BONDE DHOLOLO .Dare ra Headman Chigodora

2024 ж. 27 Қаң.
306 241 Рет қаралды

Пікірлер
  • Chigodora is a father figure, he brings peace in disgruntled families.... I salute you Headman ❤❤

    @shungupenyayi1052@shungupenyayi10523 ай бұрын
    • Yes yes I agree

      @josephmusara9163@josephmusara916313 күн бұрын
  • I stayed with this girl while helping me when I was pregnant for my second baby eish I feel so sory she was so nice to my daughter

    @carolinekaswa@carolinekaswa27 күн бұрын
    • Serious here

      @desmondmasenda7995@desmondmasenda7995Күн бұрын
  • Powerful!!! Thank you for normalizing being HIV Positive. I like the fact that there is no stigma in this case. Dai tikaramba tichidaro, chirwere chisava chinhu chinotyisa

    @ratidzaichakabvakure6275@ratidzaichakabvakure62753 ай бұрын
    • Kuti kuchipatara first,, what about murume asina chirwere guys, cos vanenge vonodzidziswa magariro avanofanira kuita kuchipatara,,

      @MichaelMazo@MichaelMazo3 ай бұрын
    • Kuchipatara first b4 vararazve

      @MichaelMazo@MichaelMazo3 ай бұрын
    • @@MichaelMazo Ipapo ndizvo chaizvo... asi panobara munhu paya, baba namai vese vanotariswa chirwere kuitira kuti anachiremba vazive kudzivirira mwana kana pachinge pachidiwa kudaro... not sure why ava vasina

      @ratidzaichakabvakure6275@ratidzaichakabvakure62753 ай бұрын
    • Inhema idzo anacho chirwere uyu ndiye akatopa mukadzi

      @RudoSerima@RudoSerima3 ай бұрын
    • @@RudoSerima Ndoonawo sekudaro hangu

      @ratidzaichakabvakure6275@ratidzaichakabvakure62753 ай бұрын
  • Headman headman tirimo tirimou mu SA takachibata ndokubasa kwedu keep it up 😊

    @user-zv2jo2dr2u@user-zv2jo2dr2u3 ай бұрын
  • Pane book reshona olevel novel renyaya ya Thandi. Similar to this story. I'm heartbroken, my advice to her, hold on to your life and your child Mwari haazi shiri. God bless you

    @sandex5692@sandex56923 ай бұрын
    • Yeah rorwadza

      @BellapasheHove@BellapasheHove17 күн бұрын
  • I like Mr Gucci coz of his stance against clever fools who pretend and claim they smart and clean after abusing fellow humans especially to the opposite sex taking advantage of their poor background and upbringing. Sekuru is the worst disgabadge in this family Sekuru takes sides Sekuru must distance himself from this couple

    @ShingiraiwinslowSurgeon@ShingiraiwinslowSurgeon3 ай бұрын
    • Agree with you sekuru inyoka varikubvumirei kutumwa ngavaraire mwana kuti enda nezvinhu kumusha echinoona mhuri yake

      @user-nz7gv5rg2g@user-nz7gv5rg2g2 ай бұрын
  • Ndokumbirawo kuti mukwenyewo comment yanyu iyi

    @hungwetv6978@hungwetv69783 ай бұрын
    • Kkkkkkk

      @estheresther1963@estheresther19633 ай бұрын
  • Pane nyaya Idina kujekeswa naChigodora and his team. Nyaya yechirwere iyi vari kuemphasizer kunorara vese but murume Ari Kuti akawanikwa asina chirwere. Vanhu ngavaende Kuno testwa vasati vatanga kunorara vese.

    @user-cl7gz3fl8s@user-cl7gz3fl8sАй бұрын
    • Do you know that there are people who are carrires vasingabatwi chirwere but chisangabudi chozobuda later in life

      @marylynmutemera981@marylynmutemera981Ай бұрын
    • True

      @Beadsley1@Beadsley118 күн бұрын
  • Headman Chigodora dai Mwari mavachengetedza. A lot of wisdom for our generation. ❤

    @maiwalee@maiwalee3 ай бұрын
  • Mutongei muchiona mambo inherera mwanawo uyo.

    @innocentkunyangura1487@innocentkunyangura14873 ай бұрын
  • I applaud Chigodora for waiving mari yedare. This young man is making $60 a month while trying to support his wife and child. Panenge pagonekwawo zvinoda kutendwa. Lovemore seems like a decent young. I can only imagine being the only child and then losing both parents. I hope they resolve their issues peacefully.

