Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri. Arwara kwenguva yakareba asingade kubuda pachena
2024 ж. 20 Сәу.
44 953 Рет қаралды
Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri. Arwara kwenguva yakareba asingade kubuda pachena asi ndichambozama kuti apore
Ndinoti hurai mufe neiwaya ndinoti amen
Amennnnnn🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@@maiyeukai9346 mai yeu mukawanawo number ndokumbirawo
Amen 😂😂
Vakadzi hutsinye kudanana nevarume vevanhu kuroya kukuru makuona kuroya kwamai sasha asi kusuffer kwavo hamukuone akatopiwa warning akatuka mubairo uyu big up mai Sasha aitozofa ndiwe nestress ukasiya Vana isai # gogo vakadzi vawane kwekuponera runyoka kuvarume vagutsikane nevarume vavo mai Sasha vatori nemoyo wakanaka vanotobvuma kunokusunungura
Ini ndotoda number dzagogo gogo number one Ini Na Mai Sasher same team same Zita nxaa marume awa ndipei number mbuya ndisvikeko
Manje ini wandituka soo..unotoona moto....unonosangana nababa vako satan
Handei tose ikoko 🎉🎉🎉🎉🎉🎉@@SurprisedCasualShoes-xc9ce
Mukadzi wekuenda kuny'anga uyu iye pachake muroi
Mukadzi wese anoda munhu wake ndozvaanoita Unoona mukadzi achiudza murume. Asiri wake kuti munotya vakadzi atogara beya murume oona Africa yese tsvimbo yodaidzira viva Zanu kusvikira gumi rakadya vaviri Mai vakagona vakadzi verudzi urwu vanombotyao MaSasha pamberi navo
Mai Sasha wakagonesa, mahure ngaapfidze. Unonzwa vachiganza heee wakurambwa ndini ndirikuuya. Pfutseki hure kuti unei chisina muridzi wemurume. Kuti baba aSasha asvike pakuba mari yamai Sasha achipa iwe hure wakange watomugadzira murume uyu. Wakadanana naye uchitoziva zvako kuti anemkadzi.. Suffer continue zimbuya repacorner kuda kuparadza imba yemwana. Mai Sasha haamborambwi.
Mutsvene ndiani, usaone chitanda chiri muziso remumwe
Viva mai Sasha hure wamama ifa uende to hell
Ngozi yehurenyakangofanana nengozi dzese. Be careful. Vanozotadza kugara imba yacho
kkkkkkk chitandq chiiko mahure anonetsa.
@@antoniodomingo7433 haana ngozi yaanombowana uyoo akagadzira murume wake iyo pfambi ikabatirawo
Love is not buy force kana wakusadiwa move on ko kubatana nemishonga kwakudi
Chihure ngachiregwe nezita rajesu
Imagine asikana nematyiro andoita mhosvaa imagine kuuraya munhu cz of murume here kana wauraya wosara unaye murume here iiiii zvakaoma veduwee
Taura hako
Ndiye aive kwa tete Tilder nezuro , zvakaoma
Ehe
Pasi nemahureeee. Pamberi nagogo...🎉🎉🎉🎉
Yes i believe,hure rinotopopoterawo muridzi wemurume ozochema kana zvorwdza manje.
Eye
Vanogochemeiko 😅😅😅😅 hanty mashaina nechihure ukatomboudzwa siya 😅😅😅😅
God bless you Mai Sacha. You have a heart of Gold ❤
Unototukirirwa munhu achiti murume ari kukutiza haugezi,haunaki,haudiwi nehama manje hoyo ndoshingira imba yangu chete kusiya imba inharo yangu ndofa ndaedza zvese
Hoyoooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Murume wako kana achienda kune vamwe haakude sha and doesn’t respect you saka unenge uchishingirirei apa uri kutorera vana ngozi ichavanetsa mangwana.
