Akanyenga mukadzi wangu .Dare ra Chief Mutasa

2024 ж. 26 Нау.
110 224 Рет қаралды

Пікірлер
  • Dont Forget to like & Share

    @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • Baba Taps mwakaita wani makabva kwaChigodora nethat hakusisina kathat rumbai muchidzokeko anhuwee

      @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha6917Ай бұрын
    • Baba Taps panyaya yaSimba handina kuzowana mukana wekukutendai paplatform penyu ndaingotenda kwevamwe Tinokutendai shuwa komborerwai fambai nebasa vanhu vabatsirike

      @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha6917Ай бұрын
    • ​@@tambudzaimuzhuzha6917thank you tirikuuya nevamwe

      @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • Batapusi murisei ndinoda kuti mufambirewo nyaya yanyu ndipeiwo number dzenyu ichangobva kuitika kudora dombo vakamirira mambo kuti nyaya yacho inotongwa

      @mwaichikuse9637@mwaichikuse9637Ай бұрын
  • Iri dare kumberi ,munhu akasauya kudare anoteverwa anouya ave nemarikiti

    @user-me3ru2fz8e@user-me3ru2fz8eАй бұрын
    • 😂😂😂😂😂😂

      @NhlanZila@NhlanZila17 күн бұрын
    • Njemanjema😂😂😂😂

      @Kudzymutema@Kudzymutema17 күн бұрын
  • Ana Mama vese varipadare pamambo Mutasa keep the good work yekuchena haa makachena zvinombaidakadza fani nemashedzi nemashedzi haiwa ndabviro fara

    @vachihera3823@vachihera3823Ай бұрын
  • Munhu anonyepa anoonekwa nekut anditi kkkkkk

    @SandileHopewellNdlovu@SandileHopewellNdlovuАй бұрын
    • Kkkkkkkk taura hako handiti

      @inoquecarlosnhamazano625@inoquecarlosnhamazano625Ай бұрын
    • Chokwadi handiti😂😂

      @tanakasikwila5613@tanakasikwila5613Ай бұрын
    • Exactly nhema handiti

      @cathykareya6645@cathykareya6645Ай бұрын
    • Taura hako, handiti yacho ndeyekubatanidzira nyaya

      @anesujuniourputirwa8493@anesujuniourputirwa8493Ай бұрын
    • 🤣🤣🤣🤣🤣

      @chichi87ish@chichi87ishАй бұрын
  • The person on the camera big up to you,you capture interesting moments

    @user-gr4kd9ii3d@user-gr4kd9ii3dАй бұрын
    • Maita henyu anonzwawo manyawi ,anonzi Sam

      @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • ​@@Karangandayes ngarambe akadaro

      @user-ug5xd8pi1o@user-ug5xd8pi1oАй бұрын
    • Anoda nyaya kkkkkkk

      @quillamaahmukwanda9139@quillamaahmukwanda9139Ай бұрын
    • @@Karanganda good job Sam

      @vachihera3823@vachihera3823Ай бұрын
    • Chigodora needs to work on their cameramen

      @jabulanimutasa4267@jabulanimutasa4267Ай бұрын
  • Handisi zvangu n'anga but blaz handiti vakadya zvavo bota🤗

    @user-hv7qd6ij9t@user-hv7qd6ij9tАй бұрын
  • Karanganda tv muri kubvira. This year u deserve an award🎉🎉🎉

    @user-sz9yn5sq8d@user-sz9yn5sq8dАй бұрын
    • Handiti ,thank you

      @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • Lol tofana kuunganidza ma$ shuwa

      @perpetualmarimbire176@perpetualmarimbire176Ай бұрын
  • Pamberi naChief Mutasa.ini kubva zvakangobva Karanganda kwaChigodora neni ndakabva ndatobvako.handichatombozive zviri kuitika ko

    @cathrinebare2213@cathrinebare2213Ай бұрын
    • Taura hako haa ini ndichiko asi handichagoni kana kupedza nyaya dzacho mhenohazvichanyatsoti chooo

      @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha6917Ай бұрын
    • Shuwa hakusikubvira

      @engelinemunhutu4306@engelinemunhutu4306Ай бұрын
    • Zviri kundinetsa kuti nei ndisingavaoni ikoko ndongoona camera ye itel dzokerai ba Taps abeg