    @solomonmachokoto1274@solomonmachokoto12743 ай бұрын
    • I don't think anorarama nepay chete anofanirwa aine kaside hustle because mukadzi kana wapihwa $54 kureva kuti wapihwa pay yese saka arikuziva kuti anowana more than that

      @fortunatemuchekadzese1939@fortunatemuchekadzese19393 ай бұрын
    • 60 inhema zvadzo

      @user-of3vq1iy1d@user-of3vq1iy1d3 ай бұрын
    • But there was a red flag that murume was not in a position to commit to marriage

      @menzishabangu2047@menzishabangu20473 ай бұрын
    • Veduwe chero zvodii musazoshungurudzawo.munhu an mwana mucheche mumawoko

      @chipochiponda1049@chipochiponda10492 ай бұрын
    • Marayira tinotenda chief Chigodora

      @zinhlemoyo7042@zinhlemoyo70422 ай бұрын
  • Foni yangu kungot Dare raHeadman Chigodora ,kutotsveta zvandri kuita kuda kunzwa , Headman basa rangu rikapera ndouya kuzoita mupurisa ikoko coz ndri muhari menyu

    @user-oe9rw8os6w@user-oe9rw8os6w3 ай бұрын
    • Kkkkkkkk ini ndikarambwa nemurume ndondoita jindakadzi ravo

      @ConstanceChingoma-xn2dy@ConstanceChingoma-xn2dy3 ай бұрын
    • 😂😂😂😂😂😂

      @Anashe254@Anashe2543 ай бұрын
    • Ini rakatopera ndakutogadzirira kuenda kudare

      @pacienciamatchinga100@pacienciamatchinga1003 ай бұрын
    • @@pacienciamatchinga100 kkkkkkkkk

      @ConstanceChingoma-xn2dy@ConstanceChingoma-xn2dy3 ай бұрын
    • Kkkk shuwa hre 😅

      @angelkiller99@angelkiller993 ай бұрын
  • Handibvume kuteerera murume asingarare nemi. Bonde rakakosha rinoninipisa. Vanhu ngavarare mubhurangeti rimwe.👏🏾👏🏾

    @magumbochitovaresskitchen8348@magumbochitovaresskitchen83483 ай бұрын
  • I like Allen zvangu,very composed these days

    @perpetuavhudzi3970@perpetuavhudzi39703 ай бұрын
    • Always composed like him too full of wisdom and he builds people

      @sueeland5675@sueeland56753 ай бұрын
  • Ths is the saddest day ever with you all today APA madzigira madaka asisi Aya the guy is responding with facts ,haisi mhosva kutetswa nhasi wobuda negative mangwana unogona kuenda wonzi negative or honzi negative wodzokera wonzi positive Bamunini musarara namainini kana situation yakadaro Just do the tests again and do DNA with the child full stop

    @freedomchitake5552@freedomchitake55523 ай бұрын
    • From my own analysis that small guy ari kunyeba he's positive and he was in love with that girl for five years,and that girl have got a child for this guy. Which means if they go for tests mface uyo akano batwa ari positive apa asingade futi mukadzi ano sungwa uyo. Remember Chabodo and Mwatutsa vari mu jail

      @stanleymuusha2835@stanleymuusha28353 ай бұрын
    • Anonyepa imhata mfana uyu anacho I know him

      @Hungwe@Hungwe3 ай бұрын
    • I agree with you. The young couple needs counselling and medical guidance on living with HIV. Yes, there HIV is like any other human conditions like diabetes or high blood pressure. It needs management from an informed position. Asking the guy to go back and carry on as if everything is OK is not the right advice.

      @burdenchitambira5858@burdenchitambira58582 ай бұрын
    • Muface arikungojamba Jamba seems like iye anachowo plus mukadzi uyu dai akapiwa nasomeone haaimbouya kudare aibva atongosiya murume wacho

      @BeeMavuto@BeeMavuto2 ай бұрын
    • washaya iwe to hell

      @chandagwikwarare2797@chandagwikwarare2797Ай бұрын
  • This case was not handled well. The Court should have first established the following: 1) Is the Guy really HIV negative? If yes - then the wife must confess where she got the infection if she was not cheating. 2) DNA test. The guy clearly said he was expecting mwana in January. The Lady said the guy does not contribute anything and yet turned around and said he gave her $54 out of his $60 salary. Yes - it's small but compared with what he gets - that's all he can afford. Ife she wanted a rich guy - she should have focused on her school and look for a rich husband

