Maiguru earns some points. She now has all the iinformation she needs so she goes on o confront Bamnini.. Bamnini caches up with his ' girlfriend' and further exposes Ba Tadiwa
Пікірлер
Can't wait to see ...... wanonakirwa nanijo ndipeiwo maoko
@lastnumber31333 жыл бұрын
Ma1 Aya 😆😆😆😆😆😆😆 Hanzi Muchitsiurika
@JahBlissZw3 жыл бұрын
Glad that Gamu has finally found her voice. Nijo was just about to run all over her. this shows the power of information
@alexchiwara94323 жыл бұрын
Ane information ndiye ane yese
@supastar253 жыл бұрын
Nigel is gonna become one the greatest comedians of all time Zim🙌🏿😂
@tendaichiota973 жыл бұрын
Vakaipa avo mkoma
@JahBlissZw3 жыл бұрын
Nijo madhara aya
@munashekariramombe88053 жыл бұрын
Ndotanga ndaisa like ndozoona
@saymoregonzo3 жыл бұрын
Zvimwe azvisi zvekumhanyura kuisa like vakuita mbodza these days apa short time
@nnyarry3 жыл бұрын
@Nyarry Gwandu maya hama hapana mbodza apa
@blessingshenjere4843 жыл бұрын
@@nnyarry kkkk
@admireleohenandezzanamwe37793 жыл бұрын
Maiguru: ko nhai pamakaona ndichitaura na chichi paya makanzwei Bamunini: ehe Ndikudaro ka nokuti pamwe makanzwa zvisirizvo Bamunini:hazvina basa..ndakanzwa zvandakanzwa
@tapiwanashemaswaure11173 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣Gules naBamnn ma1
@jephiaschinganga75653 жыл бұрын
Bhutsu Nigel😂😂 Sense of Fashion ndiani hatina kumboidzidziswa ndongoziva 5 ma senses👐👐😹
Who dislike this is really enemy of progress . Wakuseri wangu nijo 🤛🤛🤛
@baiwellwhitman55363 жыл бұрын
4:14 I love the camera angle here. This shot is prefect! The way the camera give more room to Mai Tadiwa as she confronts Bamunini Nijo. You can feel Bamunini Nijo's guilt by the way the camera shot suppresses his appearance down to his facial expression through the small bathroom window! Pure art of filmmaking! Keep it up!
kkkkk dziriko wena ,kanyaga and kenzamba dzinowanika kumakonde just after chinhoyi and Dotito inowanikwa ku mt Darwin
@lucksonkanyuka94663 жыл бұрын
Kanyaga, Gambura, Nyamupamire dziriko
@shumbamhizha86723 жыл бұрын
Nijel smart bho here ndachema zvangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭
@kelvinchauke15723 жыл бұрын
I have never listened to this drama ever since, nhasi ndangoti ndimbonzwa kuti Nigel akuita nezvei apa , wanike magetsi chaiwo. haaaa, ndapera strong yese na Nigel
@Olcool3 жыл бұрын
Bamunini naGulez vane ma level
@websterganga22923 жыл бұрын
Nigel never disappoint .Chicken yanga iri intro ndakuda ndotokuunzirai iri mombe chaiyo
@talentchakonza10093 жыл бұрын
Mmm the way Trish is always worried kuti ba Tadi vaudziwa here nyaya baTadi vaziva here .. pane nyaya apa .. one day Nijo achazvibata basi😂😂
@tondetandi89533 жыл бұрын
Taura hako anenge akapedza navo zvemashuwa. Remember last episode aida mari yemsoro from ba tadiwa
@ernestsibanda20823 жыл бұрын
@@ernestsibanda2082 taura hope Nijo havazikutambiswa front 😂😂😂
@tondetandi89533 жыл бұрын
Nyaya itoripo cz zvivindi zvekukumbira mari yekurukwa musoro kuna ba Tadiwa akazvihodhepi.
@belindamushangi77073 жыл бұрын
@@belindamushangi7707 😂😂😂🤣🤣 kana ivo baTadi vacho kana kumbojamuka kungoti wozouya wotora 😂😂🤣🤣🙌🏿🙌🏿
Ya nijo surrender. I smart ipi iyo .. Ndabuda mood yekutsamwa the moment I notice how nijo is dressing.... Nijo plz may yu grow up. Pamakuwa u derseve a medal.
