera one side nekutyityidzira vasungwa tsvagai mabasa muvhare chidare icho same vanhu vauya nenyaya varikuinda kunomama fut mangwana munhu haana mhosva Uyo paita ruwengo mukugarisana team rese iro harisikuda baba awo mudunhu mawo .Sekuru awo vakabata mabhuku ngawarege basa vasiire vamwe vechidiki.rega ndipedzise ndichiti chigodora hauchagoni kutonga vharai chidare icho munotsvaka mabasa

    @barbrachitsva3471@barbrachitsva34717 күн бұрын
  • Nyaya iyi haisi yedhodhi, pakutanga pane ataura kuti murume uyu akavakira kumafuro, finally vaakuti hatimude munharaunda.ndiyo nyaya yacho

    @gonotv4953@gonotv49539 күн бұрын
  • Haiwo matora side vanhu udzai Chigodora kuti nyaya iyi maitadza henyu

    @plaxedeschangorora6066@plaxedeschangorora606610 күн бұрын
    • Taura hako munhu atongwa zvisirizvo

      @libertychipere7498@libertychipere749810 күн бұрын
    • @@libertychipere7498 nhai hako zvimwe zvacho Chigodora hazvigoni nekutonga nehasha

      @plaxedeschangorora6066@plaxedeschangorora60669 күн бұрын
  • Tarisai nyaya sezvairi kwete kuvenga munhu varume varonga nyaya nekuti vari usadanane nemwana haiwaa

    @user-up6uv7hg2n@user-up6uv7hg2n9 күн бұрын
  • ❤my headman Mr Chigodora basa ngarifambe lshe wekudenga arambe achikupai simba mutonge kusvika nekusinga peri maglass keep it up ❤

    @maideimambwani9627@maideimambwani962710 күн бұрын
  • Chiheadman chezanu unongohwa nekupinza mnangagwa pese pese

    @user-ef1hy3fb9g@user-ef1hy3fb9g9 күн бұрын
  • Hudzvinyiriri ndohwakuwanda headman chigodora murume uyoo haana mhosva uyoo ruvengo chete

    @user-yz7ut2nm9r@user-yz7ut2nm9r8 күн бұрын
  • Murume ane shirt chena une wisdom svinu kutodarika rimwe team raHeadmen but sekuru vechikuru avo vane suit i like his calmess that old men is wise

    @vachihera3823@vachihera382310 күн бұрын
  • Headman pamwe pacho munekafavour koz akabata munhu achita tsvina iyoyo ndiani

    @TheGreatChain-bs6kb@TheGreatChain-bs6kb10 күн бұрын
    • Hazvina evidence. Everything is hearsay. It's his word against their words according to chief mutasa

      @BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb9 күн бұрын
  • Im nt saying kut kuitira tsvina pese pese kwakanaka asi akaona wacho akatadzawo nei kutora video seumbowo hwakakwana coz kusangana kwavo wasn't a coincidence ...vakange vakagara vakazvironga vachitotsvaga mumami wedzuzvi saka camera yeumbowo yakazoshaika sei

    @AdmiringCakeSlice-jr1bf@AdmiringCakeSlice-jr1bf10 күн бұрын
  • Mambo wangu makadii,,,,naVamagada makasimba ere haaa nyaya dzamunotonga dzakaoma avo baba vanozviita muporofita vaitoita mhiko dzavo avo Mambo maifanira kutonga kusvika kwedu Masvingo l think zvaiita nani

    @user-io1sz2hp2h@user-io1sz2hp2h8 күн бұрын
  • On this one haaa dare ratadza kutonga nyaya i yi ko ivo vanopna munhu achiita tsvina ivo vanenge varipi iyi nyaya ndeyekupomera mnh asina mhosva.Ruvengo ruvengo ruvengo

    @CraigChisiyiwa-hi5nh@CraigChisiyiwa-hi5nh8 күн бұрын
  • Headman haa apa mabhaiza muume uyo munzwisiseiwo, plus mudiabetic and pane zvaataura pane chokwadi chiripo, 7 committee member haibhaize here, vanhu tsvina vanoitira panze havo asi