    @againstmakuyana8524@againstmakuyana85243 ай бұрын
    • l like your words

      @MichaelMazo@MichaelMazo3 ай бұрын
    • Yu cld have said the judgement has gaps... The guy admitted that mwana ndewangu.. He was also told to remain behind as well

      @tanakachirikure8112@tanakachirikure81123 ай бұрын
    • $54 from day rakatizira munhu how is that even trying? Pa 54 ipapo ndipo pane food, kutenga preparation neye scan. That's not right. I don't even believe kuti anowana 60 chete, I'm sure ane madhiri aanoita to get more. Harisi basa raHeadman to establish who is HIV positive or not, zviri kwavari vari 2 because headman havasivo vambovhunza kuti pane ane mukondaz here pahu 2 hwavo. DNA test haarambidzwe he's free to go. Zvekuti January izvo vanhu hobho havazivi musi wabata mimba. The guy said mwana ndewake and didn't dispute that. Vanzi vanorara mu same blanket so they can use protection if they want. Iye handiti akamboita chivindi chekudanana nekurara nemunhu vasina ku tester or protection saka using a condom isn't a big ask

      @PaloSant@PaloSant3 ай бұрын
    • @@PaloSant he is earning US$60. So if you say $54 is not trying then you should tell us how much must he pay from his US$60 salary

      @againstmakuyana8524@againstmakuyana85243 ай бұрын
    • @@tanakachirikure8112 anoziva Baba vemwana ndiMai. But this woman did not even tell him that he has been tested and she was positive. I'm struggling to reconcile why a Court would force sleeping together without protection. That's a very dangerous judgement. Manje vese vachasiya mwana nherere obva achengetwa futi kwanaSekuru??

      @againstmakuyana8524@againstmakuyana85243 ай бұрын
  • Lovemore & his wife should go for tests together. I also suggest DNA for baby. Good luck

    @bellaafrique2607@bellaafrique26073 ай бұрын
    • I agree with you coz it was not established if Lovemore is HIV positive or not and also if the baby is his. HIV tests for him and the child and DNA tests to establish if he is the father of this child. It’s against his rights to force him kungonogara nemhuri iyi without getting these tests done

      @kudachits9091@kudachits90913 ай бұрын
    • Bt chances are high that the guy was born hiv positive

      @tanakachirikure8112@tanakachirikure81123 ай бұрын
    • ​@@tanakachirikure8112how did you calculate the probability

      @TawandaSawi@TawandaSawi3 ай бұрын
    • ​@@tanakachirikure8112what of the lady?

      @gloriamarvellousmutindivar5349@gloriamarvellousmutindivar53493 ай бұрын
    • Kid born and 98, both parents late... And he was the only child

      @tanakachirikure8112@tanakachirikure81123 ай бұрын
  • Karanganda KZhead channel hie to all who are now addicted to Headman Chigodora and the Dare. Sanibonani bakwethu watching Headman Chigodora from here in Matebeland I thank you

    @user-sc3wx4qn5n@user-sc3wx4qn5n3 ай бұрын
  • Ndiani anoziva akapa mumwe chirwere nhai headman ngavanotetswa vese for 3 months cz akapa mumwe hazikanwe

    @daisychirambwi8758@daisychirambwi87583 ай бұрын
    • Mambo atonga zvakanaka.

      @piniasmandebvu7384@piniasmandebvu73843 ай бұрын
    • Kune inonzi discodent couple,,koita macarrier so don't be quick to judge

      @valeriemashado2311@valeriemashado231127 күн бұрын
    • True apa hapadii headman or not it needs proper health experts

      @Beadsley1@Beadsley118 күн бұрын
  • The way she easily dislosed her HIV status 😮 like someone saying "ndini ndadya sadza". Maggie I see you, excellent work 👊🏾

    @marshallnyamadzawo8553@marshallnyamadzawo85533 ай бұрын
    • I salute you headman Chigodora dai tikawana vamwe vadai taisvika kure dare renyu deserve some credit

      @user-fr2eb7kr3w@user-fr2eb7kr3w3 ай бұрын
    • Waida kuti ati chii?

      @tichakundamajange1909@tichakundamajange190918 күн бұрын
    • I salute her akazvigamuchira

      @marjoryzariro8104@marjoryzariro810414 күн бұрын
  • Wow! Lots of profound lessons here. Thank you Headman Chigodora nedare renyu. Thank you Karanganda TV .

    @MarthaTholanah@MarthaTholanah3 ай бұрын
  • Cameraman, when swinging camera from one end to the other,do not point to the ground but keep your camera focused on the audience as you move towards your next subject. All in all, Great program!