Kkkk taura hako panomama munhu chete
Mai Sasha haana mhosva, handiti vanhu munoti munhu dealer nemurume wako,mai Sasha akadealer nemurume wake,zvakaoma
ekizekiri ndizvozvo chaizvo
Taura hako
Mai sasha to the world ❤
Saka dai akafa mukadzi uyo ngozi yacho waizoigona hre kukuvadza munhu nekuda kwemurume
Ngaafe hapana asingafi
Nhai nhai
Mwari vanhu venyu avo.
@robyphiri gegegege bhuuuu
Ngozi inoenda kune akamugadzira mai sasha havana kumboroya mkadzi vakangogadzra murume wavo
Ndivo vekwaTilder here avo aaah pasi nemahure
Ndivo
@@user-uk6rp6uc9c ngaaganze kutaura tinzwe 🤣🤣🤣inini handina tsitsi nemahure,mbavha nevaroi
@@progressmutandwa6724aewa .......pasi nemahure muroi ndinomuregerera
Tirikukuonayi team varume vevanhu hasha dzamuri kuitira mai Sasha murikutya kuroyiwa kaa😂😂
Handisi hure handisapote chihure ASI chakaipa chakaipa nditorinewo murume wekuti haarare hama but zvekusvika pakudeura ropa nekuita mbiri yehuroi pamusana pemurume bodo dai akangwara Mai Sasha dai akasunga murume or kupfuhwira it's better iwe une vanawo ariwako mwana aitwa so unofara here 200 yaakabvisa kunanga dai akaita project aisa simuka here mumusha mawakaroorwa uchatambirika sei musikana uyo akafa unofunga kuti Mai Sasha uchaita rugare here nemurume wake r Zvamuri kufunga Imi kuti hure rake arigona rafa avazogarika rega ndikuudze varume vanohura ava but you have to find a way yekugadzirisa imba Yako not this way
Ende hamuzivi nyaya makapusa munokurudzira mumwe munhu kuti Roya Imi mukugsdzira here varume vanyu or vakadzi venyu Imi mukureva here kuti havasi kuhura imika apa Mai Sasha vaka solver problem neimwe problem ini hangu handiswere munanga ndinoswera ndichitsvaga Mari shaa
😂😂
@@annanyamugudza1327 zvako iwe, dai akatotenga huku akatanga project. So now some innocent women are going to die because her husband lies to women. Mari yechikafu haana asi two hundred yen’anga anayo. Kana n’anga yacho yainzwa tsitsi akadii kumuitira mahara.
@@annanyamugudza1327 imagine the age. Haasi kana kutombotya
Ava gogo ava ummn huroyi hwacho hwakaoma iyi ingozi mumusha unoparira dzinza rese
Kana hanya
Can u imajeni chidofo kurombera murume 😂😂😂. Kazhinji zvinoitwa nevakadzi vasina pekutangira . Idi akafa ingozi inopdza dzinza kusafunga ndiyani asingazive kuti varume vanohura. Apaarikutoti murume wake anorara nevakadzi vakawanda, ko kusiya uri unofa ne Aids.
Serious
Tsvakai venyu vasina vanhu
Mai ava vakafita kubva varambwa nemurume. Kuurayaisa munhu nekuda kwemurume, kutsvaka ngozi kudzinza.
Obvious vanorambwa imagine vakabvisisa mimba ine 6months
Taura hako has8kuziva ramangwana Kuti I Ngozi
That's if kana vasina kumudyisa
Iyeo sezvo vakamutsiura akadini kusiya
zvekurambwa rinenge radrama asi adzidza.chero akasangana nemurume anotiza ,iye murume vacho akasangana nemukadzi anofuratira😂😂
Tiri kuzviziva here kuti Mambo Solomon vaiva nevakadzi 700...unoitira ngozi mahara kufa wazama shuwa uri woita mvuri remunhu yoweeeee mune zvivindi.
