HANNAH DNA DOCUMENTARY : LOOKING FOR RELATIVES

2024 ж. 18 Сәу.
88 430 Рет қаралды

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
THE STORY OF HANNAH
Paternity DNA Testing
Get ready as The Tinashe Mugabe DNA Show brings another touching and exciting documentary.
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZhead Channel: kzhead.info/tools/n2d-FKT.html...

Пікірлер
  • Thumbs up to Mai Hannah ,one kind of a mother who stand by her child ,i love this mothers are so special

    @agrinahmasiyashe8808@agrinahmasiyashe880813 күн бұрын
    • Sure mai Hannah is a good mother ,vakati handina chekutaura pamwana wangu,munhu ngaende kujeri because mutemo anouwuziva kuti kurara nemwana imhoswa

      @user-nb5it7uv4s@user-nb5it7uv4s12 күн бұрын
    • Well done Mai Hannah zvesure if mwana Ari under age hapana negotiation

      @staceysaungweme3851@staceysaungweme385112 күн бұрын
    • Ko mwana akazoitawani irikupi episode yemadna

      @victoriatanda3230@victoriatanda323010 күн бұрын
    • Very intelligent mom. Press on mama police

      @patiencemunyongani5993@patiencemunyongani59936 күн бұрын
  • Women’s groups please fight for this young mother

    @josephinematambanadzo3397@josephinematambanadzo339714 күн бұрын
  • Waiting for 2nd episode Chris arimujeri. Mukatsikirira nyaya iyi tikuburana. Justice for under age.

    @pinkrosechewere3870@pinkrosechewere387013 күн бұрын
    • Tilda behind bars episode ka!

      @ransomempini7141@ransomempini71418 күн бұрын
  • Well done to Mai Hannah for standing her ground.

    @tariroleviechikomo8813@tariroleviechikomo881313 күн бұрын
  • Justice for Hannah!!! This is not right 😭😭😭

    @charleenhatendi5993@charleenhatendi599315 күн бұрын
    • P0ppp0

      @lovenessmillion-iv7tl@lovenessmillion-iv7tl11 күн бұрын
    • Sekuru kujere

      @janepherchamisa4739@janepherchamisa47392 күн бұрын
  • This is a very sensitive episode ..we need justice for Hannah that sekuru must rot in jail

    @sharonmazire2019@sharonmazire201915 күн бұрын
    • And the father too. He is useless

      @partsonmuronga961@partsonmuronga96113 күн бұрын
    • My Goooooodhinesi😢

      @NotiyBoy-vz3fm@NotiyBoy-vz3fm9 күн бұрын
    • Justice for Hannah Chris kujeri

      @maonamangobe5202@maonamangobe52027 күн бұрын
  • Hannah's mother is very clever. She handled it so well and calmly. Well done mhai. Munogona.

    @elizabethbongers1124@elizabethbongers112413 күн бұрын
  • Vanogona itai petition and we will sign it...justice for Hanna

    @norahchabaya5667@norahchabaya566713 күн бұрын
    • Justice for hannah please let rally behind mai hannah

      @user-vm3wj8li2z@user-vm3wj8li2zКүн бұрын
  • Hannah is Bright and anotaura Statement Nemo nemo MaLawyers and well wishers Ngatibatsirei munhu akabhinya Mwana aende kuJeri Uye Hannah timudzosere kuchikoro Zvose zvinogoneka

    @NOVEMBERReign-su5cj@NOVEMBERReign-su5cj14 күн бұрын
    • She is sharp and clear

      @artwellmunenga819@artwellmunenga81913 күн бұрын
    • She's very sharp anonatso explainer anotokunda vamwe vangu vakuru vatinomboona pano

      @gretamadake2702@gretamadake270213 күн бұрын
    • Even her mother she is very intelligent

      @tsitsichoto5365@tsitsichoto536512 күн бұрын
    • @@tsitsichoto5365 Sure the mother is very intelligent. Ndanyara na sekuru kuramba zvavanoziva.... ndashaya pekupinda. ummm kusanyara murume mukuru vese na baba vavo vanyara nxa

      @stembenimuhwati9313@stembenimuhwati931312 күн бұрын
  • In such cases, police must be on standby😢😢😢asatombodzokere kuSociety

    @Spo7017@Spo701715 күн бұрын
    • Taurisa ipapo kwanzi ngatigarisane zvakanaka zvataita kudhara wauraya mwana wangu apa mai vacho kwai hee kn wedu tichazviona imi manzwa kty ndewenyu saka vanoti chinamato chavo ndochinotaura chokwadi kudarika machine ari wavo vainzwa cy 11yrs shua zvinodzimba moyo

      @VimbyMaundu-ds1br@VimbyMaundu-ds1br14 күн бұрын
    • Rape Case inoenda kupolice straight away musanyepe imi

      @SyenaMagaya-iy3nf@SyenaMagaya-iy3nf14 күн бұрын
    • Chokwadi. Kurengerera zvinenge zvisati zvaitika kumba kwako

      @nga5363@nga536314 күн бұрын
    • True

      @eliazelfaanta5457@eliazelfaanta545714 күн бұрын
    • Sekuru mune hutsinye muri mboko

      @monkeyplayvr@monkeyplayvr14 күн бұрын
  • Kudos to Hannah's mum, 'hapana kutaurirana kwandinoita mwana wangu is underage ndosaka ndakaenda kumapurisa. Handiroodze mwana ari under age. All the best mama. Still watching but l hope just will be served. Closely following.

    @rumbiechigwedere@rumbiechigwedere11 күн бұрын
  • Please lets help this young lady complete her education, and have the culprit arrested. assignment for Tinashe Mugabe............