    @bhekashambira9600@bhekashambira96003 ай бұрын
    • kutinzwisa dzungu kunge tadonha pasi

      @cricket694@cricket6943 ай бұрын
    • There are 2 cameramen, umwe wacho aripakati saka anenge achimunzvengesa cameraa kuti asabude

      @ceejambsvlogs5245@ceejambsvlogs52453 ай бұрын
    • Hi

      @user-ub7ee2qr6x@user-ub7ee2qr6x2 ай бұрын
    • Hi

      @bhekashambira9600@bhekashambira96002 ай бұрын
  • Mfana uyu ibenzi chairo ,why he can't say the truth Ramba kurara nemkdadzi kana iwe usina chirwere mfana , What if she cheated

    @freedomchitake5552@freedomchitake55523 ай бұрын
    • vatomutyisa already ,,haachisina action

      @MichaelMazo@MichaelMazo3 ай бұрын
    • What if he cheated?

      @ruel1703@ruel17033 ай бұрын
    • Yes ngaasarare naye mukadzi uyu pamwe kakahura

      @VanissaMazikana@VanissaMazikana3 ай бұрын
    • Imi headman apa matadza udzai vana vanoteswa vese because uyu ari kuti haana chirwere moda kuti azadzwe

      @VanissaMazikana@VanissaMazikana3 ай бұрын
    • Pamwe akaberekwa nacho mukomana uyu ,vabereki vakafa nei.or musikana anogonawo kunge akaberekwa nacho so they should go kuma test first

      @lucymasedza4703@lucymasedza47033 ай бұрын
  • The couple need proper HIV counselling

    @JeremiahChibanda@JeremiahChibanda3 ай бұрын
  • Facebook angove mahumbwe ega ega...tikatoshaya headman and crew tonofa nestress shuwa ooooh 😂😂😂

    @Faith-vc4vc@Faith-vc4vc3 ай бұрын
    • Taura hako

      @margaretchitsiku8807@margaretchitsiku88073 ай бұрын
  • Thank you so much for the Subtitles❤️❤️

    @AppleApple-sx1zf@AppleApple-sx1zf3 ай бұрын
  • Karanganda! Great coverage as usual. Headman pamberi nemi nedare renyu

    @mahafrika7116@mahafrika71163 ай бұрын
  • I miss Tamary

    @nomsanyika151@nomsanyika1513 ай бұрын
    • Me too. Ngaambotsvaga munhu wekukwirira dare. She's very clever.

      @PaloSant@PaloSant3 ай бұрын
    • 😂😂😂😂

      @wekwamazorodze8660@wekwamazorodze86603 ай бұрын
    • Tamary anonyudzisa vanhu 😂

      @justicemunyoro5408@justicemunyoro54083 ай бұрын
    • Kklkk musadaro

      @manyonimapfidza8375@manyonimapfidza83753 ай бұрын
    • Kkkk kuti achimo hr machigodora nguva yareba asina kuuya mudare

      @user-qb9sm5wi9n@user-qb9sm5wi9n3 ай бұрын
  • Waiwepo ere thanks karanganda tv machines mambo munotigonera Basa sebasa.🙏🙏🙏🙏

    @zimharomunyaradzi4416@zimharomunyaradzi44163 ай бұрын
  • Muroora atori nemwana mucheche but food irikuite shoma mumuviri semunhu arikuyamwisa

    @rudzichief6207@rudzichief62073 ай бұрын
    • True. Ndarwadziwa.

      @Olcool@Olcool3 ай бұрын
    • Kana neni ndarwadziwa veduwe

      @proudkadungure1247@proudkadungure12473 ай бұрын
    • Kana neni ndarwadziwa veduwe

      @proudkadungure1247@proudkadungure12473 ай бұрын
    • Kana neni ndarwadziwa veduwe

      @proudkadungure1247@proudkadungure12473 ай бұрын
    • Kana neni ndarwadziwa veduwe

      @proudkadungure1247@proudkadungure12473 ай бұрын
  • Headman vangadai vava adviser kuenda kuchipatara ❤❤

    @evidenceshopera4478@evidenceshopera44783 ай бұрын
    • Pahukama apa kutoonaa vadmi vasingasimidze musoro pamwe mkomna akatosiiw achirwara body yake ne 28 yrs ma1

      @ApoloniaDamburayi@ApoloniaDamburayi3 ай бұрын
    • Chokwadi chokwadi zvinoda chipatara use chipatara

