Kumitiswa ne Chipoko 😭😳 ft | Mbuya VaPiyasonMama Vee2022 ж. 27 Мау.127 563 Рет қаралды Share Tweet Жүктеу
Ava two ava vakaonanepi vanogona. You make me smile. "Kuno kuma yard".
That one killed me, kkk hauvovori kuno Kuma yard kkkk
Haaa mondifadza zvenyu😂 Hanz ndakambo penga☺️🤣🤣
🤣🤣🤣"Chipokolata"...you 2 always keep me laughing
Kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣Ndakambopenga mother.... And you decided to manifest mu yard mangu.... 💪Mama Vee na mbuya Piyasoni munogonesa
kkkkkkkkk ndaseka zvangu
Kkkkkk Chipokolata 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mbuya Piyason 🤣🤣🤣🤣….
Kkkkkkkkkkkkkk my people keep on shinning
I laughed before watching,just the heading finished the sports lol
😂😂😂 Koiko kuchema kwacho hanzi haaaaa haaaaa
Kkkkkkkk wakatobirwa Mai Vee
Mbuya vaPiyason 😂😂😂her english maone
Thank you guys mandibvisa stress kkkkkkkkkkk love you
Mweya wangu wakuda kubuda .....(ndewako mwanangu)😂😂😂😂😂
Munondiitira love you
The laughing of mbuya vapiyason always made my day
The laugh kn neni inondipedxa
Mbuya vaPiyason I like the smile kkkkkkk
kkkkkkk lough yambuya vapiyasen inondinakidza....kwaaaaaa hnzi chipokolati😂😂😂😂
😂😂😂😂😂mama vee ka mbuya piyason kkkk
Handsome Gudo kkkkkķ mandiuraya...keep it up
You guys are soo creative
🤣🤣🤣 zita rekuti handsome gudo izita remunhu anofema here
🤣🤣🤣🤣🤣🥂🥂chipoko chakuto mitisa futi mama vee 🤣🤣🤣🤣🤭🤭🤭🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂😂😂ohhh wooow mbuya apiyasoni
Kkkkkkkkk mhosa kaiwe ndakambopenga
Mweya wangu wakuda kubuda🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣 ndatotanga kuseka ndisina kana chandaona
😁😁😁😁 hanzi uchatochengeta gora rako mwanangu
Mbuya vee kuuya ne predicament dzenyu ndakambopengayoooooool
😂😂😂😂vanhu two imi munogona kuactor
Haa muri kubata basa 😘😘😘
Kkkkkkkkkkk ndakambopenga 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk kuchema kwamhamha vee
Rurimi rwako rwakaMarinatwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Good work
😂😂😂😂 kufanana na tenzi
Hanzi aaaaaah nhai Mwari wangu
Kkkkk mama haishandi mbuya piyason
Mbuya piyasoni kaaaah chipokolata 😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤗🤗🤗🤗🤗 yu guy's mogona imi
Kkkkkkkk ah combination iyi ma1
Mbuya piyason for sho 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣u guys munondifadza shame
Ko mimba yacho yatova kuda kuzvarwa kkkk wanga uripi nguva yese nemimba ya Handsome Gudo
Kkk mama Vee welcome to the world kkk 😊
Kkkkk mafira kureva 😂😂😂😂 ghost 👻 pokoloko 😂😂😂
Hello mama vee How are u doing
😂😂😂😂 chipokolata kkkkkkk
Kuchema kwacho iii kkkkk
Chipoko Lata I'm dead ndirichipoko😅
😂😂😂 ndaseka zvangu
Mhere ya Mai vhai kkkk
Rurimi rwakamarinatwer neimbalance yemahormones ... hahaha
Sorry haishande mwanangu😂😂😂
Mama mama plz kkkk mama vee ❤
Amazing 😍
Chipokolata Kuposvora Adress me as maam 🤣
😹🤣😹🤣😅Unohwa seunotsva chipokolata
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi ndakambopenga
Nic munogona
Kkkkk😅😅😅😅😅 Mai vee kaa
Handsome gudo chipokolota mwanangu😂😂😂😂
Mweya wangu wakuda kubuda😂😂😂😂
Chipokolata kkkkkkk mhosva - nambuyapiyasoni kkkkkk munonakidza yoo
Tenzi vacho ndovadoripano 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 😹
Chipokolata 🤣🤣🤣🤣
Mai Vee yaaa pakaipa
kuzofitwa nezikudumbu Mai Vhai
Mhosva ndazviwetera nhasi nokusekakkkk
Ichi chinogarondinaka hangu😂😂😂😂ndikati gare gare ndodzokera pano everyday
Hhaaaaa apa makagona mhani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😅 😅 Vachema haaa
Ko pamapinda muchituka imbwa nhai mama Vee 😂😂😂😂😂
😆😆😆
😂😂chemera kure
Mbuya P is a good criteria for hire pakutambira muroora anochiona kkkkkk
Handsome Gudo izita remunhu anofema?
Part 2 plz maam
"Wakamitiswa ne ghost account? Oh wow" 😂😂😂😂😂😂
Mweya wakuda kubuda kni mother kkkkkkkkkk mama vhai kkkkkkkkkk
Kkkkk 1 chipokolata 2Kuposvora 3kuvovora Mai Vhai kuitira munhu wepafacebook mimba kkkkk
Hoyoo mhai vhai ndimoreseo ndini ndatanga
Chipokolata 😂
Gegegege ayaaaas Mai Vee kaa ndazoseka nhasi nhumbu yechipoko manje futi nikisi 🤣🤣🤣
Love you 😘
😂😂😂😂😂😂😂Mwanangu wakamitisiwa nechipoko 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
"the nerve" 🤣
Kuno kuma yard low your voice kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk usandiri mhamha kkkkkk kwa
Mai vhayika kkkkkk
ava vanhu ka kkkkk
Mama vee nambuya piyason mondikuvadza mbabvu nekuseka
Keep it low kuno kuma yard 😂😂😂😂😂😂
"Hauvovori uri muyard muno' 🤣🤣🤣
kzhead.info/sun/iJd7j7aqaXWwg4U/bejne.html.....
Chipokolata 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mhamha vakaroorwa hre mhosva ugare vakanda CV kkkk 🥺
Kkkkkkkkk inonzi Ghost Nation iyoyo 🤣🤣🤣 inozvimbisa
kkkkk tarisisai dumbu ramai vhai kkkkkkk ririkunyatsooneka kut machira😁😁😁
Pregnant yamai veee
Kutodza tenzi🤣🤣🤣🤣
😂😂😂 chipokolata
😂😂😂😂chipokolata
Hiiiiii wawu😂😂😂
This combination yakaoma musasiyana
Mbuya piyasoni ma1 chipokolata
Kubvani juzi kkkkk