    @jasminemazike9800@jasminemazike980012 күн бұрын
    • I'm also ready to help her

      @epiphaniamakombe40@epiphaniamakombe408 күн бұрын
  • Tinashe Mugabe isusu your viewers ndisu tisisina peace of mind. Help us to gain peace of mind tavhiringika zvisingaite neissue yaHannah. We pray justice will prevail. Ataura ega kuti aishuwira kuenda kuform 1 . Her future was stolen 😢 and all these adults are preaching about uniting mmmm panorama kana pasina justice.

    @sheilamatewe4415@sheilamatewe441513 күн бұрын
    • Tinashe is clever, uyo Chris anotitiza uyo, ngafunge kuti yapera

      @CMutadza83@CMutadza8311 күн бұрын
    • Justice for Hannah

      @SibongileTaruvinga@SibongileTaruvinga11 күн бұрын
    • I concur

      @maureenmtali5537@maureenmtali553710 күн бұрын
  • That rapist Sekuru is very arrogant! He needs to go to jail for this. DNA man you need to get justice for this little girl. These cultural injustices should come to end and stop rapist within families. Justice! Justice! Justice! for Hannah!

    @petronellamoyo570@petronellamoyo57015 күн бұрын
    • Ambonotwasurwa ikoko

      @praiseelaine4984@praiseelaine498413 күн бұрын
    • Justice for Hannah!!! Mr Mugabe I am so disappointed in you for taking this lightly... Rubbish. Will never watch this show if nothing happens. Absolutely pathetic episode which proves the show has no ethics or morals.

      @chrisroyzembe9048@chrisroyzembe904813 күн бұрын
    • ​@chrisroyzembe9048 it's not Tinashe who has to take up this issue, the onus is on the mother or child to report. But since nyaya yakareportwa kare now with these results the guy akusungwa

      @dumisai1@dumisai113 күн бұрын
    • 😂@chrisroyzembe9048 you are taking out your anger on the wrong person. It's not Tinashe Mugabe's responsibility to make sure that Chris goes to jail. Iye anoita zveShow. Imi zvamatoona kuti pane injustice take it further. Endai kuKaroi rural or call mofambisa nyaya. Mungatadze kuona show nekutsamwira Tinashe for something he doesn't have influence on. He has provided evidence that's all

      @Dee-fw6cy@Dee-fw6cy13 күн бұрын
    • Nga end ku jail benzi remunhu

      @chitovamadyira5533@chitovamadyira553312 күн бұрын
  • Mai ngavaende kumapurisa justice ⚖ must be served..... No apology kune zvavakaita Mwana ndarwadziwa ini Sekuru nababa namai vavo vanoroya chete nxaaa ndaita hasha Tinashe you must do live so we can call and comment because haaa zvimwe zvinopisa hasha 😢

    @dianagwezeret8478@dianagwezeret847812 күн бұрын
  • Vekumurume madofo chaiwo nxaa. They don't even realise how big the damage they cause ku this girl child. JUSTICE FOR HANNAH PLEASE!!!!

    @Gogoaggie2018@Gogoaggie201813 күн бұрын
  • This sekuru has a very tiny room at Chikurubi reserved for him .May the wheels of justice move and take this guy to where he deserves to be. Mr Mugabe we want a follow up

    @lovemorengandu8293@lovemorengandu829315 күн бұрын
  • Jeri straight. Ini I blame ma purisa esp Makalima ataurwa uyo. You can't say rapist ngaauye ega police station. That officer must be arrested akapihwa mari.

    @lovemoretafirenyika6038@lovemoretafirenyika603815 күн бұрын
    • Chokwadi

      @patiencemaunga3679@patiencemaunga367914 күн бұрын
    • Nhai rapist anouya sei iye achiziva mhosva yake?mapurisa aifanira kumuvinga zve and ndabatikana 11 years here?

      @user-vk1df7eh3r@user-vk1df7eh3r14 күн бұрын
    • Ichokwadi ichocho bcz nyaya iyi yakasiwa yakada tinenge tapromoter kamind set kekuti anyone can committee a crime and get away with it bcz they will braid the police so mupurisa uyo ataura nezvake anoda kusungwa to make an example out of him and chive chidzidzo kune mamwe mapurise

      @TheBlackOne395@TheBlackOne39514 күн бұрын
    • Yes, ngaasungwe

      @tafarapaul@tafarapaul14 күн бұрын
    • We need justice for Hannah that guy needs to be arrested this is so sad how can they say kuty zvapera I wonder why tinashe was so calm when this is just utterly disgusting

      @panasheshyline7133@panasheshyline713314 күн бұрын
  • SEKURU KU JERI DHEMETI..... AS FANS OF THE MUGABE SHOW WE ARE GOING TO MAKE A FOLLOW-UP OF THIS CASE

    @zuneidmarley688@zuneidmarley68813 күн бұрын
    • Ngavadzokere kuKaroi Police kwavakaita report the case with evidence yaapo iyi.. bhinya risungwe iro!

      @lillyanne6750@lillyanne675010 күн бұрын
  • This show nenyaya dzemaunder age dzikuwanda 😢and Hapana chikuitwa after the show as if you supporting ,,,even vaMugabe hamusi kuratidza kubatikana ,,nyaya yaHannah iyi we want follow up ye kuty Chris asungwa uyo otherwise we going to report the page ,,especially previous episodes emaunder age awandisa ,,it’s so hurting kunzwa vachibvunzwa zvebota 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽I’m deeply hurt 11years

    @LencyAlicia-zk7fp@LencyAlicia-zk7fp13 күн бұрын
    • Very true, we can't have such a documentary only for entertainment whilst young girls are being abused. If Chris was not arrested then this show is nonsense.