      @MelodyBaddas@MelodyBaddasАй бұрын
    • ​@@MelodyBaddaskkkkkk hanzi camera ye itel

      @nicolemercy@nicolemercyАй бұрын
    • Pampering chief mutasa wese mukafxu Ananda or kunyengwa anemurume namaste half half nechikomba kuripa nyaya dzakkubhohwa mambo

      @user-qd1sc6ln5l@user-qd1sc6ln5lАй бұрын
  • Picture quality and sound makumberi 👏👏

    @michelleboko2875@michelleboko2875Ай бұрын
    • Thank you so much 🙂

      @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • ​@@Karangandakuseri rambai muchi cleaner 📷 camera 🎥 yenyu ne vinegar ne soda necolgate 🎉🎉🎉in other words ndikut zvikunatsooneka nekuzwika kut porridge rakananzwa😅

      @user-ug5xd8pi1o@user-ug5xd8pi1oАй бұрын
    • Kunanzva bota reAnhu kekutemba mhasuru iweka

      @user-ug5xd8pi1o@user-ug5xd8pi1oАй бұрын
  • 'THIS GUY IS A SUSPECT' 😂😂😂😂

    @mikemagidi5365@mikemagidi5365Ай бұрын
  • Ndaverenga mahanditi aita 533

    @user-ds9ky7vy6e@user-ds9ky7vy6eАй бұрын
    • 😅😅😅😅😅kutaura kwemunhu anonyepaaa😅😅😅😅handitiiiii

      @MarvellousMuzuva@MarvellousMuzuvaАй бұрын
    • 😂😂😂kutaura kwetsotsi kk

      @Melorue281@Melorue281Ай бұрын
    • Kkkkkkkk 533 mahanditii

      @user-mf7tb8vx7o@user-mf7tb8vx7oАй бұрын
    • Kkkkkk

      @PrettyGukura@PrettyGukuraАй бұрын
    • Unoenda kubasa ere

      @St-G2@St-G2Ай бұрын
  • MURUME AKADAI HAAGARIKE NAYE MU COMMUNITY

    @tinamakasa7493@tinamakasa7493Ай бұрын
    • Anoda kusotwa

      @beatricegkwenda7457@beatricegkwenda7457Ай бұрын
  • The wise chief in Zimbabwe SaMtasa

    @engj.dangarembizi@engj.dangarembiziАй бұрын
  • VAKADZI VACHO VANOBVUMIREIKO NDIWO MA HURE 😂😂😂😂❤❤

    @gracemupita1801@gracemupita1801Ай бұрын
    • Nzara yakutuma vanhu kuita zvese zvese

      @pacienciamatchinga100@pacienciamatchinga100Ай бұрын
    • Hanzi anoita ma rounds akawanda 😅😅😅😅

      @Mka4315@Mka4315Ай бұрын
    • Taura hako ndobva ndafunga mambo vaya vanoripisa nemukadzi wacho futu

      @Kudzymutema@Kudzymutema17 күн бұрын
    • Kkkkk ndururani yemuraini

      @TatendaZingoni@TatendaZingoni16 күн бұрын
  • Unganyengere mukadzi wemunhu akapfeka guchi ere anhu woyeee

    @talithadube6468@talithadube6468Ай бұрын
  • 😂😂kty chuuuuuu baba taps ambuya vedress regreen avo kkkkkkk 😂😂😂😂🔥🔥🔥

    @VincentMtetwa@VincentMtetwaАй бұрын
  • Picture quality haaaa kumberi ❤❤❤❤

    @winniemunemo5790@winniemunemo5790Ай бұрын
  • Musandiona kunonoka ndange ndichiuya . . Tavepo tavepo

    @tavengwaeddison8607@tavengwaeddison8607Ай бұрын
  • Nyaya yacho hayina kana humbowo, ndezvekungofungidzira. Kuenda nayo ku Civil Court inoshaya basa

    @edwardanderson5576@edwardanderson5576Ай бұрын
    • Yaaa hapana proof apa

      @SheenMudondo-qy9fc@SheenMudondo-qy9fcАй бұрын
  • Mbuya vegreen avo sure kutakura tsananguro dzemwana kumboisa kwamambo kkkk😂 kungoti ndinzi ndaitaura 😂😅😅😅