      @Beadsley1@Beadsley118 күн бұрын
  • Zigomana rakashata chose,ngauye mkadzi ndiroore

    @bluecatreal@bluecatreal2 ай бұрын
  • Headman chigodora Much Respect Baba pamwe ne team🎤🎤🙏🙏vaChinyamunzore 💪🎤🎤🎤🙏 Sekuru varikudya kubva kumuzukuru pamwe nambuya kumusha, saka mukadzi wake uyo shinga,

    @treddahkatsadzura9323@treddahkatsadzura93233 ай бұрын
  • Chigodora team needs a lot of education in all sectors health ,social etc

    @angelinec.mhlanga4504@angelinec.mhlanga45043 ай бұрын
    • Vachadzidza, uye vari ku improved, protocols Dzavo, dressing zvese. Tinovapawo nguva, every year all headman and chiefs they go for training on customary law

      @william46199@william461993 ай бұрын
    • Chiiii nhaiwe vanhu vanogona ava very cool ukavhiringa vano raiser mavoice ukaita munyoro they also cool down

      @tatiratsawa7981@tatiratsawa79813 ай бұрын
    • Very true ko mkomana kana asina chirwere they need to be educated

      @anondo-hm7lx@anondo-hm7lx3 ай бұрын
    • @@tatiratsawa7981makangofanana nevanhu veZanu PF nevana vana papa havagoni chinhu

      @talithadube6468@talithadube64683 ай бұрын
    • Kanonyepa kakomana ako anotozviziva kt akapa munhu chirwere mastatements ake haana kujeka sekuru ndoproblem vakafidha muzukuru komana wawo kufurira kt arambe mukadzi vakadii kuuya nemaresults eHIV acho kana iye angaakachena ko sei sekuru vaitadza kuudza muzukuru kt chimbotora off upote uchiona mhuri yako than kungotora zvinhu vachiendesa vachida kunzi ndivo varikutenga kuzama kt mukadzi uyu aone sekuti murume wake haamude zvimwe zvacho zvinorwadza musikana uyo akatambura fani ipapa sekuru vakatsvaga kamari kekunozivisa votya cht kt mwana wevaridzi akafa vachadii not kt rwaive rudo rwekuti muroora agare mumusha

      @user-mp9eb6gb7x@user-mp9eb6gb7x3 ай бұрын
  • Sekuru vanoziva chokwadi sei vakazoenda naye kuclinic

    @eniamukosera3012@eniamukosera30123 ай бұрын
  • apa dare rafanira kuendesa vanhu kwa Mugabe first then vozonogara vese plus kuno testwa vese

    @princechidziya3639@princechidziya36393 ай бұрын
    • Inobvepi mare yekwaMugabe nemabasa ataurwa apa

      @rudzichief6207@rudzichief62073 ай бұрын
  • Bt pamwe pacho mufanirwa kutarisa both side bcz otherwise mukomana uyo haanawo chirwero so zvorema avakuziva KT anacho panotoda concealing yakasimba NEMA pills ekuti asabatirawo mukomana uyo so mukasapacherechedza

    @user-ir3fu4xh5x@user-ir3fu4xh5x3 ай бұрын
  • I have been following headman Chigodoras courts for sometime and I found a number of shortcomings. There's this other case where there was a pregnancy dispute and the young girl was asked to take off her panties and hit the man's face and the boy was found guilty and responsible for the pregnancy. However the boy proceeded for DNA test which proved the child not his. Using outdated ancient laws in today's life is unacceptable.Theres is also a case of a man who they wanted to force to go to traditional healers against his wish which was later turned down by our formal courts as unconstitutional.. The chiefs court is very unfriendly to say the least

    @ashermafukidze8570@ashermafukidze85702 ай бұрын
    • Its a kangaroo court

      @mz5584@mz55842 ай бұрын
  • Ukaona mukadzi anokusungisa kudare gara wasiya hapana future

    @christopherdhliwayo5757@christopherdhliwayo57573 ай бұрын
  • Apa pari kungo tsvagwa Nyaya isipo apa Uyo musikana uyo ana ngwarira kuurayirwa imba yeke ne ma assessor ari over zealous ayo.