      @nokhuthulamwandiambira5309@nokhuthulamwandiambira530911 күн бұрын
    • Tozo reporter page for sure.taura hako.this is not acceptable.tinashe must do something about these cases

      @bekmud7936@bekmud79367 күн бұрын
    • Tinashe akasafambira nyaya yemwana uyu to make sure kuti sekuru ava vasungwa ngaaregedze zvake zvema documentary he’s an accomplice and this show is useless

      @tinashekaende8797@tinashekaende87975 күн бұрын
    • You can say that again, even yethat girl wekunyanga yamother veforogonya yakangorova Haa vaMugabe tiitireiwo serious

      @SharonM376@SharonM3765 күн бұрын
    • to be honest nyaya dze under-age hatifi takadzigona.

      @cricket694@cricket6942 күн бұрын
  • If this guy is not punished, he will impregnate this girl again. He is not remorseful, and he does not understand the gravity of what he did.

    @nelsondumisani7863@nelsondumisani786315 күн бұрын
    • You can say that again

      @zvaazvinhu5216@zvaazvinhu521615 күн бұрын
    • Chokwadi kokuzoseka pane pavaseka nabba vawo kuita vanhu mapenzi vachiziva chokwadi

      @perpetualmupete2506@perpetualmupete250614 күн бұрын
    • @@perpetualmupete2506 imbwa chaidzo baba nemwana

      @user-hl4gn1cp9t@user-hl4gn1cp9t14 күн бұрын
    • Ko kuzoti ngatigarisane zvakanaka kana vandiona vasanditize kuda kunyepera kutaura zvakanaka ngaaende mujeri

      @gamuchiraichiradza3096@gamuchiraichiradza309613 күн бұрын
    • True

      @judithmbizi@judithmbizi13 күн бұрын
  • Ndaita hasha hei, the mother was right she was dealing with idiots they didn't want to report it. But let him rot in jail.

    @chengewacho@chengewacho15 күн бұрын
    • Yes vanyatsoona kuti akarepa

      @samanthamanhanga8574@samanthamanhanga857414 күн бұрын
    • Zvinogumbura kani​@@samanthamanhanga8574

      @mako5973@mako597313 күн бұрын
    • I hope havazofurirwi mai avo kunzi mukamusungisa mwana anochengetwa nani

      @tsitsichaita@tsitsichaita9 күн бұрын
    • apa vada kuedza kupokana netechnology

      @williammusazura2129@williammusazura21296 күн бұрын
    • That Chris guy should be locked away for the rest of his life. There's no place for perverts in our society. Kudzokera kweyi imi baba vaChris. Kana nemiwo futi sungwayi.

      @susanchavhi3123@susanchavhi312321 сағат бұрын
  • I was expecting Tinashe Mugabe to give Hannah's mother and Hannah herself the last platform to air their views.

    @sarudzayib@sarudzayib12 күн бұрын
  • Please Mugabe we love your show. But I feel you need to go through a counselling course so you really know how to handle and question survivors of sexual violence. And I think Tinashe show should also be about safeguarding vulnerable children and adults too and you should be a source of empowering and informing people of their rights. Be a custodian because as a community we look up to you as well. So I hope this case will not be shoved under the carpet and that you advice mai Hannah accordingly. Vasatyityidzirwe nevanhu. Hongu mutorwa but she has right to seek justice for her child…

    @kathymberikunashe3678@kathymberikunashe367812 күн бұрын
  • Jail for chris........jail for chris......jail for chris.....jail for chris....jail for chris.......jail for chris........jail for chris.......jail for chris

    @maiyeukai9346@maiyeukai934615 күн бұрын
    • Yes please😢😢😢

      @elizabethbongers1124@elizabethbongers112413 күн бұрын
    • Done😂

      @Jenny-yi4qu@Jenny-yi4qu11 күн бұрын
    • Yes

      @preciousmoyo2941@preciousmoyo294110 күн бұрын
    • Jail for kiri

      @siphombano1369@siphombano13696 күн бұрын
    • Jail for chris

      @susanchavhi3123@susanchavhi312321 сағат бұрын
  • Toda kunzwa kuti Bakupa vave kujere avo Mr Mugabe. This is a very heart soring story. Akasasungwa munhu uyo tirikuuya kuoffice kwako Tinashe because this cant just be one of the DNA stories zvongopera zvakadaro. What a heinous act kurara nemwana ane 11yrs?

    @bryanjanha5395@bryanjanha539514 күн бұрын
    • Mr Mugabe handivo vanoendesa kujeri but vanoburitsa umboo hwekuti munhu aende kujeri iwe neni tave nebasa kuti veGirl child fachiita folow up kwaKazangarare Dispol KAROI here basa

      @user-ll1iu6vf4c@user-ll1iu6vf4c13 күн бұрын
    • Imagine. Tinashe should have given them a platform. Were all those questions necessary? He shld hv called the police but he handled it as a normal story. I'm disappointed

      @rachaelshiri1302@rachaelshiri130213 күн бұрын
    • ​@@user-ll1iu6vf4ckana iwe uchikwanisa kuendesa kujeri iye anotadza nei😮.

      @rachaelshiri1302@rachaelshiri130213 күн бұрын
    • Harisi basa ra Tinashe iri, pake apedza. He has done a great job. State should follow up on those one. All the evidence is available. Munhu ngaaende ku Jeri

      @partsonmuronga961@partsonmuronga96113 күн бұрын
    • Seconded❤

      @Gogoaggie2018@Gogoaggie201813 күн бұрын
  • Well done mama Hannah for standing up for your daughter

    @veronicamarowa6584@veronicamarowa658412 күн бұрын
  • Justice for Hannah please ava ana madzibaba ava imboko ava mweya upiko iwoyo unoona zvekunyeba hamunyare here

    @peacechirimuta5861@peacechirimuta586112 күн бұрын
  • Documentary well arranged. Sekuru Christopher-manyengavana, kuvata nemwana ane 11½ years, pedzezvo motipedzera nguva muchiramba kuti mwana hamuna kuvata naye. Pakatanga nhau iyi mainge muchakasimba asi pazodudzirwa maResults makageye machiperezeka, just because nyaya iyi yaikudyayi zvishoma nezvishoma. Ndanzwa muchiti "hantiti maResults abuda saka zvapera.." hapana chapera Sekuru Christopher maibhinya mwana saka munofanira kuenda kunozvipereka moga kumapurisa moitirwa mapepa enyu ekuCourt, monopihwa mutongo wenyu, zvikafamba zvakanaka moendeswa kuChawagona-hapana. Mapositori kuda kuramba kuti muchini wakanyepa hakuna izvozvo. Uyuwo Paddington tuuzu yacho kuita kunge munhu akadyawo bota hake chero nhumbu isi yake. Chiii chawaibva wanyanya kuwirirana nemwana ane 11 years.

