Mother Pa Musika - Episode 5One Tv2021 ж. 26 Там.64 415 Рет қаралды Share Tweet Жүктеуcomedy @ComicPastor
Gamu you are best padrama iri vasiri kurwadziwa Isai like anotsanangura nemaoko
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
tingarwadziwe here iyo riri team redu
Vanogona vese
Guys Gamu is nailing this dramaa..so real...but i feel like anhu ashoma akuziva channel ino..😒
She is a superstar
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
Yea dai vaitira kumachannel everidzi nhai
Wabaya iwe
sure few pple know abt it
It's madxibaba Comic for me ne step yebasa🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥
Kuba zvinhu nekuzvipfeka Gamu is strong 💪
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
Aifunga kuti muridzi akanganwa kkkk
Ayiwazve zviripachena izvi hatirwadziwe pakadayi
Muvachenjerere vachakutorerai murume 😂😂😂apa murume wacho pasina😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndivo madzibaba ivava varikuda kutorwa ava
Yeeee Comic vapindiraaaa🤣🥳💃💃💃ndaona ta enjoyer..cant wait for Nijoo
Ko mandebvu kkkkk that anondisetsa zvangu
Gamu and Patricia 1000 views in 45 minutes 🖤 you girls rock 😘
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
Imagine
Even a rolling plastic played a part 😂😂😂
Murume vacho havasi madzibaba here
Guys imimika u really met for a purpose kkkk ure great mese munonakidxa big time kkkkkkkkkk
Sasha Thomas ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you Sasha
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
🤣 🤣 🤣 Patricia anoonerera veduwee munyama usare mujorodhani🤣
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
iih anoshingirira hake eeh🤣🤣😂
Madzibaba comic to the fullest
Hanzi haaana mbiriso ka kkkkk
murume arimunzira seems kunge madzibaba Comic & vatoona vatorwa na Patricia kkkkkkkkk u guys r good
That’s what I thought too 🤣🤣
Madzibaba Comic prophecy yenyu yekutorerwa mrume bhoo here imika imika imika !!! Batai hana yenyu katatu mutye Mwari 😂😂😂
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
These two have given rise to this channel viewership. Loving every episode
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
true
And then enter Madzibaba Comic 🤣
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
😀😀😃😃😃
The unpopular opinion is that Gamu is the best actor in zimbabwe but the Arts and media industry is not yet ready to for her🙏🏼
🤣🤣🤣gamu akuzvinyanya kudamari too much kuna Patricia akutoshanda Patricia pamusika😂😂😂
Comic vauya🔥🔥🔥🔥🔥🔥 I couldn't stop laughing. Aiwa these guys are great
Madzibaba Comic bhoo here 😂😂😂😂😂 Gamu is so natural mhani 🔥🔥🔥
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
amana boe ere comic all along was waiting for this part of the skit
Kutaura kwamadzibaba vapiwa mabhisvo hanz motorerwa murume 😂
Kkkkk sheedzai ozemwa azoita part ya madzibaba
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Gamu Hollywood stuff....she can perform any role you can give her and she just nails it
Haa zviri kuoneka kuti wakano hodha madomasi Gamu 😂🤣🤣 wanga wanyanya tumiti twezumbani
Kikiki ndaitoshaya kuti chiii
kzhead.info/sun/es5td617Z2aamKs/bejne.html
Zi step renyasha ririkurohwa na comic ndafenda😂😂😂😂
Iwomagemenzi kuita kuchinjanisa hahahaha 🤣
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
haa makanyanya asikana, mhepo ikuvhuvhuta zvayo yabva yatofambirwa here amana kkkk
KO vakutoporifitwa kutorerwa murume asipo😂😂😂😂😂😂😂
Chiedza dzika... Rima tiza Chiedza dzika... Rima tiza
Love u Gamu and Patricia ,best team ever
😂😂😂💯💯💯arh guys kasong manje asi comic kaa
imi Comic naGamu imbondiudzai kuti makatoenda kunotenga megemenzi kutopinda muchitoro chaimo kutenga magemenzi ekuactor or makakumbira someone. Panoda tsanangudzo apa panyatsojeka kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk thumbs up team
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Patricia's facial expressions pachimwayiwa muteuro killed me
🔥🔥🔥🔥🔥 you nailing it gals
Gamu uchatorerwa Comic Pastor naPatricia
Gamu makuhwa here une chipo🔥🤣✊
U guys are very humble, respect for each other and your community u work well with each other and u are amazing so gifted.