    @Takesure2@Takesure23 ай бұрын
  • Ndiye akazadza mukadzi here.. kana ariye akazadza ngaatongwe

    @yukonmutetwa6959@yukonmutetwa69593 ай бұрын
    • mazuvano panonetsa,vana,vacho varikubarwa,vaine,chirwere and,havataure

      @user-ph9wj1qt7b@user-ph9wj1qt7b3 ай бұрын
    • Izvo zvekuti umwe ari positiv and umwe negative azvirevi kuti ari negativ ahasi positiv inonzi discordant partner iyo

      @couragemagama2813@couragemagama2813Ай бұрын
  • since mukomana uyu asina both parents maybe akazvarwa iye anacho but asiri willing kuzvitambira that's if kana ari positive but for now condomise kana uchiziva kuti andina andina ndiri negative and muzim tichiri kuda zvekudzidziswa about hiv coz haa tichiri takasara

    @carolinenyamadzawo9663@carolinenyamadzawo96633 ай бұрын
  • Ndabva ndafunga kubva KwaZvimba ndichinotamira KwaChigodora.

    @mosi_oa_tunya3561@mosi_oa_tunya35613 ай бұрын
    • Aaaaa musatiza kwazvimba itai chief Zvimba vaitewo izvozvo nema headman avo emana Nyamangara ,chirau, nevamwe zvimba icheneswe

      @ShupMacheka-vj7qw@ShupMacheka-vj7qw3 ай бұрын
    • Ukupaziva wani

      @LorrieMutangadura@LorrieMutangaduraАй бұрын
  • Headman Chigodora for the people ❤ Karanganda tv ❤sibonge 🙏

    @princessmamthe@princessmamthe3 ай бұрын
  • I wish I can attend one dare zvaro am addicted on this dare.

    @priscapodini644@priscapodini6443 ай бұрын
  • 4mins tapoooo kaangandaa❤

    @nicolemercy@nicolemercy3 ай бұрын
  • Ummm Headman kaaa i salute you.God give you those2 wise man sitting to your both sides

    @giftmataga9554@giftmataga95542 ай бұрын
  • Zimbabwe yes hatina umwe headman anogadzirisa nharaunda saHeadman Chigodora ❤❤❤

    @user-li1bg5fo9v@user-li1bg5fo9v3 ай бұрын
  • Chitsvambe icho!!! Mukuwasha chigwara. Ndiwe wakanotora mukunda wavaridzi. Amairume dzidzai, hero shoko, "gwati redare musasa ndipa. Endai muno gara nemwana wangu zvakanaka!"""

    @mukombe15@mukombe153 ай бұрын
  • Musabatira Lovemore imi ,ngavaende kuchipatara

    @leahmarwa3572@leahmarwa35723 ай бұрын
  • Ummm nhasi mambo matadza kutonga dare revana ava pls🙏🙏🙏🙏🙏🙏mungadai makurudzira vana ava kuwana counselling uye kuenda kuchipatara pls kurespeta ana sekuru vake remember ndovabereki vemkomana varipo mungadai matsiura mkadzi uyu kuti asiye zvekunzwa mashoko evanhu asapomera sekuru nhema yet ndovakamira naye pakuroora ummmm mambo she must apologise kuna sekuru avo

    @annamercytigere3038@annamercytigere30383 ай бұрын
    • Asi ndiwe sekuru vacho

      @faithvaki@faithvaki2 ай бұрын
  • Nice nice.. Case handled nicely. Gucci is intelligent. Vasiya kubvunza roora, coz mkadzi asina kubvisirwa anonetsa kuchengeta, coz haazivi kana achidiwa

    @tanakachirikure8112@tanakachirikure81123 ай бұрын
  • Chief chigodora I salute you, par excellent munogona zvenyu

    @memorygwerendende9861@memorygwerendende9861Ай бұрын
  • My best Count Chigodora zvamanje manje my day does

    @ruvimbomachokoto7529@ruvimbomachokoto75293 ай бұрын
    • Dare iri rinonakidza wena

      @gracemunoakwa486@gracemunoakwa4863 ай бұрын
  • I wish I can attend one dare zvaro am addicted on this dare❤

    @norahngwaru7762@norahngwaru77622 ай бұрын
  • I hope yhis young couple will go on Chirongwa programme 😢 With an income of only $60.00 its difficult to feed and care for 3 including a child.

    @violanyika3860@violanyika38603 ай бұрын
  • Good job Mr Gucci

    @farayichishongo9561@farayichishongo95613 ай бұрын
  • That guy in blue is good for television but pa dare and wisdom he is my weakest link cause most times he is just a bully. The others haaa top notch

    @Lanso9884@Lanso98843 ай бұрын
  • Chigodora, wakapenga and your team. Keep it up bro!