    @forogonya-howcometoyou5727@forogonya-howcometoyou572715 күн бұрын
    • Paddington hazvigonewe zvenoise

      @samanthamanhanga8574@samanthamanhanga857414 күн бұрын
    • Pandinetsawo hama yangi kuti kuwirirana rudzii nemwana mudiki iyeye munenge muchitaura dzei

      @eustinamandigo1282@eustinamandigo128214 күн бұрын
    • Paddington mwana wehanzvanzi yamai saka ndisekuru vake

      @sukaimasvingise2051@sukaimasvingise205114 күн бұрын
    • Paddington akavhundutswa nenyaya munhu wemashoko mashoma haadi zve noise

      @beritachigome2557@beritachigome255714 күн бұрын
    • Aiwa siyai Paddy please, akangozvipusirawo zvake

      @rudoevasmaswera2453@rudoevasmaswera245314 күн бұрын
  • This is unbelievable!! Kutaurirana pamwana who was continually being sexually abused/ raped at 11years? Because tiri hama, No No No! Tinashe Mugabe, this issue must be addressed further ku court. The rights of Hannah and her mother must be respected. iyo yokumbunyikidzwa nehama dzemurume kuti muroora doesn't carry much weight. Chris nababa vake are very arrogant and don't show any remorse. Hannah will be traumatised for ever if she doesn't receive counselling or Chris akasasungwa , it means as society we are failing girl child / Hannah. These sekurus are very selfish and only concerned about themselves.. what about Hannah?. She has been already being denied the right to education, freedom of speech etc This is sad and extremely painful.

    @samsonncube7481@samsonncube748114 күн бұрын
    • Infuriating really hanzi akamitiswa no akabinywa 😠

      @RatorooTandabantu@RatorooTandabantu12 күн бұрын
    • Tinashe Mugabe is part of this problematic case. Why did he handle this case so poorly. He also normalised ku repwa kwa Hannah & never in his comments & questions did he indicate on the abuse. Haana kukwana

      @maishaun7142@maishaun714212 күн бұрын
  • Justice for Hannah please. Vanhu ava they are not serious at all😭😭😭😭💔💔💔 Hannah should go back to school she is our future lawyer ndawona achipisa vanhu mucourt. There is still hope baby girl, ❤❤

    @tarirofranciscamachabango381@tarirofranciscamachabango38112 күн бұрын
  • This guy robbed this gal her childhood ,, justice must be served plz

    @jeanettemazibuko3798@jeanettemazibuko37989 күн бұрын
  • Justice for Hannah!! Nasekuru avo kuJeri!! Tinashe don't let us down!!!😢

    @florencemasukwedza2437@florencemasukwedza243713 күн бұрын
  • Nyaya yakadai yaifanirwa kutoitika maporisa aripo,angadai njema dzatomuchenera. Mr Mugabe ndibatsireiwo kusungisa baba Kupa. Kushaiwa imhosva mumhuri,now arikutofamba freely asi akabata mwana chibharo zviripachena. Batsirai varombo vanhuwee Chris ngaasungwee

    @praisemoyo5865@praisemoyo586515 күн бұрын
    • 😢😢😢😢justice for Hannah nhaimi kumusha kwangu uku

      @fortunatenyamilando8111@fortunatenyamilando811114 күн бұрын
    • Chokwadi paida mapurisa apa

      @njalo@njalo14 күн бұрын
    • 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Amai kani ndarwadziwa kani

      @user-xk6ee2us8i@user-xk6ee2us8i13 күн бұрын
    • kugara pasi kweiko panyaya ye underage yoo hakuna mapurisa anoita izvozvo

      @tendayigahadzikwa1390@tendayigahadzikwa139012 күн бұрын
    • ​@fortunatenyamilanrdo8111 right if you are from the area tobatsirewo to report the case at Karoyi God will bless you for that please i beg you 😢😢

      @user-sn9ky6dq3u@user-sn9ky6dq3u10 күн бұрын
  • Mai va Hannah vakangwarira she is full of both wisdom and knowledge.

    @mazviita7526@mazviita752613 күн бұрын
  • Is there a petition we can sign? Justice for Hannah we cannot let this girl down.

    @mildrateb3454@mildrateb34543 күн бұрын
  • Pliz Mr Mugabe we want justice for Hannah

    @vachihera3823@vachihera382315 күн бұрын
    • Let justice prevail for the sake of Hannah.