    @natashatapomwa3187@natashatapomwa3187Ай бұрын
  • Is the handiti ,handiti from the nike guy😂😂😂😂nyakurara nevakadzi vevanhu

    @shyletmakwiranzou3841@shyletmakwiranzou3841Ай бұрын
    • anyadzisa kk

      @rejoicedenhere3854@rejoicedenhere3854Ай бұрын
  • Kkkk baba taps kty chuuuu,karanganda to the world 🌍🏞️

    @VincentMtetwa@VincentMtetwaАй бұрын
  • Umm ba Taps murikuita kushaina... Thank yu so much... The sound and picture is uncomparable

    @tanakachirikure8112@tanakachirikure8112Ай бұрын
  • 4 rounds 4 here muGarden😂😂😂😂

    @Suewally@SuewallyАй бұрын
    • Kkkkkk haa mukono

      @israelmapfuka@israelmapfukaАй бұрын
    • Who was counting

      @MafirakurevaStephen-lc3yy@MafirakurevaStephen-lc3yyАй бұрын
    • Exactly Who was the referee

      @sueeland5675@sueeland5675Ай бұрын
    • Ndiyan ayi counter kkkk

      @SheenMudondo-qy9fc@SheenMudondo-qy9fcАй бұрын
    • Hanzi ten kkkkkkkkkkk ndaiwepo asi usazitaura ba

      @iyletdzokurasa-xf5ti@iyletdzokurasa-xf5ti24 күн бұрын
  • Karanganda kip it up❤❤❤

    @barbraguichiri6848@barbraguichiri6848Ай бұрын
  • kutonga pasichigare shumba saka ndichimuda. clear sounds karanganda keep it up

    @user-jl6qd4vo6s@user-jl6qd4vo6sАй бұрын
    • Handiti dai iri song🤣🤣

      @innocentsamanga7923@innocentsamanga7923Ай бұрын
  • Mukadzi wemunhu haatoreke anenge agara arihure rinodawo,vakadzi ndivo vakupa baba ava mbiri isina basa ndovanomudawo

    @SheenMudondo-qy9fc@SheenMudondo-qy9fcАй бұрын
  • Kkkkkk handiti iyo bho here vakomana😅

    @LeminaChikamhi@LeminaChikamhiАй бұрын
    • Kuratidza kuti nyaya yacho ndeye kunyepa 😂

      @tsimaso@tsimasoАй бұрын
  • 17 years mkadzi wacho aaah murume wacho anoda kusungwa under age

    @nomsanyika151@nomsanyika151Ай бұрын
    • Exactly

      @maiyeukai9346@maiyeukai9346Ай бұрын
  • Baba tapusi thanks .ko nyaya yema computer yakazodiiko kkkkkkk😅😅.Toda Mari yasabhuku back kkkkk baba taps .mambo mutasa ndizvo mhenhi

    @christinechirawo2728@christinechirawo2728Ай бұрын
  • thank yu chief mopa pipo chance to say their side always

    @tatendamurambinda3593@tatendamurambinda3593Ай бұрын
  • Big up baba taps big up Sam

    @quillamaahmukwanda9139@quillamaahmukwanda9139Ай бұрын
  • Team rine mazino akadai handikunyepaba 🙌🏻🙌🏻 vazhinji vandaona hayiwa sarendi 🙌🏻

    @linnetgambura9943@linnetgambura9943Ай бұрын
  • Addicted to this 😂😂

    @mphonyanguru8660@mphonyanguru8660Ай бұрын
  • Tawepano Karanganda the best for ever

    @user-yy2rm9hy9z@user-yy2rm9hy9zАй бұрын
  • Kuseri kwehouse, SaManyika ngechirungu 😂😂😂

    @pacienciamatchinga100@pacienciamatchinga100Ай бұрын
  • Thanks Karanganda and the crew.