    @vachihera3823@vachihera382310 күн бұрын
  • Nyaya yeRuvengo iyi framed,wazvitadza Chigodora

    @user-gr4kd9ii3d@user-gr4kd9ii3dКүн бұрын
  • Appeal kwaMambo koz apa papiwa BHANDITI JUDGEMENT Andisini ndadaro koz word iri rabva mu7 member committee

    @HaisonMuzungu@HaisonMuzungu3 күн бұрын
  • Headmen please muchida Kuti basa renyu rifambe Boo dzosai mukoma wemagirazi coz mave Moga tongai nyaya zvakanaka coz baba avo varikufungidzira zvanzi vanoti muporofita chokwadi chiripi

    @wilsonmabhizamabhiza2867@wilsonmabhizamabhiza28676 күн бұрын
  • Dhodho mutsime sure here ....nhundira mutsime kushanja chaiko

    @roderickmushaya8296@roderickmushaya829610 күн бұрын
  • Heyi akatadza muporofita ,pane mhiko dzaaita chete,taurai heyu headmen

    @user-qz2wp9do5b@user-qz2wp9do5b9 күн бұрын
  • I am present sir

    @user-ro4ir1bc6u@user-ro4ir1bc6u10 күн бұрын
  • Headman Chigodora une Ka favor panyaya iyi munenge mapihwa macents nevarume avo...

    @charityjeffery8261@charityjeffery826110 күн бұрын
  • Veduwee Headman tongai kwazvo makuzotibhowa manje. Sei musiri kuona ruvengo apo. Hamuchanakidzi

    @legitconnections6828@legitconnections682810 сағат бұрын
  • Dzimwe nyaya hadzidi dare,kungotora mupari nemumhangari moita correction judgement,kungoti dare rinewo muprofit waro

    @valentinechikofi5691@valentinechikofi56916 күн бұрын
  • Ngezve nhando izvo vanhu gawawewo nekodzero dzavo,, zvakubhowa izvi

    @gibolatos6889@gibolatos68892 күн бұрын
  • Mabatirira Madzibaba avo madii kuvaendesa kwa Sekuru Tasvu varume avo vakavenga muporofita uyu vaChigodora munogona kutonga asi mhosva yemurume uyu mamudzvanyirira vaendesei kune vanoongorora mhosva pa N'anga varume 7 avo havadi murume uyu

    @user-ln7vz2ld9w@user-ln7vz2ld9w8 күн бұрын
  • Nyaya iyi madzibaba ava varikuvengerwa kunamata madhara aya hasikuda mu porofita munharaunda iyi

    @BlessedGukwe-jz6tg@BlessedGukwe-jz6tg6 күн бұрын
  • Allen keep it up we enjoy seeing u padare

    @Smart-er6hf@Smart-er6hf10 күн бұрын
  • Nhau yetsvina hayinetsi tsvina yakano tesitwa kupi kuti muti ndiye? Hazvina proof.musaite ruvengo

    @jeffreygopito8401@jeffreygopito840110 күн бұрын
  • Ko vakatora 📸 resvina akatadzaneyi kutora munhu ari patsvina koz ndiye munhu wavaitsvaga haaa musarwadziwe nemunhu ko zvavari kuti zvane tym vaidii kumhangara tym yese iyo

    @PeterSaiman@PeterSaiman9 күн бұрын
  • Headman Tinokudai asi tarisai nyaya ma side ose baba avo ndofunga Kut vaarikuvengwa ini kuitirana shanje

    @oberttaruvinga2256@oberttaruvinga22569 күн бұрын
  • Headman ava Havana chavanoziva he is deferent with chief mutasa idofo he think munhu wauya nenyaya ndiye ari right hudofo hakakuwandirai baba dai maiziva nyaya hamaiita sekunge mapihwa mari hamuone nyaya iyi kuti ndeyekugadzira hre hamuna kuenda kuchikoro mukutomboda kuendeswa kurehub June vanhu vemutiriro ndimi vanhu varikuramba na president vemadrugs