kzhead.info/sun/es5td617Z2aamKs/bejne.html
Haana mbiriso ka kkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Sazi madzibba puro pabsa🤣🤣✊
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 comic vachipedzera. Am loving this one
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Ndasimudxa tsvimbo yaAaron⚡🔥
😂😂😂😂 comic nd gamu mwari ave nemi
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
😂😂😂😂 hanzii emadzi mai ndakubuda ini
Kkkkkk anhuwe mapositori muriko here, chipiyaniso kanjani
Mother kkkkkkkk aiwa thumbs up napatricia kumberi waiting for episode 06 weldone guys
kzhead.info/sun/lKadp9BrraaXnHA/bejne.html
Hahahaha Gafa Comic vauya kuzosiya munyama mujorodhani
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
Togashire Comic🔥🔥🔥🔥
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Two women powerful in the acting industry...love u guys keep shining
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂haaai haaaai for me wooooow
Kkkkkkkkkk hnzy haana mbiriso here 😄😄😄😄😄😄
Sry Chris hama nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo mavideo acho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
Aaaah pakaipa pakaika muchatorerwa murumemadzimai Kkjkk zvakaoma asi mukugona
Haa Gamu I gv up kkkkkkkk kkkkkkkk kkkkkkkk apa mugonero wacho waunoita so ayisarenda
🤣 🤣 🤣 🤣 Madzibaba kunyepa
Madzibaba comic gemenzi radhuterere mariwanepi kkkk
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
hanzi haana mbiriso kkkkkkk
Tatomirira and ndatoisa malikes ndisati ndaona nekuti ndoziva kuti zvo fire 🔥🔥🔥 ...Gamu taridza vanhu chidhoma vasakujairire 😂😂😂😂🤣🤣🤣
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
😂😂😂madzibaba kunyepa hanzi vachakutorerai murume ivo vasina murume wacho dhomo ana madzibaba
Kkkkk muporofitaa kumberii awooo kkkk yooo
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Madzibaba big up haa ndachema zvangu kkkkkkkkkkkkkk Ko patricia wonzwa nekudirwa mvura
Mnje munyama uri pana Pat here 🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪
Kkkkkkkkkkk Comic zvamakutotesa hembe dzemunhu ayaaaas haaaa mogona zvenyu guys
Sry Abigail hama nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo mavideo acho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
Kkkkk rega ndimbochifambira chamupupuri
Kkkkk iye arikukupai magemenzi ndiyani guys 🤣🤣🤣🥰
kzhead.info/sun/g9lmXbKQgqaXaXk/bejne.html
😅😅😅😅 shout out to the person ari kuvapa magemenzi
Ahh comic pastor tsvimbo yaAaron🤣
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Haaa vaskana imi mune chipo!!!!!🔥🔥🔥🔥
kzhead.info/sun/g9lmXbKQgqaXaXk/bejne.html
Madzibaba muri kuona pamweya here kana panyama🤣🤣🤣🤣
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
immmmmmm Gamu ka pane basa apa kkkkkk hanzi chiedza dzika munyama tiza madzibaba vacho kuseri kkkkkkkkkk
kzhead.info/sun/lKadp9BrraaXnHA/bejne.html
Gamu u are the best actor weldone sis
🤣🤣🤣🤣🤣nhai veduwe 🤣🤣🤣🤣🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Yaaa Gami is talented 👏👌
Prayer ya 8. 😂😂😂
😂😂😂zvakatooma hazvo to be honest
Munyama usare mujorodhani kkkkkkk madzibaba comic
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Gamu Gamu😂😂😂usadaro mwana
Kkkkk shuwa kunamatira nyamavhuvhu 🤣🤣🤣
Gamu kkkkk uridrama pachako😂😂😂😂😂
Sry hama nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo mavideo acho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
aaargh chiedza dzika, munyama tiza, mhepo kugungwa, bwahahahhahhahahahahahaha
Madzibaba Comic😂😂😂😂
kzhead.info/sun/gpxwY6aCfoaAf58/bejne.html
Ķkk kkkk aya mhepo yadzikamiswa na madzibaba kkkkkkk
kzhead.info/sun/g9lmXbKQgqaXaXk/bejne.html
Patricia enda unogezwa 😂😂😂😂
Kkkkkk madzibaba ka mhepo yotadza kuvhuvhuta hr ,apa makuda vese fut
kzhead.info/sun/g9lmXbKQgqaXaXk/bejne.html
Team harare inokumbira hembe thn yotouya kuzokuon yakadzipfeka
Ngezha yapindira Comic 😂😂😂😂😂😂
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Walk yacho 😅😅😅 madzibaba kah
Yeee idzi moms dzinode zviro yee
kzhead.info/sun/lKadp9BrraaXnHA/bejne.html
Kkkk zveshuwa ariko mapositori akadaro.... Kkkk nekanhu kasina basa zvotonzi varoyi
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Gamu Kubira waunoshanda naye masokisi wobva wadzoka wakamapfeka fut pamunhu wacho 😂😂😂😂
4:40 ndaona bhachi na nijo re brown😂😂😂😂
Kkkkkk ko mbatya dzapatricia dzakutoteswa
Hahahaha haaaa ava handivagoni vanhu ava
10 bond mazap 1😀😅😀🤣zim zim🙌rega Mark Angel aite comedy yeZimdollar
Sry hama nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo mavideo acho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
Zim has got talent 🙌👌
🤣🤣🤣🤣🤣 ende Gamu ka kuba kwacho kunge akabva training 😂😂😂😂😂
kzhead.info/sun/es5td617Z2aamKs/bejne.html
Madzibaba vabata madzimai🤣😂varikuedza kudii
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Patricia wabatana nacho namother kkkkkkkkkkk.
Munyama usare mu jorodhani 🤣
Hanzi kuma 8 pa sowe kkkkk
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Kkkkkkkkkkkk chakuda kuzotikwa nekunakidza comic to the world
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html
Kkkkkkk Comic kah ndaseka zvangu
kzhead.info/sun/gtOOfNJteF-fgWg/bejne.html