    @runyanyamaka6689@runyanyamaka6689Ай бұрын
  • 😂😂😂 I can’t wait iyo irikuvhiringa dare

    @linnetgambura9943@linnetgambura9943Ай бұрын
  • Congo dust😂😂

    @sheltonselassie4767@sheltonselassie4767Ай бұрын
  • Well done Mambo mhombwe ngadzigadziriswe

    @plaxedeschangorora6066@plaxedeschangorora6066Ай бұрын
  • Chief mutasa is well organised

    @enestdube317@enestdube317Ай бұрын
    • Educated.humble.respects pipo .no Ego and civilised

      @sueeland5675@sueeland5675Ай бұрын
  • Ini ikozvino doro ndomwa ndakagara nemukadzi wangu zvebhawa bodo

    @tseletshuma8451@tseletshuma8451Ай бұрын
    • Kkkkkkkk mwirai pamba hanzvadzi

      @norestmuganhu6354@norestmuganhu6354Ай бұрын
    • Tsepete tsepete unosara uchinwirwa munhu hwako

      @bathglow2197@bathglow2197Ай бұрын
  • Mom vedress regreen hapana kana chamuri kutauraba magezera henyu mahara muchiuya mudare. Ndevaya vanotya kuvengwa muraini, vasingadi zvenoise

    @pacienciamatchinga100@pacienciamatchinga100Ай бұрын
    • kkkk

      @SheenMudondo-qy9fc@SheenMudondo-qy9fcАй бұрын
  • Bhuru rekwa hachara !!!asi one day bhuru rinofa.

    @MaxwellMunyayi@MaxwellMunyayiАй бұрын
  • Dare rakutopera ndisina kudii kunzwa pane nyaya handiti ,ndiri kungonzwa samoni ne top yei yemwana handiti

    @joinahmukanangana2993@joinahmukanangana2993Ай бұрын
  • Munhu kana akuda mombe anongononyepa kuti mukadzi wangu akwirwa

    @blacklack3280@blacklack3280Ай бұрын
  • Handiti😂😂😂 vakasvika pamba handiti🎉

    @stanfordmakwengwere2008@stanfordmakwengwere2008Ай бұрын
  • Murume wacho ngaapinde mujeri kutora mwana Ari underage. 17yrs mupwere.

    @t.m1222@t.m1222Ай бұрын
    • 😂😂😂😂😂 mukwane,, asi murikuhura kutemba zera

      @Shady-xu9ct@Shady-xu9ctАй бұрын
    • Ngasungwe. Underage

      @ronniemavhunga@ronniemavhungaАй бұрын
    • ​@@Shady-xu9ctunderage is underage kuhura or no

      @VEEMANDEM@VEEMANDEMАй бұрын
  • Karanganda to the world 🥰

    @Mai_Ashy@Mai_AshyАй бұрын
  • sound muri huchi karanganda👏🏼👏🏼

    @sinikiwemtombeni3464@sinikiwemtombeni3464Ай бұрын
  • Mhasuru dzekudya beans Owen

    @user-zs5rp2uo4k@user-zs5rp2uo4kАй бұрын
  • Iyo tapedza iyo... Next case😂❤

    @sophymatsika1719@sophymatsika1719Ай бұрын
  • 😂😂😂 handiti handiti 🤣🤣🤣handiti

    @sheltonselassie4767@sheltonselassie4767Ай бұрын
  • Handiti handiti 😂

    @anymorekamuruko@anymorekamurukoАй бұрын
    • Mabhowero azvondiita!! 😂😂😂

      @shingiraitrevormboto2105@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
  • Musamwa chii Congo dust😂😂😂😂😂

    @ruvimbomachokoto7529@ruvimbomachokoto7529Ай бұрын
  • Manext door akabatana Aya clap hands for them.

    @user-wk2sz8kj7j@user-wk2sz8kj7jАй бұрын
  • Ndamira pamberi pedare ramambo Mutasa. Zvese zvandichatarisa zvichawe zvechokwadi. Karanganda TV ndibatsireiwo.

    @jorammuza2901@jorammuza2901Ай бұрын
  • Taiyepo❤❤❤

    @RumbidzaiMatash-uj4sq@RumbidzaiMatash-uj4sqАй бұрын
  • Chief Mutasa munotonga kwete vamwe vanokurudzira kuti vakadzi vevanhu vatorwe . Thanks Chief.

    @user-kg5pq5ul6x@user-kg5pq5ul6xАй бұрын
    • He has been a detective/ police officer

      @maiyeukai9346@maiyeukai9346Ай бұрын
  • Word of the day ....ANDITI 😂😂😂😂

    @brendamutasa@brendamutasaАй бұрын
  • Uyu wekunyengerwa mukadzi haasi mwana @Headman chigodora here Tinashe Mugabe hero basa

    @GhurtzBakingandcatering@GhurtzBakingandcateringАй бұрын
  • Job well ✅ done

    @perpetualmarimbire176@perpetualmarimbire176Ай бұрын
  • Ummm panekaruvengo apo vanhu vanekakumurongera uyo seyi varikuita zvekusheedzrrana witness

    @roderickmushaya8296@roderickmushaya8296Ай бұрын
    • He has money and is a good builder.....