Vakadzi vanotora varume vevanhu havatorwi mofira mahara . Vesse vari kuopposer mai sasha apa mahure echirume. Ndikutodawo # dzagogo ndisotewo wangu
Handei yose kwagogo. Nhaka mahure magonekwa 😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 e de hapana kwamunopora 🎉🎉🎉🎉🎉
Ungaurayire munhu murume vakadzi takapusa shuwa sotai vanhu stereki ingozi ichakupedzai chihure chemurume hachipedzi nekuenda kwaGodobori pfukamai munamate mwari ega ndiye ane mhinduro
Taura hako
Nhai nhai kana kuda murume kwacho..koo kungomusiya kana anyanya kuhura
This lady needs medical care. There is a list of possibilities which have got nothing to do with kuroyiwa. 1. Chronic liver disease, 2. Chronic Kidney disease, 3. Congestive Heart Failure, 4. Post Partum Cardiomyopathy ( Highly likely since she delivered recently), 5. Low protein states. Someone please take her to the doctor before things deteriorate. She is wasting time kuenda kun'anga 😢
Kkkkk😂😂😂iwee munhu akaipiwa rukawo iweee zvaurikutaura usanyepera vanhu iweee
Uyo musikana akakanganisaasi iwe Mai Sasha usadana nehuroyi Aya gogo wakazowaziva rini wakangwarisa zvingakunakira nhasi asi munhu akafa ziva kuti vaaneropa mumaoko ako
Siyanai nevarume vevanhu… hamunzwe mahure imi
Hyre remunhu.....majaira...roiwai mufe🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Utoriwo hure iwe,ngozi ngozi kudiikooo
Pandaitowona mkadzi uyu PA social ndaifunga kuty akaitirwa hutsinye bva wakatotora mrume wemunhu nxaaah gogo imbomusiyai for 3weeks adzidze lesson well done mai Sasha
Zera rako iro unzi wakauraya munhu
Amen Gogo ndatenda
Imi mai sash big up aitodada nekuhura nemurume wemunhu . Paakaudzwa akadii kusiya . Kutoita mazita two rimwe rekubasa chii ichocho . Mai sasha aitozofa nestress akagona . Yambiro kunemi mose moda varume vevanhu tsvakai venyu .nxaa
Mai sasha good munhu kugadzira murume wako chete asangana nazvo chenai awana chidzidzo
Umm zviri zvekurwira murume musazosvike APA unopedza nyika yese kuuraya vana vevaridzi nekuti murume wako kana Ari hure haaregi ,uchiroya uyu achirwara otomusiya aapane umwe..mai sasha yu went too far .Uri mwana mudiki iwe .unoita ngozi mumusha uye kutadzira Mwari.mukadzi uyo akafa anoti wakandiurairei,zvekuti wakatora murume wako ndiye akandinyenga ndiri mukadzi wo ,ibarika ka iri.
Haana kuterera aiganza ngakware anoudza vamwe
Imi muchimbotorereiko varume vevanhu royewai mufe
Imi varume vashoma muno munyika aaaaa
Kusiya imba yacho kurinani. Chero vakazogara nemurume wacho trust hapana unenge wakutotya mukadzi wako wemumba
Kutoitira murume wemunhu nhumbu uchitoziva kt anemukadzi hanty hutoriwo huroi
Amen dear pasi nemahure ukaitira murume wemunhu nhumbu uchiziva wapedza woganza uchituka muridzi wemurume unoti zvinosvika kupi muchapfidza henyu musatambe nechemedza umwe
Nhai zvako huroi hukuru
Well done my sasha
N'nga iyo haisi right inourayisa vanhu
Mai Sasha havazive Mwari ndiye Ani to kill mwana wemunhu mukadzi anonamatira Imba yake isu tirimo mudzimba tongonamatira varume vedu ,enge chimwe chinhu vakadzi vanonyeperwa ava ndosaka vachizoramba vane varume vevanhu
Pamberi nagogo mamoyo...haa vanoziva marwadzo aya...shuwa isusu ma married women tinotukwa nemahure aya..gogo muripi muZimbabwe tirikuuya...