    @user-mc3eg9ef7n@user-mc3eg9ef7n4 күн бұрын
  • Headman matirwadzisa nyaya iri pachena iyo arikunyeperwa vanhu ava vanorwadxiwa nyaya ngadxitongwe sedzazviri hazvide kudai batai all sides moteerera zvinotaurwa nevamwe munodzivisa vanhu kutaura mapoints avo

    @TafadzwaKadzatsa@TafadzwaKadzatsa9 күн бұрын
  • Muporofita haaana mhosva vanhu vari kugadzira nyaya apa headman matonga zvisiri izvo henyu uye hamuna kutarisa nyaya panhau vanhu vanegodo

    @OlineChiunye-oc9mv@OlineChiunye-oc9mv6 күн бұрын
  • Uuuuuuummmm thats was a trick case but Headman give lesser judgement to him. Musungwa nemukadzi wake vatadza kupindura mibvunzo yabvunzwa mudare but vatopinza nyaya dzimwe dzisinei nesu Batai vanhu Headman😂😂😂😂😂😂😂😂

    @sheunesuhuruva4212@sheunesuhuruva42126 күн бұрын
  • Ndezvezanu izvii

    @cleverratambwamugabe@cleverratambwamugabe9 күн бұрын
  • Pictures Quality headman

    @moregoodfanete888@moregoodfanete88810 күн бұрын
  • haaaa apa mashaisha nyaya

    @isonchiutsi804@isonchiutsi8049 күн бұрын
  • Planned case

    @user-ky4ky4xs7u@user-ky4ky4xs7u10 күн бұрын
    • Ndinewe ,mrume Hana mhosva pane zvaari kuwengerwa

      @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w10 күн бұрын
  • Kuda kana kusada ,,,,the most intelligent man padare is the man with a white n green colored shirt.

    @valentinechikofi5691@valentinechikofi56916 күн бұрын
  • Ungati ndakamutevera paanoitira zvine sense here Varume kufurirana kunyebera munhu kune makuva Muchazvidemba

    @user-ef1hy3fb9g@user-ef1hy3fb9g10 күн бұрын
    • Akazotadza nei kumutora video achiita kwacho kana achipfeka bhurugwa kwacho 😂😂😂

      @AdmiringCakeSlice-jr1bf@AdmiringCakeSlice-jr1bf10 күн бұрын
  • Uyo blaz ane white always interject zvisina order in most matare. He needs to follow protocol hatizive kuti anoita nezvei mudare ra Headman.

    @LegOfGal001@LegOfGal0018 күн бұрын
  • Headman Basa morova bt muporofita Uyo Dai mambomuteerer cz avasikumuda munharaunda vakuda adzingwe vanhuvakagara vasivakaringa dhiri

    @FrpKing-tx5ph@FrpKing-tx5ph9 күн бұрын
  • Kkkkkk fr now dai wavati from today onwards takukupai basa baba muporofita rekuti since muchimukirawo pa crawa penyu takukupai basa rekuti mutarise munhu aruitira dhodhi murwizi

    @nyashabuwerimwe-sw6qu@nyashabuwerimwe-sw6qu10 күн бұрын
  • Akuna zvakadero cher o benzii aridero aaaa imi musarerutse munhu kusvika pakadro

    @MosesMoya@MosesMoyaКүн бұрын
  • Maziwa seyi kuuti arikutauura chokwadi kuuti ndamuonaaaa akadiiii kumubata haiwaaaaa ndikuramba ndichinzwa kuda kuramba ndichinyora haiwawo tsvina isina munhu ayita here evidence kokana paita mahekwewo padarikawo aita nguva iyoyo kianokuvenga ione here wanongokuvengazve wakabatana zviriko izvi zvekuvengwa nevillage dzinogona kubatana kuita chinhu one pfungwa dzacho paita 7 in 1 nhayi warikumutsvakira nnyaya kommai awa barikuti ndakarohwa asi hamuda kkumbowabatsira wanni sei sei seiko aiwa musadaro ngeyiiii wsbatsireyi mai awoo family haisikudiwa munharaunda iyi hawachamudabaaaa zvachose bbatsirayi mai wakkarohwa awooo ehhezve wachirikuda kumudziingireyikoo aaaaaah l sipport baba awo munhu haadzingwe