      @maiyeukai9346@maiyeukai9346Ай бұрын
  • The North Face Gucci 😂

    @albertmaronga2610@albertmaronga2610Ай бұрын
    • Zvakaoma hauzomboida Gucci

      @pellagiamukora426@pellagiamukora426Ай бұрын
    • Kkkkkkkkk zviri kumbofamba sei nhai? Nike Puma same shirt

      @frankmoyo7267@frankmoyo7267Ай бұрын
  • Ndasvika ndanga ndanga ndanonoka 😂😂😂😂

    @user-jg2vh2ir2c@user-jg2vh2ir2cАй бұрын
  • Bvandaenda kubasa handiti... Bvandatenga masuper handiti... Bvandapihwa sumon handiti... 😂😂😂😂😂

    @leonyamidzi8514@leonyamidzi8514Ай бұрын
  • Ndozvaari kusimidzira masimbi 😂😂😂😂😂😂😂 Chief Mutasa sando dzenyu

    @winniemunemo5790@winniemunemo5790Ай бұрын
  • What a retell with a series of "hantity" 😂😂😂😂😂😂😂😂

    @freddykubiku24@freddykubiku24Ай бұрын
  • That zoom camera is insane eish.

    @Olcool@OlcoolАй бұрын
  • Kuseri kweHouse for me 😂😂😂😂🎉

    @user-yq7tc2tp3b@user-yq7tc2tp3bАй бұрын
  • Haiwavo,,nyaya ngaiende pemberi

    @ndavasikongwani526@ndavasikongwani526Ай бұрын
  • Siyai congo dust varume

    @tambudzaimuzhuzha6917@tambudzaimuzhuzha6917Ай бұрын
  • Mutasa ndibaba ❤

    @user-dx5bd6he6y@user-dx5bd6he6yАй бұрын
  • Bva tazodii ,tikazoti zvikoro zvovhurwa handiti ,ndobva ndatsanangurira mai mwana handiti muri kuzviona ,tikazodii paya mazviona handiti .mai mwa vakadi zviya mapaona handiti .aaaaaaaa iweka handiti top yemwana yanga yashaikwa handiti .bva ndachigara handiti haaaaaaaa is it hard to speak shona ?

    @joinahmukanangana2993@joinahmukanangana2993Ай бұрын
  • Taranganda irinani pane Sadac

    @user-uo2ny4kb4s@user-uo2ny4kb4sАй бұрын
  • Chingoramba mukadzi anything else ratove drama

    @couchambassadors@couchambassadorsАй бұрын
  • Congo dust hainwiwe changamire inoita zvekuzorerwa 🤣🤣🤣🤣🤣

    @jonathanchivima6948@jonathanchivima6948Ай бұрын
    • Chief varikuda kutikuwadzisa tainwa kkkkk

      @NhamoMwamuka@NhamoMwamukaАй бұрын
  • Yowe vanhu wekumusha kwangu zvakaoma kkkk

    @AdlightMutsamba-ew6ng@AdlightMutsamba-ew6ngАй бұрын
  • Handiti........

    @sophymatsika1719@sophymatsika1719Ай бұрын
  • Mother vane green avo varuutiiko wanhu wane hasha kkk

    @fofoemaibvise2768@fofoemaibvise2768Ай бұрын
    • Vabva vanzi saka mavingei😂😂

      @user-ci5kq8cn8j@user-ci5kq8cn8j21 күн бұрын
  • Nyakutorerwa mukadzi akaroora here. Vabereki vemukadzi vanga dai varipo padare iri.