      @over-comers@over-comers14 күн бұрын
    • Mugabe pake ayita chisimudziraiwo kubva ipapo

      @isaundhlovu1846@isaundhlovu184612 күн бұрын
  • I am so hurt to the core, pregnancy or not Hanna was a child and still a child, this man should be arrested @ VaMugabe it’s not enough to highlight such social ills here and leave it at that, you need to get justice for Hanna be like Tete Tilder she brings changes when such stories are brought to her attention she leaves no stone unturned, we will support your foundation if you bring real change

    @letwinmujokoro4151@letwinmujokoro415114 күн бұрын
  • May we kindly help Hanna and her mom …it’s a blessing to have a mom like Hannah mom ❤

    @shuemazenda@shuemazenda4 күн бұрын
  • Mai Hannah, thank you for escalating this issue as soon as you could. There should never be negotiations with rapist. Hapana chinonzi kumitiswa for an underaged child. We need justice for Hannah because they were all blabbering before these results. Rapist should be held accountable

    @ShylineBajaba@ShylineBajaba13 күн бұрын
  • Ngaende kupolice kuchengeta mwana kwei makakanisa future yemwana

    @VimbyMaundu-ds1br@VimbyMaundu-ds1br15 күн бұрын
    • Chokwadi

      @lovenessmusenda4863@lovenessmusenda486314 күн бұрын
  • Mai Hannah vanobatika sei she really needs us plz ndachema vangu ini

    @TongaiMukosi-yt5br@TongaiMukosi-yt5br15 күн бұрын
    • Please my brother she really need our help ndarwadziwa zvangu

      @futureben5937@futureben593715 күн бұрын
    • Batai vaMugabe, mungatibatsire tose, semadzimai ndarwadziwa, hurombo imhosva here vadikani, Mai Hannah naHannah vakashungurudzwa

      @rosemarydzamara7857@rosemarydzamara785714 күн бұрын
    • Yeah it's a sad story!!!!

      @mcdonaldmseka4975@mcdonaldmseka497513 күн бұрын
  • Kudos to u mum for standing with your girl child. Its sad baba vemwana varikutoti nyaya yapera. Nyaya irikutotanga. Justice must prevail

    @mariamadzima3932@mariamadzima393213 күн бұрын
  • Hannah na mai vake vari so intelligent, they have been thru a lot but vakuita stand their ground I wish vawane justice yavanoita deserve

    @mamaricky2992@mamaricky29925 күн бұрын
  • JUSTICE FOR HANNAH!!!

    @yeukaitendayi2874@yeukaitendayi287415 күн бұрын
  • But this girl at her age she brilliant zvekuty matauriro Acho ndeemunhu mukuru haaite se14 years old ,baba kupa munehutsinye makatora advantage yemwana kuramba zvinhu zvaunoziva

    @vimbaiingwani-ts7bi@vimbaiingwani-ts7bi15 күн бұрын
    • But she went for tests. And remember this is now 2 years after the incident

      @nobuhlechiguvare7777@nobuhlechiguvare777714 күн бұрын
    • Ko ndewegore ripi nhai?

      @CarolineMapurisa-hk9gy@CarolineMapurisa-hk9gy12 күн бұрын
    • @@CarolineMapurisa-hk9gy 2010

      @vimbaiingwani-ts7bi@vimbaiingwani-ts7bi6 күн бұрын
  • Well done Mai Hannah for standing up for mwana wenyu ❤❤

    @sharomakuzva136@sharomakuzva13610 күн бұрын
  • Justice for Hannah 😢😢😢

    @amandamakanaka6153@amandamakanaka61532 күн бұрын
  • Justice for Hannah plz, justice for Hannah. Justice for Hannah

    @TongaiMukosi-yt5br@TongaiMukosi-yt5br15 күн бұрын
    • Tinashe let's the abused down l have now stopped watching his shows

      @agathanyapokoto300@agathanyapokoto30011 күн бұрын
    • Wh​y are you saying Tinashe doesn't stand up for the abused???do you think nekufunga kwake ikoko angatadze kumiririra Hannah the fact that aburitsa nyaya iri sensitive paTV it means arikutoita kuti iitirwe justice since yasvika muvanhu@@agathanyapokoto300

      @elishamanmusokota1572@elishamanmusokota157210 күн бұрын
  • The way my anger is rising as i watch what baba kupa has been saying 🤧🤧🤧🤧🤧🤧may God's anger be upon him

    @user-vn3mn8rx7y@user-vn3mn8rx7y15 күн бұрын
    • Ngaaende Chikurubhi! Chavanoda kuti chitauriranwe chii ipapa 😢

      @rejoicechishoka4463@rejoicechishoka446315 күн бұрын
    • Me t9o

      @simbisaichinyemba657@simbisaichinyemba65713 күн бұрын
    • Kubata mwana veduwe vamwe vanhu Havana moyo

      @tambudzaimumbijo3814@tambudzaimumbijo381413 күн бұрын
    • Even me who does that eishhhhh😢

      @ThandiweKundidzora@ThandiweKundidzora10 күн бұрын
    • Apa vatorine mukadzi ngariende ku jeri​@@tambudzaimumbijo3814

      @luciasango4281@luciasango42813 күн бұрын
  • We want justice for Hannah vaMugabe. Next time in such cases, have police in standby. Ngaasungwe hake. He deserve to rot in jail. He doesn't belong in the society. He is even a danger to mwana wake Kupa. Munhu kujeri, vaMugabe batsirai.

    @lorrainemudhara8140@lorrainemudhara814012 күн бұрын
  • Vakadzi tisarevere varume ava hadzisi hama dzedu mai Kupa muripapi zvino.. Justice for our baby girl Hannah

    @neliachidziva2106@neliachidziva210612 күн бұрын
    • Imagine ndirikushaya pekupinda nekunyarira Mai Kupa Dai ndirini nfaisatombotaura ndaimuti pedza nyaya dzako wega

      @Jenny-yi4qu@Jenny-yi4qu11 күн бұрын
  • We need a follow up on this case please Mr DNA man. Chris must be arrested

    @user-cs6es3iq3t@user-cs6es3iq3t14 күн бұрын
  • Justice for Hanna I know Mr DNA man will never fail us

    @isaacmuchuwachikosi@isaacmuchuwachikosi14 күн бұрын
  • 😢 I cried weduwee 😢 So heartbreaking The law must take its course Ba Kupa ngavapinde zvavo mukati Mukati chaimo makey arasirwe Kure chaiko

    @rebeccamaccamahlanu4601@rebeccamaccamahlanu46019 күн бұрын
  • Justice for Hannah. Sekuru makaoma. Taking advantage of Hannah & her mother

    @lizypella6683@lizypella66834 күн бұрын
  • He's not even humbling himself 😢 just cz mwana uyu ane single mom doesn't mean she wants bad for her child. He's a rapist,he must rot in jail😭 akutoona kt ikodzero dzake kumeetisa a 11 year old Thats not it!!

