MAIKURU MAI CHIHWA , MAI SARA Ko kundokumbira
2024 ж. 30 Сәу.
3 302 Рет қаралды
Munhu wemurume shandawo kwete kuchengetwa ngemukadzi kudaro @HeadmanChigodora @MaiSara_zw @allenskits6428 @theclosurednashow @NaizaBoomFilms @Comicelder @mitchellmagaya7320 @ZimcelebsTv @ZimRealityEyeTv
Halalaaaaa❤
😂😂😂😂😂
Haaa mai Sarah kukwenya kwenyu itai kushoma kani...hazvichanakidzaba
Maikuru maiChihwa😂😂😂😂😂
Unenge uchida kupawo murume 😂😂😂
Kkkkkkkkkkk kasirai kuunza part 2 yacho morning
Mai Sarah chiri funny 🤣😂🤣🤣
Naturally
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂Unodzipwa usabovera chese
😂😂😂
😂😂😂😂 pfakira chese saka 😂😂
Haa ndakachirowa 😂😂😂
Ukaita muroora zvimo amwene vanoda kunwa mapiritsi
Kkkk
Mkoma Ruka munodzipwa mukumhanyirepi,hanzi idyai wani,hamuchasi kuba maonekwa kare,mabag amaikuru pfuti yehondo yuwii haasari chero vari kutenderera neyard😂😂
Ndoo mune mishonga yawo imomo 😂😂😂
Haasi Ruka ndiSAKA uyo 🙈🙈🙈
Evo in mai Chihwa’s Voice, sorry kani mkoma Saka
Shuwa hapana anokanganw zvirimumba make zvaakatenga
Chokwadi
😂😂😂😂