Zvino akafa unowanei nhai mudikani
Nhai zvinobatsira chiii,ISU tirimo mudzimba ende tichihurirwa 😂😂
Ngozi hake ichapedz dzinza
Kuzvitsvgira ngozi nekuda kwemurume
Wakanakirwa munga muchizviti makapenga munorwadzisa imi 😅😅😅😅😅 ndonyatso seka maningi 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 paai nemahure
Kunyangwe ari murume wako you have no right to kill anyone une mhosva kuna Mwari uye kudzinza waisa ngozi.
Ko anoita fornication and adultery...haana mhosva kuna Mwari?? Sei musiri kutaura izvozvo...tsek mham mahure imi
Iwe hausati warohwa neheartbreak
Mai Sasha kuda kusvibisa nzinza nokuda kwemurume remember munhu aka hazvirevi kuti zvapera ngozi inozobata vana iwe wafa kare
Mai Sasha sisterhood is proud of you ...kana usina kumbosangana nazvo haungazvinzwisisi .Team iyi ikakutuka unoti skuzu.
Saka murume wacho anenge achine love nemukadzi anoroya here
Hanzi mukadzi haarambirwe kuroya, anongorambirwa hupfambi, as long as she is faithful and lovely anomubvunza ndiani. Singing hangu😊😊
Kuhura kuroya futi
Mai Sasha ndihwo huroyi chaihwo Gogo musadaro mucommunite hamudiwe zvachose
Taurai zvenyu izvi azvidiwi iwi
Nhay kuganhira nehuroyi Gid is watching
Well done mai sasha 100%
Murume wako achangoramba achinyenga saka ucharamba uchingouraya here.uri muroyi ufunge and kana wafa iwewe unenge wasungirira murume wako you mean kuti iwe wafa your husband wont marry.
You have to forgive tsvaga Mwari iwewe
Ini hangu handiurayiri munhu murume never
Ini ndinotouraya especially ndatombokutsiura
Yowe, hero mhinduro varoyi vawanda muZimbabwe. Imagine choosing hell for a man.
Unenge uinepainkiller kana isina unouraya
@@tsitsimhurure9861 not everyone ane moyo huroyi. Anenge akanyanyoitasei murume iyeye wekuti you choose gehena.
Imimi vana gogo yenyu yekupa vakadzi vedu rukaho siyanai nazvo izvo mukutofundisa vakadzi vedu kuroya apa iye muoadzi anondogadzira murume wake iye akagadzirwa nani iye ndiye ochibuda manje bcz avakutozvirova dundundu kt ndakaipa ndakaipa imika
Ukangoona mukadzi wako oenda kun'anga kotsvaga mushonga ziva kt mukadzi iyeye atori dangerous chasara kukukufuhira kt ungoita zichidzungaidzwa cht
Mai Sasha usadade neuroyi iwe uchiri mwana mudiki unopara ngozi munhu iyeye akafa
Vakatouraya mucheche
Vakato uraya mucheche
@@lucas15mmEye henyu imi ropa risina mhaka
Imi muri kuti maiSasha vakagona imi modii kuita zvavakaita musakurudzira zvakashata
Takaita but mariwa haasati abata chete 😅😅😅
😂😂😂😂
Hongu kuhurirwaa korwadza but wouraya munhu here cz of murume nhai veduwee ,ummmm zvakaoma
Murume wenhu kutora inharo idzi ndongoona kuti vasiri kugadzira varume vavo vanenge vasisadi havo murume wacho kana uchimuda waneta nechihure unogadzira imba yako,,mwari yacho anobatsira anozvibatsira weee mahure acho kunze uko vanotofamba kuti murume wako akuseme
Amen oooo🎉🎉🎉🎉🎉 pasi nemahure
Unogadzira munhu asiri kukuda sei? Forcing him to love you nemushonga. Ini I am married but will never be so uncivilised kusvika pakuita muroyi. That’s why there is divorce.