    @user-ow6fk7hs6u@user-ow6fk7hs6u14 күн бұрын
    • Saka zvekuva single mum zvapinda papi? So does it mean munhu akava single mum haasisina any form of capacity & does it mean anobva aruza njere?

      @maishaun7142@maishaun714212 күн бұрын
  • Endai ku police baba not kana mwana ari under age zveee, even today ngaasungwe mwana aiva under age zveee. Ana Mugabe sungisai munhu imwi

    @sithabilehove4539@sithabilehove453915 күн бұрын
    • Achitori under age chero nhasi

      @reynoldvhanda5481@reynoldvhanda548114 күн бұрын
    • Nanhasi she is still under age kujeri.

      @damview3628@damview362814 күн бұрын
    • The girl is still underage

      @tendayindori-mharadze6949@tendayindori-mharadze694914 күн бұрын
    • Nanhasi mwana uyo ahasati asvitsa 18

      @darkskinneddutchess4007@darkskinneddutchess400712 күн бұрын
  • We need part 2 for this documentary

    @user-pb6gt5bz1m@user-pb6gt5bz1m13 күн бұрын
  • Justice for Hannah and her family.... Tinashe please ngaisangopera Kani sekuru vaka raper mwana

    @shiellalukungwe4917@shiellalukungwe491711 күн бұрын
  • Chikurubhi straight hapana chekutaurirana apa 11years here

    @tapiwachiguvare2605@tapiwachiguvare260515 күн бұрын
    • Nekuti dai iri mistake kaaa dai nyaya iyi yakapera Kare pahukama saka u boss hwekutoti dedzai Tinashe Mugabe haaa uyu ngaavharirwe

      @vivianmasamha9111@vivianmasamha911115 күн бұрын
    • Apinda uyu

      @Chrismadede@Chrismadede15 күн бұрын
    • Ngaasungwe……imbwa yemunhu!

      @fredahama3957@fredahama395715 күн бұрын
    • Rapist kujere

      @maiyeukai9346@maiyeukai934615 күн бұрын
    • Guys 11 years I grade 4. Imagine mwana ari grade 4. Ndatsamwa to the last degree. Apa the idiot is arrogant. Tinashe we need justice for this girl child.

      @godwinchiutsi9183@godwinchiutsi918314 күн бұрын
  • Justice for the Girl Child ............... Bota Family help this family

    @mrman_2001@mrman_200114 күн бұрын
  • Welldone mai Hannah for standing nemwana and doing the right thing

    @miriammhizha2537@miriammhizha253710 күн бұрын
  • As painful as the episode is, your production skills on this episode are world class Mr Mugabe 👏. Now to the powers that may be, please may we have justice for Hannah 💔💔🥲

    @marthahumanikwa5316@marthahumanikwa531613 күн бұрын
  • 😭😭😭my heart is bleeding. @Tinashe Mugabe please make sure that Hannah and her mum get justice in this case. Baba Kupa ngavaende kujeri strainght. Honai kushaya ruzivo kwamai nababa va Baba Kupa ne mupositori uyoh havasi kuto zvitambira. Vakutanga kunyepedzera kuti hee mwana tochengeta ngatigareyi sehama njani njani kwakutya kuenda ku jeri.😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

    @christinemusariri8056@christinemusariri805615 күн бұрын
    • Chris mujeri please

      @talentmajoni9657@talentmajoni965714 күн бұрын
    • Imagine akutya kuenda kujeri, but in this case hatisikusekerera ngaaende kujeri zvekut ihama izvo ratovadrama

      @maimimi4256@maimimi425614 күн бұрын
    • St**d ppl, arrogant & ignorant family. That's why they kept on insisting kuti family yemwana aka rapper should hv talked to them. They knew what they did was totally. Who gets away with such malice behavior. Mhosva haiwore Mr Mugabe you should be the voice to the voiceless. Justice for Hannah. Mai vaHannah is right but varikutya.

      @MwoyoWangu@MwoyoWangu14 күн бұрын
    • @@maimimi4256 Mukoma Mugabe, push for justice for Hannah

      @user-hl4gn1cp9t@user-hl4gn1cp9t14 күн бұрын
  • Mai Hannah makavashungurudza zvisingaite, maifunga kuti kugona kutaura kunoburitsa 0% here, now mapeta miswe nekuti maonekwa murimi baba vemwana kusanyara kwenyu baKupa kubata under age, mbuya Kupa vekwababa don't confuse us nechivanhu muchida ku protector mwana wenyu, muzukuru ndewenyu 99.99% kwete kuti chizezuru chaicho kujaira nhando, manyadziswa nhasi baba Kupa nedzinza renyu, muri murapists baKupa unofanira kuenda kujeri chaiko

    @abigailcharakupa8490@abigailcharakupa849015 күн бұрын
    • Ko sekuru vaKupa kuzoti ndakamboshanda kupolice😂😂😂😂😂 mwana uyo aiziva munhu akamubata vaifunga kuti kutaurisa ndokugona

      @swemarichardmakonope1532@swemarichardmakonope153214 күн бұрын
    • @@swemarichardmakonope1532 can you imagine, apa unotoona kuti vaida kumbunyikidza mai Hannah, but mai Hannah vakamira nemwana wavo uye mastatement aHannah neamai vake haana kumbosiyana, mwana akaramba akamira nechokwadi chake