    @vgakanje@vgakanjeАй бұрын
  • 8:36 handiti, handiti, handiti

    @Gonawapotera1@Gonawapotera1Ай бұрын
  • Mheno fengu fengu handiti ndo chichacho chivebe wemhunouyu😂😂😂

    @it3788@it378813 күн бұрын
  • Ingadei ariMakoni, dei aateerera rumbuya rwasimuka pekupedzisiri obvunza roora then oti 'Handiti' haana mhosva. Makoni anenge anobatwa nemutoriro

    @MariaGono-gt8vz@MariaGono-gt8vzАй бұрын
  • Kusimudzira simbi vakadzi vevanhu

    @nkululekomakhowa-en3qd@nkululekomakhowa-en3qdАй бұрын
  • Good judgment mambo

    @user-pb6gt5bz1m@user-pb6gt5bz1mАй бұрын
  • Mambo Mutasa,mukadzi akanyengwa wacho akafa here or achiko,kana achiko tumai mapurisa vanonomutora ataure zvakaitika

    @MikeChari-li1us@MikeChari-li1usАй бұрын
  • Handiti handiti handiti 😂😂😂😂😂

    @winnetmakazho@winnetmakazhoАй бұрын
  • KwaChigodora kwaiva kwave kundibhohwa nekuti aingova matare ehurombwa varoyi zvidhoma zvikwambo aah ndanga ndave kutya. Vapedza voti 300 ndikuendesei kwaTasvu yoo. Ko, Robert Tapfumaneyi ngaangoemployer vamwe vaende kwaChigodora. Zvanga zvave kubhohwa

    @user-gl4yp1cp7t@user-gl4yp1cp7tАй бұрын
    • Chigodora haana nyaya plus haagoni kuyanananisa nekutonga, uye and hunjirenjire mhani

      @Dalailama3674@Dalailama3674Ай бұрын
  • 😂😂😂😂😂4 rounds ku gadheni the two rounds kuseri kwemba 😂😂😂😂😂😂 Uyu murume uyu ndimambara

    @eustinamandigo1282@eustinamandigo1282Ай бұрын
  • Congo dust 😂😂😂😂

    @thulanimpala1513@thulanimpala1513Ай бұрын
  • 😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ka 20 achirara nemukadzi wanguwo futi kkkkkkk

    @GeyDotNaboom@GeyDotNaboomАй бұрын
  • Ndaiyepo kti chuuuuu

    @vachihoro@vachihoroАй бұрын
  • Mhosva iripo yekurara nemukadzi vemunhu ASI baba awo vaizviziva sei kuti mukadzi vake akararwa 20 times vakazviziva sei

    @rutendonyandoro5312@rutendonyandoro5312Ай бұрын
    • anenge akataura mukadzi wacho

      @Liam-vh8bz@Liam-vh8bzАй бұрын
  • Ndamusuwa pa taps

    @nyashabuwerimwe-sw6qu@nyashabuwerimwe-sw6quАй бұрын
  • Ko baba Taps chiiii chakaitika kuti ubve kwaChigodora myb zvakandijambawo we want you back by public demand please

    @NicholasKabangure@NicholasKabangureАй бұрын
    • 😂musadaro zvinenge zvaramba tingazvimanikidza ere 😂😂😂

      @Karanganda@KarangandaАй бұрын
    • Kunyepa!

      @ruel1703@ruel1703Ай бұрын
    • Ku abuse kwega kwega .makaita basa kana makabvako .zvinorwadza kuona vanhu vachi abuswa pajekerere

      @joinahmukanangana2993@joinahmukanangana2993Ай бұрын
    • @@Karanganda aaaah wakomana ka maaakutionesa chiutsi chega chega manje hakuchanakidze N-way fambai nebasa tokuteeera chete kana ukaenda umatede tiriko tese ikoko big up Karanganda Tv mnotigonera

      @NicholasKabangure@NicholasKabangureАй бұрын
    • Apo ba taps ndimi makaita kuty tizive kwachigodora shame munhu anorwadziwa

      @tobiasmukumbira7893@tobiasmukumbira7893Ай бұрын
  • Kkkkk Ka handiti 😂

    @StanleyGumbo@StanleyGumboАй бұрын
  • Tawepo baba taps bhora mberi tinemi thnx

    @LovelyDarts-ic1fi@LovelyDarts-ic1fiАй бұрын
  • Kuita zvinonyadzisa murume mukuru ndakunyarirai bambo

    @WinnetBasera@WinnetBaseraАй бұрын
  • Handiti ani Bvandadini Handiti 😂😂😂😂 Eeeee

    @abigailkanjanda8371@abigailkanjanda8371Ай бұрын
KZhead