Huroyinuhu ukaona murume achiramba agere nemukadzi uyu achafira mahara zimbuya repakona zimuroti vakadzi dzidzai kuzvishandira murume akaenda unowana pekutangira not kusweropemha mari kumurume on top of that wakuenda kunoishandisa kuroya mutsvaki wayo kunyanga mbwa yemukadzi
😂😂😂😂
Hapana chakaipa mukadzi akugadzirisa imba yake saka zvonakidza kut murume ahure mkadzi afe nestress aah kuhura kuroya fut varoyana
Mahure tiri kumaona hedu mucomment section
Baba Sasha vakatoiswa muhari nagogo
Rambwa iwe uri muroi kupinza gozi Mumba ungauraire munhu murume vanopera hr varume unoenda kumba kwenyu kwete kuuraya
Gogo hawachagoni kuroyonora saka wakuti panoda murume akagadzirwa 😂😂
Vanoroya mbuya ava
mai shasha will be our guest speaker in the women's conference
Kambuya kanoroyesa kudada nehuroyi rudo harumanikidzwe imbwa dzevanhu majaira kudeura ropa varoyi
Kana murume achihura siyana naye iwe nxiii muroyi
Mahure ngaafe gud mai sasha
Uh bt akafa akadai ingozi iyi yawa zvi tsvagira hope anopora
Ngaafe
@@maiyeukai9346 hatirambe kuti afe asi makamboona here misha ino tambudzwa ne ngozi vasikana ini ndaka zvionera ne meso angu aya vaurairana murume saizvozvi dzinza vapera kubva kutucheche
but gogo mamoyo wacho vakanaka big time . ndachema zvangu
Huroyi uhu, saka tasvu achizotora mishonga yavo. Inoparara imba yakadai
Shuwa taurai zvenyu
Chero kudanana nemurume wemunhu futi huroyi problem yenyu mahure mozodhuva Kuda kutukirira mukadzi wemunhu dai Müchiti kana Madura mochengeta pamuromo penyu moita pvt affair dzenyu not ku provoker nekurwadzisa mumwe mkadz that’s evil weeee Zvino Hezvo
@@masciemudumo kutozoita nhumbu nemurume wemunhu kuganza ka ikoko..pasi nehuhure..nyangwe akazoenda hake murume wacho asi hure rafa🎉🎉🎉🎉
Ko anochemedza mukadzi wemunhu...ano
Iye murume wacho anozogara newe murudo here akuziva Kuti unofamba mun'anga
Shem mugourairana murume here
Zvinoita kuti munhu azogadzira hure inyaya yekuti unobata munhu kuti ari kudanana nemurume wako womuudza kuti shaaa ukudanana hako naye ini ndiripo munhu okutukirira achiti murume ibage kkkkk ipapo ndopaunozogadzirira size inokwana manje nkuti mahure munotukawo shame
Rukaho haruna ngozi iye anenge agadzira wake murume kana mukadzi uyo anozovaviwa nehurukuru uyo dzava ngano
Unenge wangogara uri muroyi. I will never do this, go home and leave a cheating husband. Do you think hama dzemurume uyu dzichafara, ko community achagara sei? Umm gogo Ava havasi Mwari.