      @abigailcharakupa8490@abigailcharakupa849014 күн бұрын
    • Asi vaiva ndinindamubata kkkk​@@swemarichardmakonope1532

      @user-pq7st6yn8x@user-pq7st6yn8x14 күн бұрын
    • @@abigailcharakupa8490 ufunge zvakaoma

      @swemarichardmakonope1532@swemarichardmakonope153214 күн бұрын
  • Mai Hannah i just want to shake your hand. Thank you for standing up for your child

    @cricket694@cricket6942 күн бұрын
  • Thank you Mr mugabe for such a dicumentary

    @amhomeimprovements@amhomeimprovements10 күн бұрын
  • that poor woman (amai vaHannah) went through hell because of mazivanhu asinganzwisise aya, her daughter was the victim of child abuse and they treated her as the perpetrator, that abuser got the back up of his family and Hannah and the poor mother have noone to fight for them, thank God the DNA have humbled them and justice must be served

    @mobyhuni9740@mobyhuni974014 күн бұрын
  • Nice documentary, we want justice for this little girl, please 🙏

    @faycee10@faycee1014 күн бұрын
  • I love this woman for standing with her daughter.pliz tinashe team iri ngarisungwe.i dont trust the parents of chris.vanoita sevaroyi looking at statement yamai vachris

    @rutendochingama5462@rutendochingama546212 күн бұрын
  • I think the worst part about this episode is that it left us the viewers with “NO PEACE OF MIND”. I’m so heartbroken that this family can talk of forgiving and moving on. No one asked Hannah how she feels. She’s a little child. Her life has been destroyed by this proud stupid sekuru and his father who continue to be aggressive even after the results. Fambirayi nyaya idzi this man should be arrested. The law should take its course. Arrest all who think discussing and settling on the matter is the way out amongst the family members. My heart bleeds for that little girl 💔💔💔😭😭😭😭

    @kimberleynyatanga9510@kimberleynyatanga951012 күн бұрын
  • Justice for baby girl. Sekuru kujeri

    @embedzaimoyo9950@embedzaimoyo995015 күн бұрын
  • Where is the police. This sekuru needs to go to jail. Justice for this 11yr old child. Mr Mugabe, please help amai nemwana sikana vawo.

    @milchida@milchida15 күн бұрын
    • Imagine chavari kuti chinotauriranwa chii? Am hurt....Tinashe must not disappoint us panhau iyi...Chris kuChikurubhi!

      @rejoicechishoka4463@rejoicechishoka446315 күн бұрын
  • Thank you so much Mr Mugabe

    @teclachihera251@teclachihera25110 күн бұрын
  • Very sad story 😢we need justice,big up mama Hannah 11 yrs no talks police straight 😢

    @SamkwamunakuR4@SamkwamunakuR413 күн бұрын
  • Thats so touching and amai vataura chokwadi hapana pavaigara pasi navo under age zvorwadza izvi police straight

    @eugeniamatinyori2417@eugeniamatinyori241714 күн бұрын
    • Hadzisi type dzekuti motaurirana zvichibuda nekuti varikuramba even DNA yabuda

      @samanthamanhanga8574@samanthamanhanga857414 күн бұрын
    • Sure no need for matare echivanhu pa under age

      @registchigwedere8588@registchigwedere858814 күн бұрын
    • Kupaparika police batai munhu kusanyara kwababa

      @MelissaDeWet-ci1dy@MelissaDeWet-ci1dy13 күн бұрын
    • Kusakwana

      @MelissaDeWet-ci1dy@MelissaDeWet-ci1dy13 күн бұрын
  • Baba Kupa c'mon 11years here???? why did you touch her why why why you have a wife why???? This needs to be reported under age

    @caskido@caskido15 күн бұрын
  • Amai ndiamai sure ndabvuma hangu you're a super star mai Hannah ❤

    @evernicechiedza870@evernicechiedza8708 күн бұрын
  • that guy must be arrested kukanganisa mwana life yake Thumbs up kuna mai hannah she stood her ground

    @sandramhembere3404@sandramhembere34048 сағат бұрын
  • Sekuru Christopher ngavasungwe vanhu vese kugara dare protecting the perpetrator I have no words for such behaviour only demanding justice for Hannah

    @keretiachikowe3840@keretiachikowe384014 күн бұрын
    • Iye Tinashe Mugabe wacho haana kukwana. I thought he was intelligent than than. Apa kutobvunza mwana ane 11 years zvebota. Disgusting

      @maishaun7142@maishaun714212 күн бұрын
  • Chris has to go to jail! hapana kutaurirana apa.

    @user-dq6hv5pl1g@user-dq6hv5pl1g15 күн бұрын
    • Mwana ane two year kana chipeneti Voda kuita kunge zvinhu zvese zviri right kushaya kwakashata hanzi ngatidzokereyi pekare

      @samanthamanhanga8574@samanthamanhanga857414 күн бұрын
  • Justice ⚖ for Hannah

    @waltershara5336@waltershara533612 күн бұрын
  • Sekuru avo vakatorwa here neve mutemo please😢😢😢.... mai Hannah thsnk you for fighting for your daughter and standing by her and supportive her. Im appaled the police didn't do much after a rape of a minor had been reported😢😢😢

    @chypomuj@chypomuj3 күн бұрын
  • Kuyenda ku Police vakagonesa chaizvo .Nyaya iyi hayide masabhuku .. police basa ndariitwe

    @crispenchifokoyo@crispenchifokoyo15 күн бұрын
  • This cult must not get away with it. Mr Mugabe tichasungisa imi take action

    @mabasamushandi6536@mabasamushandi653615 күн бұрын
    • Yes he's very wrong for not taking action too he must face the music too

      @annienai@annienai14 күн бұрын
    • Exactly he is not handling this case well at all dissapointing

      @patiencekutama4498@patiencekutama449814 күн бұрын
    • Mr Mugabe actually did a good job exposing hi. Through this documentary. If he had not hapana aitozoziva. And if you check he did this episode in a very different way to alert people of how sad tge story is. The music and narrations. Atogona kuexposer and this video is evidence.