    @tonderayikh@tonderayikh3 ай бұрын
    • Apa vakatadza kutonga hapana zvavakatonga apa kumbunyikidza chete uko

      @cronwellmukodzo@cronwellmukodzo2 ай бұрын
    • Hapana chozokanwa apo

      @workmorechakorera9935@workmorechakorera99352 ай бұрын
  • Headman Chigodora ne vamunotonga navo mukarongeka pakutonga nyaya

    @williammarodza2146@williammarodza21463 ай бұрын
  • Ahhh iye anoda kurara mu blanket 1 nemurume mwana asati akwanisa 6weeks

    @user-hz5hw7wi7v@user-hz5hw7wi7vАй бұрын
  • I salute you Headman and your Court for this fair judgement

    @user-ub3ne7iw4o@user-ub3ne7iw4o3 ай бұрын
  • Thanks conclusion endayi munoterera murume wenyu muroora❤

    @HanaPhiri@HanaPhiri3 ай бұрын
  • Munotigonera esp elder vemagirazi avo hazi baba makachena here imimi kkkkk

    @joycejeranyama3884@joycejeranyama38843 ай бұрын
  • The best Headman ever ndongofarra hngu kuti haasi munhu anotungamidza cash too much munhu anotonga nyanya more than mari vamwe hautongwi isina mari. THE ONLY issue yandoda kuti @Karanganda TV mubatsire is the word (Chirwere)harifanirwi kutombotaurwa HIV hachisi chirwere Hutachiwana have to separate them bcz ndipo panobva stigma and discrimination ippo the Word chirwere rine kurema kwariinako nekutodzikisira chaiko thank you 🙏🙏🙏🙏

    @Bigjingo1011.@Bigjingo1011.3 ай бұрын
  • Headman is the best kwete mamwe marara atinoona, good stance choosing new panel team rakarongeka iri

    @trinnymimi1@trinnymimi13 ай бұрын
  • Chigodora anofanira kudzidza kutonga kubva kune mamwe maheadmans even machief

    @fortunatepaida2@fortunatepaida23 ай бұрын
  • Well-done headman and your court. More blessings to you. Stay blessed

    @josigurupira9905@josigurupira99053 ай бұрын
  • Mudhara chigodora anogona. Salute

    @berrycharuma710@berrycharuma7103 ай бұрын
  • Welldone dare apa magona kugadzirisa vana

    @fortunatemuchekadzese1939@fortunatemuchekadzese19393 ай бұрын
  • Aah karanganda nhasi weekend pliz kanda imwe inopisa

    @constancemabhonga1339@constancemabhonga13393 ай бұрын
  • What if musikana uyo akazvarwa nachoo but asina kuudza mukomana sei mukomana ari kubatwa negative iye musikana ari positive

    @chipomutimurefu6945@chipomutimurefu69453 ай бұрын
    • So mukomana haabatizve or haana kubvira avata nemusikana if he is negative

      @Rebhara@Rebhara3 ай бұрын
  • Very sorry my dear,to be positive at such age,but don't force marriage my dear sister,yours will come,stay positive,leave that husband of yours alone,you have a lot to achieve in life don't let him hold you down,when a man doesn't get intimate with you it means there's no love.ank u for this program

    @user-gf9di2wy8n@user-gf9di2wy8n3 ай бұрын
  • Happy Sunday baTaps

    @natashalavaya363@natashalavaya3633 ай бұрын
  • Magona kutonga nyaya iyi thank you so much ❤

    @JacksonMamu-xl8lj@JacksonMamu-xl8lj3 ай бұрын
  • Vanhu vedunhu iri motomboitawo mabasa pamisha here

    @bushbush9838@bushbush98382 ай бұрын
    • 😂

      @user-we1nj4ln3g@user-we1nj4ln3gАй бұрын
    • Lol😂

      @lorrainenyashamhandu1611@lorrainenyashamhandu161122 күн бұрын
  • Headman chigodora I now believe kuti grey hair is a sign of wisdom,,, more years

    @memorygwerendende9861@memorygwerendende9861Ай бұрын
  • Uuummm musarerekera one side sabhuku . No tuhure twechikadzi utwooo no

    @ernestdzrusoso4104@ernestdzrusoso41043 ай бұрын
    • Azoita hure nhasi ivo vakadanana 5 years ari faithful to him.?