Varume vevanhu siyanai navo veduwee mmm zvakaoma
Saka mai sasha vakafa murume wavakagadzira anoita sei
Vanhu maifarira munhu akagadzira mukadzi nhasi zvava kushata papi munhu anigadzira masuwo ake
Rapayi munhu mbuya cz akafa munozonyarira payi afa
Mai Sasha apa vaita inonzi chandagona hapana.coz kumba nemurume handione vachigarisana
Vachagara hapana kwavanoenda
Gogo vataura kuti imba yaje haiputsije icharamba yakamira ..yehure rake iro ndiro raputsika and ndiye aimanikidzira kwaasingakwane Chenai ndiye muroyi
Hezvoooo nyaya iyi ndakaihwa kwatete tilda...... Zviya zvekut mrume haatirwi anoyenda hazviko zviya tinofa takasvinura sedemba vakadziwe
Mai sasha zvanga zvirinani kuti urambane na baba sasha nekuda kwe girlfriend pane kuti ucharambwa nemurume nekuda kwe huroyi ...apana kana hama ichakuda nezvawaita izvi
Wise words
Hiiiiii murume achatoziva kuti makatomugadzirawo kkkkk becareful kutizwawo nemurume
Vakatopa murume mushonga wekudyisa it's wrong hama dzemurume uyo becarefull nemai sasha
Wrong ipi yamozoda kuona nhasi paaita zvaaaiita maidiii kumuudza murume uyu kt zvaiiita zvakaipa
Mbuya ava vakasadyisa babaSasha mai Sasha vanofanira kurambwa muroi mukadzi akadai zera rake roziva kuenda ku ny'anga ari muroora wangu anoenda kumusha kwake kundiisira mwana wangu zvakadaro ko ukafa wosiya murume achigoti warara naye ofa
Tsiurayi mwana wenyu kuvhara zip… mai benzi
Wakagona mai Sasha mahure ngaaamame
Mahure ngaapfidze pamberi nebasa Gogo
Taura hako sazita pasi nevanotora varume vasivavo
Well done Mai Sasha ndokugona ikoko kuranga mahure anoganza
Dai muchigoti mukaroya vanhu kudai munozoenda navo kudenga varume vacho.denga hamuna mai Sasha negogo venyu
Siyanai nevarume vevanhu mofira mahara weee
Anenge a chinyanyo kukupa chii murume iyeye kt urouye
Mai Sasha unogona kuita ngozi sekuseka nekuti urikutodada nazvo kana zvanetsa siyanayi munezvakanaka nekuti izvozvi imba yacho yaurikurwira muchirikuwirirana here kana zvadayi
But nekuzofamba kweguva mai ava vacharambwa
Ungauraira munhu mboro yake here varume vane kodzero dzekuroora vakadzi vakawanda ini hangu handirombere murume akasapora mai Sasha uchachiona
kodzero yekudiiko.kune zvirwere kunze uku.kodzero iyoyo anoipiwa nemukadzi wake.kuswerozadzirwa zvirwere kuti hnz murume anekodzero
Ndikutoda rukawo chairwo
Gogo moyo vacho ava muroyi nxaa
Muroyi mukuru ndeakadanana nemurume wemunhu
Murume wemunhu wacho anenge aurirwa kuzonyengwa here kana kut ndiye anouya kuzonyenga..ndosaka vachiramba vachikuhurirai varuke ivava bcz hamuzive wekudealer nawo problem you depend on these men too much
@@maimimi4256hure..manje mukugonekwa..ukasangana neni chibva waziva kuti irikuenda kuna baba vako satan nekuti ini handina tsitsi dzaka pusungwara kudaro
@@linnetbhasvi8115amen..vaudze mahure aya.. tiri kumaona 😂😂😂😂
@@maimimi4256I think hamuna kunyatsa kunzwisisa mukadzi uyu haana kugadzira hure remurume akagadzira murume wke kty akangorara nemunhu chete zvinobuda
Yaaa yaaa hmmm apa hutshinye chaiwo..kuzotuka mukadzi womurume hapana kunaka chokeadi.futhi varume vanonyepa.vamwe vakadzi vanodanana nevarume vevanhu.vachiziva vachida kutikaurisa..tichishungurudzwa hiiii.neni zvangu ndirimukati nazvo.veduweee vanotishungurudza vakadzi ava ...asi pakuzonugadzira mmmm unofa ugoita ngozi
Chihure muchasiya henyu😅😅varume vevanhu siyai
Mai sasha mwari ave nemi 😢😢 l know kt akahura nemurume wenyuuu but sometimes varme vanonyepa veduweee god bless you mese naggo and bba sasha 🙏🙏🙏
Apa murume mhosva yake ndeyei ko kana aida kuroora vakadzi 2
Mahure achinyanya
Nmbr dzaGogo please ndatambura nemunhu asinganzwe nemuromo
Hezvoo kokuzo chema iwe vaiganza 😮
This is witchcraft , akafa unowanei
Lesson learnt
Imi mbiyaimi vanhu vanganivanoita nhumbu vasiri pamurume zvatanga nemwana uyu hre musadaro
Saka munhu uyu akafa mai sasha ava vachati kudii chaizvo
Vanofara vobva vaita ngozi kumusha kwavo
@@maimimi4256 imagine ndrini munondidya chete yey ndakakanganisa but hamutori upenyu hwangu
Kumagama kunorira neteam idzi dzana Samather😅😅😅😂😂😂
Ungavhaire kuti murume wangu akurara nevanhu vakawanda ende vachauya.varume havambonyenga vachiti ndine mukadzi,vanotonyepa.ko madii kutsvaga mushonga wekuti murume wako akarara nemumwe munhu arware ari iye.varoyi!!