      @nobuhlechiguvare7777@nobuhlechiguvare777714 күн бұрын
    • Mugabe did his part by exposing the story.

      @kosterkunje6357@kosterkunje635714 күн бұрын
    • Action ndoyaatoita iyi iwe secitizen chitakurawo nyaya kubva paasiyira apa

      @user-ij2pu4tj2z@user-ij2pu4tj2z14 күн бұрын
  • Justice for Hannah ##1

    @MosesSanhi-gy4ex@MosesSanhi-gy4ex11 күн бұрын
  • Justice for Hanmah.Big up mai Hannah

    @user-kn8xi8hk7b@user-kn8xi8hk7b7 күн бұрын
  • Sekuru kujeri Mr Mugabe plz

    @mesiMutepfa@mesiMutepfa15 күн бұрын
  • Vamugabe cases like this 1 you should invite vemutemo coz team rakadai rakawandisa vanoramba vachienderera mberi am hurt😢

    @kennedykamonere5440@kennedykamonere544015 күн бұрын
    • Ehe sure pane pakawanda panga achida vemutemo kuti vatsananangure.. This is crime it's rape no need to say ngatiitei zvekare tiwirirane aaaaa

      @mrscymon6627@mrscymon662714 күн бұрын
    • Case was poorly handled

      @maishaun7142@maishaun714212 күн бұрын
  • Please Tinashe when dealing nenyaya dze under age please have solutions for these children kwete kungoda maviews without protecting them. We definitely need an update munhu ava kujere uyo.

    @dzoko813@dzoko8139 күн бұрын
  • Justice for Hannah pliz

    @AbbyDube-xf1ko@AbbyDube-xf1ko12 күн бұрын
  • Well done to mama for standing with her daughter, Kirisi kujere pamwe chete nekutukwa naMwari. Baba vake namai vake Mwari varangei zvakanyanyisa.

    @kudzaichipembere7916@kudzaichipembere791614 күн бұрын
  • I cnt believe this. Vanhu vari kupiko ava ndinovaperekedza kupolice. 11 years shuwa apa kana kuapologiser baba kupa vari kutoona sekuti ingoriwo nyaya isina basa mcxim ndatsamwa mhani

    @tendayi2147@tendayi214715 күн бұрын
    • Imagine and kuzvitora kunge zvinhu zviri normal zvekurara ne11 yrs

      @kudzaiglory3317@kudzaiglory331713 күн бұрын
    • Baba Kupa kana apology.vanhu awa varikutora nyaya easy east.Ruregerero rwei kuna rapist?

      @selinamarume6909@selinamarume690912 күн бұрын
  • rape ne murder hatina nguva ne negotiation,,,thak you for mama for standing up for your girl child.benzi iro ngarisungiswe

    @riohildahbvunzawabaya9323@riohildahbvunzawabaya932312 күн бұрын
  • I wish dei ndanga ndiri mupurisa ndaona izvi ndaingonanga straight kuKaroi ndosvika ndoisa njema ndomurova sterek toenda kustation ,,,hapana kutaurirana apa munhu kujeri

    @MemorySitsha-fw5fe@MemorySitsha-fw5fe10 күн бұрын
  • I like mai Hannah. Vari intelligence

    @lovenderchigwedere3792@lovenderchigwedere379214 күн бұрын
    • Kana Hanna wacho ,she narrated her story with intelligence

      @esierayner533@esierayner53313 күн бұрын
  • Tinashe anongwarira kubvunza kuti hee bota muri kubalancisa here nikisi kubvunza bhinya iro kuti ngenyi kurara nemwana. I applaud the mom of the girl, hapana chekutaurirana pamwana ari 11 its just a police case

    @Nunec@Nunec14 күн бұрын
    • Tinashe atoita pake to expose an issue yanga iri kutsikirirwa, police yaifona will act swiftly now plus munhu ane mhosva haabvunzwi zvinoita kuti anyumwe, anongoitwa kunge zvese bhoo kuti abatwe akarivara.

      @walterechetemu9910@walterechetemu991014 күн бұрын
    • Munotaurirana chiyi ? Kuda kuprotector wavo

      @artwellmunenga819@artwellmunenga81913 күн бұрын
    • No sir Tinashe exposed the case now its up to the police to take it from there

      @mcdonaldmseka4975@mcdonaldmseka497513 күн бұрын
    • harisi basa ratinashe iroro pake aita kuti nyaya ibude pachena kwanaa iwe

      @sekaitarabuku151@sekaitarabuku15112 күн бұрын
    • Tinashe go and see victor

      @MiriamMasiya-qg7ub@MiriamMasiya-qg7ub12 күн бұрын
  • Its worth noting that its the men who are talking more, talking about forgiveness and not acknowledging the crime and ruined future of the girl child. Do they all do the same, i wonder ??? Women need to be heard more. Our culture is terrible at times.

    @unicornqueen8174@unicornqueen817412 күн бұрын
    • That’s the shocking part. No mention about the crime that was commited

      @blessingmucherera144@blessingmucherera1448 күн бұрын
  • sekuru ndavaende kujeri vanga vachitaura vachiita kunge vakadzidza fani,mai hannah well done kumira semukadzi kumira pamukaha.sekuru ku jeri

    @user-pc9kx9yt1e@user-pc9kx9yt1e12 күн бұрын
KZhead