Can't wait to see ...... wanonakirwa nanijo ndipeiwo maoko
Ma1 Aya 😆😆😆😆😆😆😆 Hanzi Muchitsiurika
Glad that Gamu has finally found her voice. Nijo was just about to run all over her. this shows the power of information
Ane information ndiye ane yese
Nigel is gonna become one the greatest comedians of all time Zim🙌🏿😂
Vakaipa avo mkoma
Nijo madhara aya
Ndotanga ndaisa like ndozoona
Zvimwe azvisi zvekumhanyura kuisa like vakuita mbodza these days apa short time
@Nyarry Gwandu maya hama hapana mbodza apa
@@nnyarry kkkk
Maiguru: ko nhai pamakaona ndichitaura na chichi paya makanzwei Bamunini: ehe Ndikudaro ka nokuti pamwe makanzwa zvisirizvo Bamunini:hazvina basa..ndakanzwa zvandakanzwa
🤣🤣🤣🤣🤣Gules naBamnn ma1
Bhutsu Nigel😂😂 Sense of Fashion ndiani hatina kumboidzidziswa ndongoziva 5 ma senses👐👐😹
Kkkkkkk, world apart village boy and town girl.
Hapana aramba hapana abvuma nyaya yangonyararwa😂😂😂
Who dislike this is really enemy of progress . Wakuseri wangu nijo 🤛🤛🤛
4:14 I love the camera angle here. This shot is prefect! The way the camera give more room to Mai Tadiwa as she confronts Bamunini Nijo. You can feel Bamunini Nijo's guilt by the way the camera shot suppresses his appearance down to his facial expression through the small bathroom window! Pure art of filmmaking! Keep it up!
Are you a director bruh 🔥 visit bless it recordz
Mukadaro makushora maefforts angu 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
Nigel you are the best Sha, unondigonera ufunge
Ini pa 30 seconds ndatoisa like.
Saka uchaita sei... in Patricia's voice 🤗🤗🤗
😂😂😂😂 ndachema hanzi vakataura izvozvo zvamazuvaese zvekuti uri benzi 😂😂😂 Nijo usazodaro
Kana muchiwirirana unofanira kutovaudzawo ka vodzimawo zvikwereti zvangu😂😂😂😂
Shiri yabvuta rekeni 😂 maiguru well done 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Hahaha hanzi isiyei yakadaro maiguru ndakanzwa zvandakanzwa😂😂😂😂😂
Short iro ndiro 4 quarter!!!
Its not 3 quarter! Hey pakaipa
Kkkkkk nhasi Nijo wandityora, munhu apfekedza Nijo Mwari ave naye
Kungowedzera sadza vakutosikizaaa😂😂😂
🤣🤣🤣🤣hanzi bhutsu ndedzekukura nadzo bamnni Nijo ka.... 😂😂😂
kkkkkk 4 goats 3 sheeps
Hahahaha munhu ane 5 ma sense handiizive sense of fashion 😂😂😂😂 I can’t
Kanyaga, kenzamba, dotito 😂😂😂...haa inyowani nzvimbo idzo 😂
kkkkk dziriko wena ,kanyaga and kenzamba dzinowanika kumakonde just after chinhoyi and Dotito inowanikwa ku mt Darwin
Kanyaga, Gambura, Nyamupamire dziriko
Nijel smart bho here ndachema zvangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭
I have never listened to this drama ever since, nhasi ndangoti ndimbonzwa kuti Nigel akuita nezvei apa , wanike magetsi chaiwo. haaaa, ndapera strong yese na Nigel
Bamunini naGulez vane ma level
Nigel never disappoint .Chicken yanga iri intro ndakuda ndotokuunzirai iri mombe chaiyo
Mmm the way Trish is always worried kuti ba Tadi vaudziwa here nyaya baTadi vaziva here .. pane nyaya apa .. one day Nijo achazvibata basi😂😂
Taura hako anenge akapedza navo zvemashuwa. Remember last episode aida mari yemsoro from ba tadiwa
@@ernestsibanda2082 taura hope Nijo havazikutambiswa front 😂😂😂
Nyaya itoripo cz zvivindi zvekukumbira mari yekurukwa musoro kuna ba Tadiwa akazvihodhepi.
@@belindamushangi7707 😂😂😂🤣🤣 kana ivo baTadi vacho kana kumbojamuka kungoti wozouya wotora 😂😂🤣🤣🙌🏿🙌🏿
@@belindamushangi7707 kikkkk simba rehove riri muhove 😂😜
Ya nijo surrender. I smart ipi iyo .. Ndabuda mood yekutsamwa the moment I notice how nijo is dressing.... Nijo plz may yu grow up. Pamakuwa u derseve a medal.
Munhu ngaangonyarara aite zveupenyu hwake...........nijo finish
Munogona veduwee imboitai collabo neNaiza Boom 💥 I telli yu munoenda nenyika
Naiza vanogona but vanowanza zvinyadzi
@naiza boom vanowanza noise those guys plus language futi they are good though And they are the ones that should learn from Bamunini nijo
"nyaya dzakangonyararwa" yandipedza power
🤣🤣🌞🤣🤣 bamunini Nijo havasi kuda kubatwa namaiguru.hokoyo maiguru vakuda kutsidzawo
thank you guys Asi maminitsi mashoma hawo .... thank u muti wedzerei
Zvakubhowa shuwa
Shuwa 9 minutes per week ain't enough!