      @Olcool@Olcool3 ай бұрын
  • Heardman itai kuti chuuuu and the boys may God bless you 🎉🎉🎉🎉

    @futuresivelakatshana2468@futuresivelakatshana24683 ай бұрын
  • Long life headman❤

    @lineagunhidzirai1938@lineagunhidzirai193826 күн бұрын
  • Headman is a good man justice nomatter zvichirema vanozvipedza more life and good health ❤

    @user-qp4rx9qc7t@user-qp4rx9qc7t3 ай бұрын
  • Nxaaaaa chiheadman ichi chinyoka. Asi vasikana havahuri? Asi vakadzi havazvarwi vaine chirwere?

    @efeson.godori6421@efeson.godori642114 күн бұрын
  • That young man try his best kuchengeta mhuri yake nebasa ranoshanda ayaaaa veduweka musadaro pay yake $60😭😭😭

    @annamercytigere3038@annamercytigere30383 ай бұрын
  • Dare iri riri balanced. I like the fact that they respect vanhukadzi

    @Paradzaimurwisi.@Paradzaimurwisi.3 ай бұрын
  • All thisbullying of elders will come to pass.African culture and Ubuntu has been made a disgrace. All old people are switches.All people's problems are caused by a witch .Watch the space human dignity will prevail and some people will fall.Lots of moneys laundered in this malicious practice.Lets respect people especially mature citizens. I have watched with disdain all this .Not everyone is gullible.

    @gilbertncube986@gilbertncube9862 ай бұрын
  • My headman never dissapoint

    @getrudeandiseni@getrudeandiseni8 күн бұрын
  • Aaaaaah team repa vumba musadaro 😂😂😂😂😂 makuzotinyadzisa manje haaaaa ko makazororana nini imi

    @Memorifoodwithlove123@Memorifoodwithlove1233 ай бұрын
  • 🎉Ngavaende kumablood test ndomboma chete

    @MaxwellTuuboyi@MaxwellTuuboyi21 күн бұрын
  • Mr Gucci big up

    @user-np9mj9hp5d@user-np9mj9hp5d3 ай бұрын
  • Problem yevanhu vekwachigodora ndeyekuti havatongi nyaya but vanotonga vanhu. They must learn to hear the story from both sides with a clear listening skills other than judging before they understand. If i were staying in his area i was going to teach them how to analyze cases before giving judgment

    @hedgeschikwezese9199@hedgeschikwezese919927 күн бұрын
  • Headman Chigodora siyabonga kakhulu naba kandli bakho ❤❤❤

    @user-wh7dp4ph6d@user-wh7dp4ph6d3 ай бұрын
  • Munhu anotaura zvinemusoro ndeuyo munyori nachigodora chete

    @RobertPinto-yh2bc@RobertPinto-yh2bc3 ай бұрын
  • Vanhu avo ngavanovongororwa ku chipatara chirwere

    @user-nt3qu3oc7v@user-nt3qu3oc7v3 ай бұрын
  • Eish I feel for the guy, dare iri nderekupenga

    @blessingtich6500@blessingtich650029 күн бұрын
    • taura hako.....men's freedom z being shrinked

      @user-iv4th1gn4j@user-iv4th1gn4j19 күн бұрын
  • Based on my analysis, that child was supposed to be at school, how old is that young lady? I felt sorry for marriage practices. Many children are being forced into these marriages,

    @peterrichard9769@peterrichard976912 күн бұрын
  • Kkkk waitizira kunamai kt ndiko kunemunh wawaidann naye her

    @user-jz7ff1lq2z@user-jz7ff1lq2z13 күн бұрын
  • This Chigodora and his team madofo . Nxaaa

    @ML-km3tz@ML-km3tz3 ай бұрын
    • Kuita sevanobhadharwa

      @gracemuzwandavaka7926@gracemuzwandavaka79262 ай бұрын
  • But six weeks adzisati dzakwanaka, anoda bonde reiko because mukuzogumbatirwakwo ndikwo pakuzoita bonde before 6 months

    @samuelngirazi9636@samuelngirazi96363 ай бұрын
  • magirazi, gucci and headman!

    @takudzwamachisa3550@takudzwamachisa35503 ай бұрын
  • Murora is HIV positive thou its not a case zvitori normal.asi lack of food itoripo murora hana kusimba tisadaro vana vevamwe😢

    @mesiMutepfa@mesiMutepfa3 ай бұрын
    • That's a case mungati kushaya food is more nyaya than being positive imiii

      @TawandaSawi@TawandaSawi3 ай бұрын
    • True ndarwadzirwa.

      @Olcool@Olcool3 ай бұрын
    • Chokwadi anooneka kut anoshushwa hake

      @atinetimhlanga4585@atinetimhlanga45853 ай бұрын
KZhead