Imagine saka she is a serial killer.
Mahure royewai mufe
Mujolo muchairega gore rino
Vanhu ngavadzikame Chihure hachibhadhari
Gogo chimurapai mahara musikana uyu plz..hanti matove famous nekuda kwake here muchawana macustomer hobho
Wakagona Mai sasha
Mwari vachakutonga kuraira munhu murume varume havaperi panyika akakoshei murume wacho .ini hangu ndakatobvva ndikasiya maropa fadzo anongouya ega mwari vakandiropa fadza ndikawana zvakanaka kudarika kwandasiya. Handina kutongera mwari hama pfugama unamate hai kuroya kutenga huroi
Taura hako chero iye murume wacho achakuda iwe uchiroya kudai ende arikuti vachauya wakawanda kutoganza nehuroi benzi murume wako shaa anonyenga nyika yese
Ane mboro yegold here murume wacho ndovakadzi Simba vanoda kushandirwa nemurume
Muchazvirega henyu zvechihure 😅chimbo shingisanai kwaaaaa
Manje kana wakazoroorwa iwewe wakatopara upombwe neluti Mwari wacho iyeye akati::: 1 Corrintheans 7 inoti do not remarry when divorced unless the one is dead.....urikunosangana nemoto
@@annanyamugudza1327tiri kukuonai ma home wreckers manje gore rino mukupera 😂😂😂 🎉🎉🎉🎉
Kamuroi kemunhu
Tsek hure remunhu kambwa
kkkk gabhu asi ndiwe murume wacho
Ko murume wacho makamugadzira asipo wani saka ingorapai munhu murume wacho asipo
Achiri makore ekurwira varume hre .madzimai dzidzai kuzvishandirai zvevarume izvo siynai nazvo kna zvaramba ko kusiya pne kugadzira murume ko mnhu akafa unozodii ndri ini ngozi ycho innge yakapenga trust me😂
😂😂taurai henyu
@@EdwardSibiya-pn1qy 🤣🤣😂
Ndivo yekuti akafa anorara nechipoko chake everyday. Hakuna chivanhu chakadai uyu huroyi. The government must intervene nen’anga idzi.
@@Nokutenda774 dai ba Sasha vkabva vmusiya mukadzi uyu cz ummm .ende mrkuona ivo Gogo vrkurambidza bSasha kti vade mukadzi uyu we chi 2 nxaaa musikna uyu ainge aknyeperwa hanzi mazita ekuchihure nxaaa mbuya iyi irkutoshaya mnhu anoiudza chkwadi yakagaidzwa iyo
Makarwadziswa,asi mweya wekusatya kuuraya hauchatobve mamuri,
Tichavaona kwa tilder vakumukirwa nechipoko chemwana iyeye
And ngozi Haina bsa kut ndaive wrong
Muroyi,muurayi uchapedza nyika uchiura coz your husband will not stop.wakazvarwa nemurume here iwewe?uchafa uchitambura
@@user-uk6rp6uc9cvery true
@@Machuma-ic5yxgegegege ngozi ayina kuti wanga usiri wrong inokupedzai mese oho
Rudo harimanikidzwe amai Sasha ,musadade nehuroyi anotonga ndi Mwari
Mazuva ano tiri kuto fosta well done Mai Sasha makagona