    @ClarahNyakabau@ClarahNyakabau9 күн бұрын
  • Planned zhet musatyisidzira mnh Headman APA matonga pfocho vadare.Regai vnh vanamate inyaya ngani dzevanhu vamurikutonga vaishaishira mhuri nekusaziva Mwari???? Matonga pacho grade 1

    @CraigChisiyiwa-hi5nh@CraigChisiyiwa-hi5nh8 күн бұрын
  • I am in south africa headma❤❤❤

    @Joseph-yc5uu@Joseph-yc5uu10 күн бұрын
  • Kna tsvina yacho iripo endai nayo kunyanga muchaona pavarume vakawanda avo pane 1 wacho akaita Chigodora tseki mhan kana usingachagoni kutonga rega mhan uriwe Zanu iwe hudyire benzi remunhu wandibhowa nxaaaa

    @miriamzimbiri2630@miriamzimbiri26309 күн бұрын
  • Thank you headman for the judgment pasi nenhundira mutsime thumps up headman 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤

    @edithpamelamakope@edithpamelamakope8 күн бұрын
  • Hadman tongai nyaya sezvazvi ngavasavenge mhunhu

    @Jeremiasestevao-ze1ro@Jeremiasestevao-ze1ro9 күн бұрын
  • Dare iri harisisina justice, akwona wacho akadii kumutora pikicha, vozogona kutora dhodhi pikicha, magirazi waakubhowa

    @agnellamusonza@agnellamusonza7 күн бұрын
  • Hapana nyaya apa uyo wakadii kutaura nyaya yedhoti the moment yaakaona munhu

    @ChabataElizabeth@ChabataElizabeth21 сағат бұрын
  • This is victimising people, this man should appeal to a higher court.Its a shame!!!!!

    @reggaebeatz@reggaebeatz10 күн бұрын
    • Appeal Achimamira mumvura inonwiwa nevamwe..

      @chickiesangel1@chickiesangel19 күн бұрын
  • Yaa,muchateramira henyu gore rino .Headman Chigodora hamusi kuvaziva kkk....

    @PatriciaChikosi-iq8ns@PatriciaChikosi-iq8ns10 күн бұрын
    • Dhodhi

      @gladyskunaka2253@gladyskunaka225310 күн бұрын
    • Ranetsa

      @gladyskunaka2253@gladyskunaka225310 күн бұрын
  • 7 member committee yaakuunza vharamuromo Kuna Headman zvovharana.Cry my Zim

    @valentinechikofi5691@valentinechikofi56916 күн бұрын
  • Nyaya yaka bikwa iyi mazi baba asingayare anoroya ana baba aya ,havana runyararo munyika ,masmart phone aripo why pavai nyangira vasina kutora video achimamira mutsime ,kunyepa uko seriuos headman you must send your guys kudunhu munonzwa magiriro evanhu ava ruvengo nekubika nyaya , huroyi mporofita atadzisa vanhu kumuka husiku .

    @muchmuleya9651@muchmuleya96516 күн бұрын
  • VACHIGODORA NO REWIND THIS COURT RULING OF YOURS 😢😢😢😢😢😢HEART BROKEN 💔💔💔💔💔💔💔💔 NYAYA IRIPAKUTI ARIKUNZI AKAVAKIRA KUMAFURO AND ON TOP OF THAT LIKE 25 FAMILIES ARE THERE IMIMI MOTI UTSANANA

    @tinashejaji@tinashejaji7 күн бұрын
  • Ivhu nderamwari

    @modernlifemuchayaya7526@modernlifemuchayaya75268 күн бұрын
  • Chiporofita murikuchiramba but Tasvu munoti bhoo

    @user-kb7fv6wi2w@user-kb7fv6wi2w2 күн бұрын
KZhead