Patricia gota sweet voice
Research yangu iri kuti mai vekumusika 🤣🤣😂😂😂😂
Kana muchitamba mese ngavandibvisire zvikwereti zvangu Mungangowirirana mahara here
This is my first time watching this. I absolutely love it❤️💃 Zimbabwe has got talent!
Gamu popota. My dear. Nyaya yakora.. '. Gamu I'm wth u
Ka "mai tadiwa vanozviziva?" kaPatricia ndekemunhu arikuda kubata guhwa chaiko 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Confirm... Bhutsu yakarohwa na Nijo iyo ndoyanga yakarohwa na comic pa skit rekut kuroora mushurugwi 😂😂😂🙌🏾.. Sinika/Deki😂
Im really enjoying this uuuum. But two scences chete dzazonyanyawo guys
Makarongeka.I love you more guys
Nijo akubvira batai munhu mai tadiwa ngadzose 10 mari yedu🔥🔥🔥🔥🔥or else toudza ba tadiwa vese na patricia akubvira futi akatora huku achipa nijo
Zvemazuva ese kut hauna msoro hauna kukwana😂😂😂😂
Zvemazuva ese kuti uripenzi" 😂😂😂😂😂😂
Makushora ma efforts angu manje😂😂😂
Nigel hauna hana purizi 🙌🙌🙌
Haaaaaaa ndafara Maiguru stood up to bamnini, vavakutootiswaka.... 😂😂
Hazvipere musheeeee asi
Yanga iri introduction muchadya mombe, ndakanzwa zvakanxwa
Nijo bhutsu anokura nadxo zve sure 😂😂😂😂😂😂😂
The background music is very distracting and is not going along with whatever is going on. Otherwise good job
Kkkkk hanzi ndikangoda kufarisa zvekut ndiwedzere chero sadza chairo ndendiri pa tyt
Hapana arikuramba hapana ari kubvuma saka ngatigarei zvakadaro😂😂😂😂😂
Nhasi chakachaya maiguru vadya gaka rinovava mumunda
aiwa aaaah maiguru vano acter amana why tisiri kuvaonawo kuteam rana dhafu🤣🤣🤣
Nijo belt arifarire anofarira kukwidza maburugwa ☺️
Ndazviwona kuti short irikudonha from afar kkkkkk
Nijo anondiitira🤣👌💯
Opportunist Nigel vaudze vabvise zvikwereti 😂😂😂😂 it’s only fair
😂
bhutsu idzi ndinokura nandza ........ ndingatonzi handina choice here ipapa kkklkkk
Well done guys
Finally....i've been waiting fr this eps
Huku yanga iri intro🤣
kkkkk hanzi hauna kukwana unopenga uribenz izvozvo zvemazuva ose haaa ninjo
I was waiting for this episode
Ndikungoti munhu ngaangonyarare aite zveupenyu hwake
Munogonesesesesa guys keep it up Shame
Hanzi zvemazuva ese zvekuti uribenzi 😂🤣🤣🤣😂
Hauna msoro, hauna kukwana, uribenzi 😂😂😂
Sense of fashion.... Chandikwadza ichii
"zvamazuva ese izvozvo zvekuti uri benzi " 😂😂😂😂😂🙌 Nijo so
Nyaya ngadzingonyararwa 😂😂😂😂😂😂
Patricia hamumukwanise🤣🤣🤣🤣
I like the way Nigel talk
Ndakanzwa zvandakanzwa😂
Blackmailing yapera manj😀😀 Munhu ngaanyarare nenyaya yake
Waigara pana Patricia🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂Chiregai kuramba muchitaura
What an Episode🙌🙌
This is 💓
I love this😃
Waiting
Itai cent cent mutengere bamdik nijo Belt, chero kuisa phone muhomwe bhurugwa rakutodonha😂
ayassss dressing yaNijo yandifungidzisa 20012 eish akomanaka Mwari ave nMai vangu kkkkkkkk
kana ndikada kuwedzera sadza🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pamba APA futika masecrets EGA EGA Nigel and maiguru wake🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nash...background jazz music killed the whole vibe of the video. This a comedy!
Hanzi vaudze vandibvisire zvikwereti kkkmmm
handina kubvuma. hapana abvuma hapana aramba 😂
Amana bamunini Nijo too short nyaya yacho,, may you please wedzerayi kana 15 minutes,, kukumbirawo zvangu semuoni always,, watching from Diaspora
Hanzi mukadaro makushora ma efforts angu Nijo👊👊
kkkkk shuwa hatina kumbozvidzidziswa zvemamwe masense aya kkkkkkk Nijo
Nijo fashions is always the best 😂😂😂😂
Bhutsu Nigel yakanyanya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
nijoo zvanzi vaktogara vachindisikiza kana vapanzwa lyk
Love you guys so much😍😍😍😍😍
Good One! Hapana abvuma, hapana aramba.
Lol, 😂😂 wotaura nyaya yezvikwereti ndanga ndiripo here pamaikweretana.
Welldone Guys